Madzimai madzimai madzimai tapindwa nemweya hwayi weduwe .Zvirikunzi mwana uyo akarohwa namai vake kusvika atisiya zvinorwadza veduwe 💔💔💔💔ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Stress yavanopihwa nana baba or kubasa ameno wanike yatokuvadza mwana imagine kurarama uchiziva kuti ndiwe wakauraya mwana
Kopauchabvunzwa nemumwe wake kuti mama oscar aripi uchatii asiðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Mhepo dzinenge dzasimuka askana
Handifunge kut pakurova paya unenge uchida kutouraya
Dai Aida kuuraya angadai akangorova nedemo ka1
Rest in peace baby🥹🥹💔