But angopindura panyaya dzakadai but pakataurwa zvembolisi yake haataure But ari kutaura chokwadi mnhu uyo vanhu vangada kuzoposta mnhu afa haaa seis Freeman akaposta mapics ayo kudharaa asi was bt nyaya yekut vamwe kuda kungonz vataura info vasina
Zvobuda Izvo Kuti Gemma Aidyanana Bota Na Nutty O Kkkkk Saka mukut mafana aidya gogo here age z jx a number koz makore afamba ka apo uyo mupfanha achir chana😂😂😂😂😂🤣🤣🤣 zvandinoverengeswa panoo ndichandatadza kuona denga zvokwadi😭😭
Influencing the influencers that’s the influence ne zodzo riri pana Tawanda ,ndochibhanditi chacho #Impact I came ,I Saw ,I Conquered.Munhu wese ane role yake in life ,i dd my part ,I changed the Game ,I left footprints. Ndini mumwe wevaya vanoita nemoyo wese kana vafunga kuita and when the environment allows.Ita nemoyo ,the future is bright Pakutoda mabhingoo #siyaitawandaaende#Takaipfuura#AmbManyama Ayehwa mgadzirira vana ramangwana Boss Yala cz zita mkagadzira kdhara now mkuitira vna Shalom
Rufu ndimadzongonyedze runorwadza vasara zorora murugare Ashley In a rather tragic development, a student from St George’s College in Harare died on Wednesday evening in a tragic car accident The student who was the deputy head boy of St George’s College and an Upper Sixth pupil at the school was reportedly involved in a tragic car accident after the vehicle he was driving collided head-on with a Koala Park Abattoir truck. St George’s College Student Dies in a Car Accident According to H-Metro, the horrific accident happened along Harare Drive in Mt PleasantReports suggest that Ashley may have been involved in a reckless driving incident, rac
The founder and leader of Christ Lead Redemption Ministries International church Prophet Mellontik Orasi shared this startling development after the death of Nelia Kadungure’s sister Juliet. Prophet Mellontik Reveals How Nelia Kadungure Blueticked His Message Taking to his Facebook account, after Nelia’s sister Juliet’s tragic death, Prophet Mellontik Orasi shared screenshots of prophecies he had made back on the 17th of May. One of these prophecies warned about a cross-border bus accident involving Zimbabwean nationals, predicting the loss of nearly 30 lives “A cross boarder bus disaster carrying Zimbabwe national t
Madriver ema crossborder pliz kumhanya sandi kusvika veduwee zvamuchatiuraya tese. Uchidriver kudaro chimbozviudza wega kt vanhu varimuno varikutarisirwa kt vasvike kumba,zviudze kt mubhazi imomo mune vamwe vakasiirwa nherera dzavari kuchengeta zvino ukamhanyisa bhazi ukadonhedza bhazi unoda kt nherera dziya dzionekwe nani... Koshesai hupenyu hwevanhu veduwee,vazhinji vakaremadzwa nemabhazi zvekt havachagoni kushandira mhuri dzavo... Uriwe driver unonzwa sei uchiona video yamai vaya vachioneka murume wavo Nemadriver ekwa Tamuka Coaches pliz musamhanyise bhazi chatinoda kusvika zvekumanya kwamunenge muchiita munozviitireiRokari kune Inter Africa neStallion Cruiser chinyarar
Nelia, Carlos and Other Kadungure family members on their way to get Julie’s body in Malawi were the accident occurred. NB: Guys can we try not to post the video of her before she passed away, it’s too sensitive and family asking for privacy for the mean time. Sending prayers to everyone who lost their loved ones on the accident.
FIRST it was Ginimbi — a car accident which took his life in November three years ago. Now, it’s his sister Julie — a bus accident took her life on Tuesday. She was one of the passengers killed when a Trip Trans bus, travelling from Malawi to Zimbabwe, was involved in an accident. Now, those close to their father, Anderson Kadungure, are now asking — WHY ALWAYS US?Details Emerge - Anderson Kadungure Recounts A Trip Trans Bus Accident Took His Daughter's Life! Anderson Kadungure recounted the moment he received the devastating news, saying, "I was attending a funeral at my mother's village when
Nhy veduweka what's going on in this family?.Apa Ginimbi akaitawo accident gore ropera saizvezvi _ zvino Nelia osara ega here nhyveduweVatopera mufunge kwagosara Neria imi zvinotyisa zveupenyu This is not nice, a pattern of accidents they need to pray against thatYesterday was Ginimbi birthday... Ma1... Even usingade kufungira zvakaipa unopedzisira wakuti 1+1=11 Nematambudziko a Juliet Kadungure,Ginimbi's Sis...hanzi aita Accident ku Mozambique 😞So sad apa birthday raboss G raiveko nezuro same day rafa sis.creepy hey. Mweya we MA accident wapedza mhuri iyi
ts really sad kani aftr watchn her ved achit baba D ndaakufa kani ndatoita disturbed😭 Haa zvarwadza veduwe her last words💔💔💔💔 haa kudadirana kutongozvinetsawo guys mmm💔 Tsitsi Charamba Muronda yes it's a video someone I know waanohodha naye sent me earlier. Haingazoiswa hayo pano because haiskuita💔