Vanhu ava handina kumbobvira ndafunga kuti vangatode kunobvisawo machembere matuzvi Vaiitipa pressure kunge zvinhu zvavo zvakarongeka Joey aibva ati empowerment bla bla Avawo vachiti vane ma business vanokweretesa vanhu zvimbadzo hee father diaries ndi Engineer Hezvo vakutodawo basa remhanga mhanga iri Musapihwe pressure ne ma socialites Imagine senge iro Joey raibva rati vana wangu wanodya zvawanoda kwete zvawanowana achibva aita kunga ane mari hayaaaa. Apa ndiye akumuka na 5am kunobata shift out of Birmingham. Pressure yaiwa yekubhadhara COS shame maningi ini ndakaramba kupihwa pressure nana pambwa awaIpapo
Joyce Mujuru munamatireyi akurwara adakufa ari mu pretoria muchipatara chinonzi stivo biko Hatisi kuita mainternational Prayers ngaadzoke arapirwe pagomo titotange kutsanyano to international prayers ,isu tikarwara vanoti ku Gomo or pare so the same shit must happen to them They are part of our situation right now .nyika ndeyavo but the giver of life is the one above . Ngavazvinamatire .Vakatadza kugadzirisa zvipatara pavaive panyanga now they are flocking to neighboring countries for treatment...nyangwe ukaita mari sei hakuna chinhu chinorwadza seku travela malong distance kunorapwa
Ashford why usinga poster mukadzi wako ku page rako🤣🤣 munhu dada nemunhu wako poster mukadzi wako ndiwe wakada babe rako imbomu poster Usade kudya Mari yemunhu wausinga poster Hanzi vanogara nechembiza ka ivava apo vanonyomba vamwe ku page kwavo uko
Please note this topic was not raised to demean anyone anozvichenera nekuzvigezera. Rather it was inspired by my admiration for the simplicity of those women we hardly notice yet they are at the top of the means of production. I couldn’t help but envy their simplicity. Sadly, there is a shadow inongodaidza controversy pese pandiri zvinoita kuti tirege kuona discussion at face value when no offense is meant. Church person is a fundi,ndomhinduro yemunhu akaenda kuchikoro , vaya vemazino anotamba maclarks pamuromo ,kungohakira hakira pasingadi izvozvo.Church person is so civilized. Mbuya tea hobvu vanyadziswa zviri smart
Kamuchacha competition pese pese Wakaona kuti denzel is getting close to madam boss achitamba na Dzabu now wamhanya pazviri take take bvongonya ayas Mai Titi before vaenda kujeri ndivo vakatanga kuimba nadenzel muveve.titende.dzika paofficial page ramura.vakaimba naye paalbum ravo as a vocalists mTyra ndiye akatotevera felistus One thing you should know about Denzel is that he is an opportunist. He takes advantage of those who are influential. Look, he started being close na Tapiwa ku tiktok n tht boosted his account even now nana magic and tarmac. Then madam boss nana dzabu n mama vee now mai tt. He is on a mission of growing his account not watever you think
Depressi🥺🥹on 🫥 Yakaoma Violet Aimbo Actor Na Comic Pastor Azviuraya Vecuwe Let's Be Kind To one Another People Are Going Through A Lot Muhupenyu MHSRIP 😭😭😭😭😭Depression yakaoma RIP violet aimbo actor na comic
Asi kana madhakwa pfungwa dzopinda mubhurungwa. Disappointed 😔😔😔😔 we need iron pants with locks 😂 😂 😂 😂 Kuita seari kuchera mbeva kudaro iye achipinza ruoko mu yokera ye bbe
Greetings, After carefully analyzing the events unfolding in South Africa between Evidence Chihera and fellow promoters in the country it is unfortunate that we cancel the proposed events which were due to take place on the 8th and 9th of December 2023. As Swaah Family/ Jah Signal brand we would like to disassociate ourselves from the rift thats taking place right now. We do respect all the individuals involved and we hope and pray that they solve their differences amicably and we hope to work with them in the near future. Management
Vamwe vachiva kwidza Bp isu tichivakwidza ndege , Makandikoshera mama❤️ I’m celebrating my Birthday because you humbled yourself for the whole nine months and gave birth to Me,,happy delivery day to you moms ,,,love you loads
Tyra hona vana vadiki kwauri nekure kudzikama ,kukundwa naBee weZhira azoposter dumbu yake azvara iyezvino ane mwana ane 1 wk iwe waiposter everyday rakashama futi kunge risina kukwana kuenda kuChikoro kwakanaka iwe Tyra zidofo remunhu nguvai yacho raitoti ndirikusvotesa vanhu kusakwana Bee weZhira muGraduation uyo anoita zvinhu zvake nekufunga ,face Yako inongoratidza kuti uridofo Tyra kubva pawakaActor zviMovies zvako zviya nevanhu vekuNigeria zvikabva zvarova zvakadero