Kettina ma results ema tests taaona But chizvi compare ne murwere wedu manyama Personally wen I grew up I want to be olinda Ehee anombobhowa mukaradhi but ane class so Ndo ma rich aunty ezera rake Kettina just know that you cannot buy class i prefer hangu kuva hiv positive and look niteKkkkkkk besides olinda kune vamwe vazhinji vari positive but life yaanenge anayo unotoona kuti iwe unozviti une hutano hwakakwana hautombofi wakasvika pa level rake HIV yangofanana nevane sugar , bp chirwere chakutyisa mazuvano cancer dai Mwari vatiwanirawo nyasha
Former Radio 3 presenter Kevin Ncube changed from man to a woman… He is understood to have been dismissed from the ZBC soon after allegations in 2002. Kevin Ncube later revealed who he was in a Newsday exclusive interview back in 2006. Kevin migrated to the United Kingdom to do gender reassignment in the early 2000s.Kevin ka Ncube....he used to be one of my favorite DJs...ko akazodai.wonders shall neva end woooo
31 October hanzi vavakubuda ende ziyambi ziyambi wakaoma kutadza kungoendesa bepa chete haa wandirwadzisa ziyambi As for me ndinoti regai vabude hakuna munhu akambofa mafiro akadai akarova munhu haauraiwe se huku Mai Princess be strong hama it is well Pee acharwisa chete anganonoka bt acharwisa Nyika yedu inorwadza veduwee kutadza ku submiter zvaidiwa ne time umm zvakaoma hazvoLet them go out in peace... Varegei vabude panze vafambe vadzoke vadye sadza why tichinetseka ne zviri pachena Tapiwa Makore akarwa dzake ega magweta achiita basa rekubhadharwa munhu haasi dhende rinopfekwa rikadambuka roraswa munonyepa let them walk free PRINCESS will walk with them for th
Kokusataura kuti Garry Tight Mwana wa Willom Tight zvipoko mune secret inorwadza Gary Tight best Son of Willom Tight ,Son of Dr Oliver Mtukudzi and Brothers to Sam Mtukudzi . ...... ari kungo tsimbirirwa hake nema Promoters and DJs but he's music is Mature and great in short anogona 💯 Zviye Willom ndiye wekuimba memo memo na ndinoda wangu wekumaruzevha Nhai imi pane mamwe masongs here agarry tight ndongoziva yaakaimba natuku basi 🤔🤔
RIP Garry, RIP Julie I wish Garry’s death could not have even come, May be he could have reached out achibatawo maoko as i mourn my sister, He had the love… Sadly his burial happened the same time as my sisters’ burial, while his was 300km away…I could not have left the grave site heading there… I praise the Lord Jesus, I showed up big for Garry when he came knocking at my door, not just once…Everything he asked from me i did it for him while he was alive. I jus didn’t share…I was there for him when he was alive and needed my support which is more important!  
Congratulations vachata Ku court zvinofadza ❤️❤️❤️ ADVERTISEMENT Rap Meets Romance: Holy Ten and Kimberly Richards Tie The Knot October 19, 2023 Holy Ten and Kimberly Richards Tie The Knot [Image: Nash TV] Their love keeps blossoming. Rapper Holy Ten and his wife Kimberly Richards have tied the knot at the Harare Magistrates Court. ALSO READ: “He Was Hustling Using Winky D”: Zimbabweans Get Ruthless As Holy Ten Is Set To Marry Pregnant Girlfriend Kimberly Blissful Marriage Marred With Scandals The couple got married in March 2023, after Holy Ten paid a brid
Pafair blaz avo avafitwe nezvechisalad salad haana body yakanaka futi Shugeta munhu anomufita ndianna chete vamwe vese ava ratova drama ekitai henyu hahahahahaaa Zvikungoita sekut pakupedzisira pane achachema hameno zvazvingori Hope his centimeters are good coz sis avo vangamirira izvozvo here annah may help us on this one It's never too late to pick up the broken pieces and figure out the puzzle. Life is too short
Taitowirirana zvemachaizvo izvo pobvapazoita ananyatsvimbo vakazvivharisa nhai imi . Zvanga zvakanaka wani Gogo Masiriri musade kunyepedzera kuzungaira. Makuda kudzokera kuna Sis Melly Diaries Live na Zuva nekuti mapedza kushandisa Ketsvina and mamuita dhamanji page rake Just pick up the fon and tell her Sha save us the ackwardness yekuita sorry, can we just start again.. My name is rutendo loveness, then you take it from there... 💜 It's never too late to pick up the broken pieces and figure out the puzzle. Life is too shortKetsvina apera and hamuchina content. Zuv
Guru guru guru guru kkkk ngozi iyiGuru renyika tazoriona😂😂😂Ndochiya chainzi Cha Mai Tt chiya Ekizekiri guru riyaaaaa🤣🤣🤣🤣🤣🤣 As the whole country we proudly disowning herGuyz honai ndachiZoomer chinhu chaKetsvina honai kupaduka kwachakaita . 😂🤣🤣🤣ndicho chiya chavainyepera murah mwari vanongozoita zvibude zvino ndomatinji iwawo anoita seabvurugwa nenjiri kudaro Kna Easter wa queen Tate akazvinakira chi icho kunge chikitsi bonga😂😂😂😂 ngozi yematinji yakarehwa nagogo musalad yanga yakasimuka nezuro Mofananidza rombe na Felly moda kuti zimcare rakadaro ride
Actress Patricia X Best Friend Ya Mai TT Achifumura Huchapa Hwevana Va Mai TT Havagone Kana Kugeza Mazino Ndikaita president or minister wezimbabwe wese anotaura bad about kids mujeri straight cz it’s abuse ndaitanga nechembere dzepasocial media kukanda mujeri dzinotaura bad about vana the future of Zimbabwe Umm this is WITCHCRAFT in capital letters, that woman arikut macalls ana TT na Fifi anopindira mufon yemwana wangu, don't deceive yourself mummy check your daughter well you might be surprisedIt's to sad vanhu imi shuwa vakadzi vakuru kuita meeting yevana vadiki shuwa haaaa huroyi vakadai surrender. God have mercy.Hanzi kana unemwana s