Vanhu hatina kwedu. If anything had happened to this child ariku band maizoti ko vabereki vake vakamutendera kuenda ku band vakakwana here. Baba ava was not wrong. Vazhinji pano takakura tichirohwa nekutsiurwa whenever we disobeyed our folks or elders. Kuwanika usiri mumba wabuda hako pakati pehusiku hehehehehee waichiona. Mwari chaivo vanotitsiura wani and dzimwe nguva zvinotopisa tsitsi chashamisira pavana vedu chimbori chiiko chaizvo chaizvo zvekuti vanoda kubatwa semazai?? Kana varasika nekuda kwekuvaregera vachiita zvavanoda tisu zvee tinotambura navo vana ivava vava ma stupid evanhu. The spirit of death was already hovering upon this family yaingoda kanenge ka reason. T
Makadii hama. Ndiri kutsvagawo murume anonzi Carrington Manyawu. Murume uyu is a fraudster anozviti anotengesa maCos iye neumwe wake anogara kuUK anonzi Tapiwa. They convinced me to pay USD$3000 cash tikanyorerana pasi nekusigner maaffidavits tese mutown, Harare. Kubva zuva iroro vakabva vadissapear hapana Cos rakauya havachabatike zvachose. I reported case yacho kumapurisa asi haasati awanikwa. Veduwe kana pane anomuzivawo nekwaanobatika ndibateiwo panumber iyi 0717484369. Aimbogara kuBudiriro 2 achimbotambira paGlenview3 paTichagarika anomboita zvema photoshoot. Below are their pictures Carrington and T
Wasted opportunity✈️Kune vari kuda mukana wekupinda kunoita zvisvinhu, shavi rekupara ngozi rikati ndinewe nedzinza rako 🙌😷Sure kuvharira vamwe mukana uku zvezvakunzi mazimbabweans nxih kutisvibisa mazitaVamwe vakaenda uk kunouraya
Mai Bee is brainwashed. Chimadhumbe mutemo wacho watinoziva tose ndewekuti chinofanira kuva a stepping stone zvoperera ipapo 🙅Usually kumaemployers anerudo nevamwe , munhu achitopinda basa anotobvunzwa kluti wakasvika papi nechikoro, chii chaunoda kuziva muhupenyu , kuratidza kuti naiye as your employer haatarisire kugara newe samaid wake for the rest of your life . Manje izvi zvekuti munhu anoita decade plus, achingokwesha toilet yako iwe uchikwira ndege kunotambira maAwards iye achisara pamba nanaCoco achibvisa tsvina dzavo payard iii zvakaoma. Kunakz kwemoyo wemunhu kunoonekwa pama employees ake. Ten years plus , growth pana Mai B hapana, chavo kurera nekubereka vana kumusana chete. Kundeg
Zvinorwadza Izvi Mwana Wa George Chigova Achitaura Parufu Rwababa Vake Oti Tave Kutokura Tirinherera Ndachema Kani😭😭😭😢😢Kufirwa Nemubereki Kunorwadza Chigova's burial set for Saturday Story by ZBC Reporter THE body of former Zimbabwe Warriors goalkeeper George Chigova is expected to arrive in Zimbabwe this Wednesday from South Africa, ahead of burial Saturday in Chivhu, the Zimbabwe Football Association (ZIFA) has announced in a statement. The 32-year-old passed away suddenly last week in South Africa due to suspected heart complications. In a stateme
Chigova's burial set for Saturday Story by ZBC Reporter THE body of former Zimbabwe Warriors goalkeeper George Chigova is expected to arrive in Zimbabwe this Wednesday from South Africa, ahead of burial Saturday in Chivhu, the Zimbabwe Football Association (ZIFA) has announced in a statement. The 32-year-old passed away suddenly last week in South Africa due to suspected heart complications. In a statement, the ZIFA saluted Chigova for his contribution to the nation through the most revered sport. "Chigova was a beloved member of the Warriors family and will b
Kwakaitika chisionekwi kuWest Nicholson mudunhu reMatabeleland South uko gudo rakatora mwana ane gore nemwedzi mitanhatu kubva mumba maakanga akarara ndomuruma nekutiza naye. Amai vemwana vakazonwa kuchema kwemwana vachizotandanisana negudo iri, iro rakazosiya mwana asi rakanga ramuruma zvakaipisisa kumagadziko. Pari zvino mwana uyu ari muchipatara cheGwanda Provincial umo ari kurapwa ari. (Mifananidzo VOA/Albert Ncube)
Mrs Virginia Gumbo, an ordained pastor, briefly ministering at the burial of her husband Rahman, a celebrated football player and coach Haa Rufu Ma1 Mukadzi Wa Warrior Rahman Gumbo Achitaura Zvaiitwa Nemurume Wake Kuti Handizivi Aenda Kudenga Here Or Kugehena Chamdinoziva Aida Mwari 😭😭😭😢😢
Explosive Testimony as Deputy Minister Accuses Marry Mubaiwa of Attempted Murder on VP Chiwenga. The former Health and Child Care Deputy Minister, Dr. John Mangwiro, accused Marry Mubaiwa, the ex-wife of Vice President Constantino Chiwenga, of attempted murder. Testifying in a Harare court, Dr. Mangwiro claimed that whenever Mubaiwa entered the ward where VP Chiwenga was admitted, he would be in good health, but upon her departure, he would be unconscious and obtunded. During cross-examination by Mubaiwa’s lawyer, Ms. Beatrice Mtetwa, Dr. Mangwiro detailed the concerning pattern of Chiwenga’s health deteriorating each time he returned home from medical treatment abroad. He stated, “Each time we took the complainant out of the country for medication, he would come ba
Ivey kombo to Mai Ts Diaries you are out of this world in voice & rhythm. #Takazvipihwa #NaJesupaChake #zvekugeza #KoKaNation #LoveStation #takazvipihwa #highlight #FREE #reels #everyone #viral #highlights Everyone Mai Ts Diaries Murandakadzi looking great & for sure is back with an anointing