Monday, January 19

General News

May 24, 2024

Pashata Video Dorine Achitorwa Nemapurisa Musikana Asungwa Ndokwazvave Here Veduwe

Chikokiyana wadzva zimuroyi urikupedzera mari kumapurisa nyengerera shamwari yako wega handinahukama newe musatanyoko mazitsvinaaa.handina kuya pano kuzotsvaga shamwari tiri mumaricho azugar waindiwisirei pano mazidzibwaaaaaa dakona anonyura             adress yamai vekiti yawakapa vanhu kuti vauraye mura 50us ndokumupa muzim hamutsike.wakwana papi munyaya dzemikando yangu ukuzama kuvhunza yaa thats your home work il confuse you kusvika wamama wakata live kuda kudzura page iri kanganwa

May 23, 2024

Bona Mugabe Watinoda Tese Finally Speaks Musikana Otaura Zvekuroorwa

Kana uchida kupera rorwa uwone 🚶‍♂️ 🚶‍♀️Veduweee ndakazoona kut sei vakadzi tichizo glower wave single mumarriage hamuna piece zvachose depression ikanatsokubata chero mafuta pa Ganda rinoita se dehwe stress chaiyo ndoinoshakadza chero ukawana zvose uchigeza nema detol               nema sipo anodhura uchidya ma grapes asi murume wacho kana achingopimda na 2 kwakuedza hazvishande wotanga kurohwa usiku ihoho veduwee marriage chikwambo chinosveta ropa               🙌🙌🙌Ndozvinodiwa kana wa divorcer kwete kuonda nekutadza kugeza uchifunga munhu akutozvifarira zvake.Tisakurudzira kurambana zvibate zvakanaka ur

May 23, 2024

Pashata Apa Mukadzi Wa Gidza Cat Father Oti Arikusungisa Munhu Oburitsa Zvese

International hazibandi 🤣🤣🤣🤣 zemo rembwa pahwahwa munhu akaroya jerigero akamuroya pabeche 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kufamba achinonga ma rejected tsvimborume mumasendiraini yozongova my husband 🤣🤣🤣 mai bwanya namatirai zemo re mwana wenyu tizorore                   Ancestor gets married every 3 years 🤣🤣🤣

May 23, 2024

Ma Accident Anyabya Izvezvi Along Bulawayo Road Hazvina Kumira Mushe

Road traffic accident along Bulawayo roadAssistant Commissioner Nyathi said the other two victims are yet to be identified by their next of kin. He added:Meanwhile, the Zimbabwe Republic Police confirms another fatal road traffic accident in which three           people were killed whilst ten others were injured at the 226-kilometre peg along Bulawayo-Victoria Falls Road on 21st May 2024 at around 2200 hours.             An ERF truck with three passengers on board encroached onto the oncoming traffic lane resulting in a head-on collision with a Stallion Cruise Bus with 40 passengers on board.

May 22, 2024

Zvinorwadza Margaret Uyu Nekunaka Kwese Uku Ozviuraya Nokuda Kwemurume Osiya Vana 2

  Margaret : ‘She committed sui..cide because of failed marriage’ – Family of Benue girl found dead in Abuja     on  May 21, 2024 By  Daily Post Staff  The father and a sibling of the Benue girl, Margaret Oyibo Atayi, who was found dead on Monday, said she committed suicide due to depression from her marriage. DAILY POST reports that Margaret, an Idoma girl from Ugbokolo, Okpokwu LGA of Benue State, was last seen around City College of Education, Abacha Road, Mararaba near Abuja at about 3am on Friday, May 17. Confirming her death, the bereaved father, Mr Atayi, said, “Margaret was a mother of two children. She has been in depression for some time now due to mistreatment by her husband. She went

May 22, 2024

Haya Zviro Zvacho Bling4 Muimbi Nemusikana Wake Karen Miss Uz Vavhurawo Hombe

Hatina Zera ne Mujolo             

May 21, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Elias Mabasa Uyu Otorwa Videos Achizhaka Mombe Kuiita Mukadzi Imi Nyika Yashata Asungwa Zvake

Murume asungirwa ‘kuchata’ nemombe hadzi   Elias Mabasa (25 years old) from Chegutu, akabva kwaanogara kuWard 23 ndokuenda kwaSabhuku Maregedze kuWard 20 kupurazi reCorncopia uko akazowanikidzwa mudanga revaridzi pakati peusiku uye asina kupfeka. Abatwa kudaro, akadura kuti aishinha nemombe zvikazoita kuti aunzwe kudare raMambo Ngezi.               Muchuchisi mukuru mudare raMambo Ngezi, VaGeorge Murungweni (54), vanoti murume akawanikidzwa uyu anonzi Elias Mabasa. Vanoti Mabasa ari kubvuma mhosva yake yekuti aiita zvisina kururama nemombe. “Elias Mabasa wekwaMambo Ngezi, kuChegutu, akabva kwaanogara kuWard 23 ndokuenda kwaSabhuku Maregedze kuWard 20 kupurazi reCorncopia uko akazowanikidzwa mudang

May 21, 2024

MSU Gweru Teacher Vozvouraya Muclass Ndomawawanikwa Mutumbi Wa Roy Muchareva

MUDZIDZI wepaMidlands State University (MSU), kuGweru, akawanikwa mutumbi wake wakarembera mumba azvisungirira nekuda kwechikonzero chisati chava kuzivikanwa.MUDZIDZI wepaMidlands State University (MSU), kuGweru, akawanikwa mutumbi wake wakarembera mumba azvisungirira nekuda kwechikonzero chisati chava kuzivikanwaMutumbi waRoy Muchareva (28), uyo aigara kuSenga, muGweru, wakaonekwa mumba maaigara nemusi waChivabvu nenguva dzemasikati.                 Mutauriri wemapurisa kudunhu reMidlands, Inspector Emmanuel Mahoko, vanotsinhira nyaya iyi. “Mutumbi wemurume aidzidza paMidlands State University (MSU) uyu wakawanikwa mumba maaigara, wakaonekwa neshamwari yake yaiva yamubvakachira,” vanodaro Insp Mahoko. Mut

May 21, 2024

Ma Combi Dai Achibhanwa Mu Harare Izvezvi Mukadzi Akatsikwa Ne Combi Muna Rizende Ma Pictures Acho Hazvisikuita

MUDZIMAI uyu akuvara pagumbo apo atsikwa nekombi iyi payange ichitiza mapurisa mumugwagwa Rezende, muguta reHarare. Mutyairi wayo azomira ndokutakura mudzimai uyu kuenda naye kuchipatara. - Mifananidzo naMuchaneta Chimuka          

May 20, 2024

Ava Vavhura Hombe Musikana Kuita Gomba Mwena Weshata Kochii Chakuitika Vanhu Kungokwirana Pane Ma Camera This Week Taabho

Pane asingat***i here??? Zviri healthy zviya,itai henyu Madzimai imi Takazvipiwa naMwari,ndo zvimwe zvipo zvatisingashandisi🤣🤣🤣🤣  To all men vanosvikako "Rufaro kwamuri" Naiwao ndinoti raJohwani mtambidzanwa hariruya🤸      

113 114 115 116 117