Monday, July 22

Zimbabweans Tombozororawo Kuoneswa Dzabu Maitt Vauya And Mutakitiki Wamadam Tave Kuuziva We Pressure Vachatanga Kunyepa Company Endorsements

๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚tanga tanzwa ne emotional blackmail yemwana kiti ikabuda tombozorora. Tyra haana kathat akatonhora zvake kuti tonho chero maadverts ake unotoona kuti kuzama zama.

 

 

 

 

Chikiti chabuda mirai muwone mvana iye yakasiiwa ne mrume yakuchitanga kunyepa,heee thank you company nhingi fr making me ur brandambassador๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚hee ndatenga mota,heee imba na nhasi mansion yakandzi irikuvakwa na prophet vaya dololo,movie frm

 

 

 

 

 

 

 

America dololo,becoming Madam Boss dololo,ukwane Trya ndosaka mrume akakutiza

 

 

 

 

 

 

That’s true though, ndanga ndisina kana kumbozviisa musoro but ever since mai tt vaenda she has not been posting brand deals ๐Ÿ˜‚

  • Share: