aaaaah gyz wanhu wepafacebook munebasa, pandatoona ichi ndatombodzokera kupage kwangu kuti asi ndakachinyora ndakadhakwa, dai muchizoeditor muchindikumbirirawo kaaa than kueditor muchitondinyimisa, akagadzira ichi kana iri hono kana hadzi ayihwa yakanyanya ko kutozoona blue tick iripo wena ndozviramba ndichitiwo ipapa😁😁😁😁😁😁😁Ndiwe Greatman Music unenge warohwa hako ne Kambucha lite😅😅Hausiwe here Greatman pane ka feeling karikundiudza kuti ndiwe 🥴🥴🥴🥴🥴🥴🥴Ndatoenda kunotsvaga Greatman Music ndikungoona 1 chete ine kaBlue tik Saka ndiwe iwewe wakanyora 🤣😂🤣😂
These are the sort of PRICELESS reactions that make me so happy and make my HEART melt...Zvimwe zvese ratove DRAMA... Iye Blaz wamunoti Fantan uyu Pane andiudza kuti nhasi ibirthday rake...Zvino ndomuitirei ko ??? Akazo roora here ??? The last time i heard he was divorced ??? Kana ainaye Mukadzi pamberi pa Mwari ini handione hangu paine chakaipa kuti Mukadzi wake aitewo ka Benz C class kaye keku ma 30 thousand uye na ivo Amai vake ava vaka muzvara vacho muzuva ranhasi ivo vane kodzero yeku parka ka AQUA mu yard mavo kekuno tengesa chingwa pa ma shops nekuendesa ku church ne shoko rimwe chete ravataura randino bvumirana naro rekuti MWARI VAKA NAKA... Ndireg
Vanehama dzakakwira City bus yesterday from Joburg to Harare please tarisai hama. Panonzi hapana kumira musheVanehama dzakakwira City bus yesterday from Joburg to Harare please tarisai hama. Panonzi hapana kumira mushePane adarika napo zvisina 5 minutes zvaitika ati this one city wat wat ranga richimhaya zvakaipa iye aripindira after police Richibvs ipapo ndipo paraita head on ne on coming bus Uuuum vna ve Zimbabwe tapera muma road umo vna vasara dzave nherera chkwdi Tenzi tirwireiwo panguva yakaoma kudai
All 5 were teachers going home for the weekend. Vana vakatomirira kutii mubereki ari kuuya. A spouse akatomirira kutii my better half is coming Zimbabwe haichadi ma Prayers chete king man Jesu akamamisa vanhu vanhu ngavamamiswe vagadzire migwagwa nekupedza khorapusheni irikuma lisence 🤒🤒🤒🤒😭😭😭😭😭😭😭 Mwari matsamweiko tinzwirei tsitsi Jesu tirivatadzi zvanyanya kana veduwee 😭😭😭💔💔💔💔Zororai murugare hamaHanzi pafa 5 vanhu Harare ,Bulawayo road again 😥😥😥😥 Zimbabwe zvatichapera nhayi ❤️❤️let's pray for ZimbabweWe can pray my brother do
Passion & Lilly Java Donate Ambulances & Medical Equipment To Chitungwiza Hospital Worth Over USD 1 Million
CHINONDISHAMISA PANO PAFACEBOOK NDIKA POSTER ZVAKADZIKAMA KUDAI VAMWE VANHU HANDIMBOKUONEI MUCHITO COMMENTER KANA KUISA LIKE ZVAYO ,ASI KUNGO POSTER ZVISINA BASA AIWA MUNOUYA MAKAWANDA KUNYANYA MY GENDER MURI MHANDU CHAIDZO VAMWE VENYU NDOTOSHAIWA KUTI MUNENGE MABVANEPI COZ PANO NDINENGE NDISATI NDAMBOKUONAI MUCHIISA CHERO LIKE KUNGWARIRA KUTUKA STEREKI ZVAKANAKA HAMUZVIONE, BUT KUNGOTI MUNENGE MUCHIRWADZIWA KUTI NDOKUTORERAI VARUME VENYU🤣🤣🤣🤣🤣 BUDIKIRAI PANE ZVAKANAKA VANHUKADZI KWETE KUDA KUTUKIRIRA KANA MUNHU APOSTER ZVEKUPENGA MUSIYEI NEKUPENGA KWAKE KOIMI MORWADZIWA NEI 🤣🤣🤣🤣🤣🙌
Madzibaba Ishmael arrested as police raided his homestead at 3 am today, he will appear in court soon. Canaan ya vharwa.Well done ZRP. More on this story tonight on Tilder LIVE ZIM Video credits H-Metro ZRP yakagara ichiziva nyaya iyi bt vaikonewa we thank Tete Tilda neprogram yavo yakabatanidza police yese vakabata basa this is something elseHaaa nyaya yakafambirwa na tete tilder inofamba Thanx Tete Tilder nekufumura zvakavanzika this is slavery. Ngavasungwe madzibaba Ishmael vacho vanhu avo ngavabviswe mupurazi vayende kunorarama normal life Ngaparohwe vanhu vakundandama nekutaura zvekupenga kut cem
Hanzi havana kufitana asi kufitana naye manje netsapfu dzake dzinenge mabhororindo. She has an undeniable crush on aBanda it’s embarrassing. 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️ Samazi Kamuroyi zvee hauone tsapfu dzacho dzakaomaThis is beautiful😍Unotoshaya kuti Samaz ainyatsorwei pamereji iyi.Hee Mai Banda vakahura hee vakarambwa hee chino.Post after post🙄. Ndiwe rimwe Zinhikwi iwe.Kkkkk pane pavangasiye gumbo iro vachida tsapfu dzake dzinenge tumusoro twevana vacheche....uye kunge akakura achifudza zvipembere
Wabuda zvako mudhabho stori yako wokwenya range rover yako kunanga paEyaport kunokwira business class ndege kuenda mhiri kunge urikuenda kumagirosa. Isu kana musuwo wendege hatiuzive tajaira kungonanga paMbare takananga kumusha kuGokwe tichizvidyira hedu chibage chedu tichisevha kamari kese..Wouya hako uchimisa mazitaco ako hee ndipei madhora achibvepi???Ndizvo zvatakakushaudhira izvozvo usafe wakazvipamha futi. Yawakawana iyoyo kasika kuidzorera😂😂😂😂😂😂😂 unopa munhu anokwira mandege ma$1 kuti anokwira hke magirst class obva akuvhairirai ftii mobva mauya muchiti anopisa anokuremerai😂😂😂iwe hauziye kna kuair port
Mwari ane reson yaizvozvo,regai tigare kumalocation,apo shumba iye chikara ikutoda musoro wangu kunditumira mahit man,nasouru dozvi vavo unouraiswa neweropa. Mwari achapindira,hapana asisazive pandogara ndichitumirwa mapics vanhu varipaflat.muti kunambuya mamhuno vanemukati mhuno munerima ndati mushoko wakujuja ropa uchihurira kuchengeta muzukuru🤪 Mwari ane reson yaizvozvo,regai tigare kumalocation,apo shumba iye chikara ikutoda musoro wangu kunditumira mahit man,nasouru dozvi vavo unouraiswa neweropa. Mwari achapindira,hapana asisazive pandogara ndichitumirwa mapics vanhu varipaflat.muti kunambuya mamhuno vanemukati mhu