Uko Mura haadi kuonekwa only Madam boss ndivo varikuendaUko akudiwe Vanoti pandakapinda mujeri ndakadzidza zvakawanda Kunodiwa vanoti ndaneta
Nema Meetings ehu Brand ambassador🤠andituka Newewo Ka 7🤣🤣🤣ðŸƒâ™‚ï¸ðŸƒâ™‚ï¸Hakudiwe mbavha mbinga kadzi dzotya kubirwa mafoni adzo🤣🤣🤣Shamwari yambinga ndiZodwa,
Tarisai adedzwa sadhaka bhoyi azenge akuzunza garo hanzi signature dance🤣🤣🤣🤣🤣zvechidofo pamberi pembinga.Zvinzvezvana zvinhu zvamunovhaira nazvo soo🙄🙄🙄