Tuesday, February 27

Zvinoshamisa Zvinotyisa Chido Ouraiwa Ascikirwa Nemukadzi Wemurume Waaidanana Naye Ku Port Elizabeth South Africa Zivisaiwo Hana Dzake

Ndasangana nenyaya iyi mukufamba n wonder why madzimai tichimborasa njere nenhau yevarume.? Why wld one go kusleepover kumba kweboyfrnd yako yaunotoziva kuti he is married the wife just went somewhere?

 

 

 

 

 

Hakusi kuhura kwakafumuka here ikoko? . . Zvekuti azofa ikoko I am not interested zvangu coz the coz of death Haina kutaurwa kuti aita kupondwa or angofawo natural death zvinotoda ana chiremba .but why wld u go kumba kwemunhu

 

 

 

 

 

 

One woman dead another woman has blood on her hands and the man walks away scot free.Zvivindi zvekunohurira mumba memumwe mukadzi munozvihodhepi nhai !!!If hurai mufe was a person…zvakaoma..sorry hake …asi ndo zviregwa futi kuti the wages of sin is death ?? 🙆🏾‍♀️…

 

 

 

  • Share: