Tuesday, June 17

General News

October 16, 2023

Vanhu VeMasvingo Vakuda Kutogara Mukadzi Wa Garry Nhaka

Sevarume vemu Zim tikutiwo the Surviving Brother ngaagare nhaka!!         Rega ndikudzidzise munyori panyaya yenhaka,unoziva here kuti muma family pane munhu akatonzi haagare nemurume zvemakore hobho?         Ko kana mukadzi ane zvekwake zvisingade agare nemurume ukuda bamunini vagofa ini handisi kuti ndizvo zviripo asi bamunini ngavaite mhuri yavo not kuzogara namaiguru semukadzi aiwa bodo             Instead of these men saying guys nyaya yezvipatara zvakadhakwa iyi ngaichipera toita sei murikungofunga nyaya dzekugara nhaka I swear I'm not Zimbabwean mafungiro evanhu vedu so dumb Bro so chuuppiiddd๐Ÿ™„๐Ÿ™„๐Ÿ™„๐Ÿ™„๐Ÿ™„Siyanai nemkadzi uyu plis yu don't know what

October 16, 2023

Dorcas Moyo Muimbi Nemurume Wake Uyo Waakatorera Shamwari Yake

Saka iwe Dorcus moyo ndiye murume wawainzi wakatorera shamwari Yako here ndine shungu dzekuda kuona         shamwari Yako iyeye yawakatorera murume kuti anga ari right right hre pfungwa dzake Aida madzitete guru Ivava ,ende akafitana newe chaiko madzitete guru ava         Ndokusaka ndisinga teerere masongs a Dorcus moyo         Haaaa munhu wamwari apa vakarasika pafair mrume akashata hake ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Apa achirumbidza Mwari ft haya ngavachingouya havo mwari vacho tavabho pano panyika

October 15, 2023

Sikarudzi Blambi Ya Freeman Inemasadza Ataurwa Na Tatelicious Yobuda Zvionereiwo

Tatelicious oti Mbo๐Ÿคฃro Ya Hkd Haina Kuchecheudzwa Irikuenda Nemhepo Apa Masadza Haugeze Here Unenge Down sidrom ZvakaomaInga Zvakaoma nhai homwe ๐Ÿคฏ๐Ÿคฏ๐Ÿคฏ         Masadza bota shuwa paGenturumeni. Huye bodo   RMAHUREEEEE WOYEEEEEE๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ         Svitsai PICTURE KUNE MKADZI WA FREEMAN MAI DAMIEN ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚   HURE RAKE MAMOYO RANGOTI NDISWERESE MAI DAMIEN.         Ne video Galis We Weti achisvarana naMAMOYO NDANARO๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚   MBORO YA HKD NDEYE RABHA hainyatsomire๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚   Masadza bota zvaro usvusvu hwe MBORO๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚   AMAI DAMIEN NDATI MASWERA SEI ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚    

October 15, 2023

Chitunha Chorara Paside Peroad MuHarare CBD Police Yoti Yakanga Isina Fuel Zanupf Yakaoma Chokwadi

Chitunha charara ipapo..zanu Yamai chemera kuno yaita mamvemve     Ndopaunoona kut Zim irikutungamirigwa neduzviUmmmm zvakaoma apa kutorwa nepolice not forensic timborinayo here muzimbabwe forensic         The way the police is standing, it means hapana Ari responsible nekutakurwa kwakeWho pronounced him dead as a nation hatina moyo pamwe azofa nechando vakatadza kumuendesa kuhospital sei achapisaVakut police       Vanenge vasina fuel ava and kutoshaya force to serve the community...thy Don have motivation vese vanoda kumhanyira kune Mari kutraffic kunyanya koz Thy get peanuts remember so ndizvozvo       Nyika ma1Update yabrother vedu vakasaidzirwa naConductor nenyaya ye$rakabvaruka

October 15, 2023

Rue Samaz Olinda Anotenga Nei Ma Ambulance Arikudzingwa Pamba Paanoroja 4 Months Asingabhadhare Rent Tytan Akatomutiza Anotsvaga Clout Nerufu

American Millionaire Rutendo Samaz Ofumura Rich Aunty Olinda Varikudzingwa Pamba Pavarikuroga Havana Kubhadhara Rent 4Months Baby Boy Tytan Akatotiza         She has to be the Topic in every trending story paSocial media! Pane here nyaya yakamboitika Jafifi akasapinda pamusoro payo achizviita mbinga. Government hauzive kumaOffices kwayo? Hauna email here yaMin of           Health since uine Charity! Mbuya yakaganhirisa kunge kamboyi kakapfeka gogo yegucci. Clout clout every day. Apa muchaona hapana chinobuda. Kuda kupiwa praise muCS. Tirikukupa till December to buy those ambulances.Shame on this mbuya.               Wanting to get attention through death

October 15, 2023

Mai Maketeni Voudza Ketina Unorwadziwa Namaitt Unoshuva Dai Vachiri Shamwari Yako Wakafurirwa Na Samaz

Mai tt anokuremerai shame   Regai tigeze tiende zvedu kuPrison isu maFake friends ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ     People pretend not to like Fely but deep down zvichirwadza haada๐Ÿคฃ fely anodzimba vakawanda, heal heal.         People pretend not to like Fely but deep down zvichirwadza haada๐Ÿคฃ fely anodzimba vakawanda, heal heal.       aizve ko drama ndereiko mai maketeni.mai tt sandivo vakutoremerwa ne zvikwereti ku chikurubhi uko.munopumhuka makanganwa             makambonzi ndimi munotamba neni handitambe nemi๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ aizve ko drama ndereiko mai maketeni.mai tt sandivo vakutoremerwa ne zvikwereti ku chikurubhi uko.munopumhuka m

October 15, 2023

Comic Pastor Vopomerwa Kubata Sister Yavo Chibharo Pobuta Mudikana Aida KuRepwa Futi Navo

So that Comic Pastor rap*d his sister. ALLEGEDLY you all quiet about it. Inga.       Handivarambire he also molested a friend of mine         That's why prominent people & celebrities gateaway with rape they know they have support from lazy thinkers.       The day your child is going to be raped by a popular person & you won't have support that's when you will see & know kuti Jesu idombo.

October 15, 2023

Breaking News Muimbi Garry Tight Oti Ndirimupenyu Musandicheme Afa Ndi Garry Mapanzure

Maswera sei fam,Inini ndonzi Gary Tight ndini ndiri kuleft ndine blue,my late brother akashaika nezuro anonzi Garry Mapanzure ndiye ariku right ane white๐Ÿ™๐Ÿผ           Stay blessed famGary Tight has been in the music industry as far back as I can remember 2005-06 .           Gary Mapanzure started 2017.. I don't know how people can confuse the two.๐Ÿค”๐Ÿค”๐Ÿค”๐Ÿค”

October 15, 2023

Makhadzi Otemwa Zvakare Nema Bhodhoro Kushow In Zimbabwe Kadoma Mushure Mekunge Aridza 3 Songs

Makhadzi asvika akaimba ma song 3. Ndobva atemwa nema cane. Ndobva atobva pa stage.         So azoteerwa akanzi dzoka pa stage.Pane atobhadhara VIP kuti akwanise kutema munhu ne cane ๐Ÿ™Œ๐Ÿฝ             I don't see anything funny about that, at the end of the day mozochema ne Xenophobia kana ma South Africans akadawo kutsiva toti mavara azare ivhu. I hope she is okay haana kukuvara.

October 13, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvipoko Zvevasikana Moana And Kairi Zvinenge Zvichichema Pavakaitira Accident From August To November Guard Otaura

I live close to kwakaitira Ana ginimbi accident and has Iโ€™m ready to buy a new house .       Vasikana vacho from August to November vanenge vachichema zvisingaite.We once passed through there around kuma Am and innocently we slowed down one of our friends achitiratidza the spot.         There were 2 security guards there and they said "mirai mbichama very soon vanenge vatanga kuchema๐Ÿ˜ช" Talabvapo tiri speed.       Zvipoko ka izvii ๐Ÿ˜ฅ๐Ÿ˜ฅ๐Ÿ˜ฅ๐Ÿ˜ฅ๐Ÿ˜ฅdehama dzavo dzakauya kuzotora mweya yavo ichapedzisira yablack sportHazy Nyari M vachichema paiko. Pagara pane mhepo paya kubva panahighgate kusvika Pana Raiden.       Panoita mhute isingaite. Daddy would alway

189 190 191 192 193