Saka Kudzi achauraisa vanhuka. Iyo mbuya iyi inogara sei nevamwe muraini. Kana kumachurch ndo type yekuti haibve pachigaro and hapana zvmunoiita ichitemba uroyi
Yuwiiii mbuya iyi yaitorewesaðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ’”💔💔💔💔💔Vatozourayaa Mukomana Kunze Kune Varoyi Uku