Tomuona pambwa uyo kuuya kuzotora Mari ye vanhu vanotambura siezKunge Sauro andina basa ne weather muma potholes imomo i took it further 😂😂
Anyway 0,0,0,0,0,0,0,0,1 pakatobekwa comma migwagwa yedu yakadai ðŸ˜vanhu vachifa muzvipatara pasina mishonga 💔ukuwo manesi achitaura kuti hatisi kuzorapa vanhu nemazvo kana bonus isina kupinda 🤦ðŸ½â™‚ï¸
My Zimbabwe 🇿🇼💔