Ndini nani takunyatsogaya kuti roora riya raiva skit?.Because hazvisi kumeka sense.Noise yavakaita pano zuva racho sei vakabva vangoti zii? Sei kwanga kungori nevanhu vari popular.Shuwa roora kuendwa naJah P ari munyai, VaMutarisi, Aunty Zozo, Minister Machaikaire, George Billionare,Posh etc..Zvaitoshura zviya. Anga anyanya kukoshei Mellisa wacho kusimudza vanhu vese ivavo kuti vauye kuzoombera kuna Mai naBaba vake?😂😂😂😂 Handity zvakazonzi muchato wadamburwa ere murume ayenda narich aunty nhai..vakarambana vanhu vaye kare🤣Ngavauye pano vatiudze kuti hurongwa hwavo hwamira sei 🤣
Auxilia urimukadzi rudzii usingamire na Leah shuwa kunyadziswa nemwana wako kuenda pane munhu akambotizira kuGhana . Leah ndofunga akungochema kungogarirawo soft life hake .iye jnr ndofunga arikudyiwa blambi nechikapa kuti asave netarisiro naleah Mai Auxilia Munangangwa ukaisa action isusu tikupinda mumastreet imba ya Leah haingambopunzike takatarisa Tozopindira mujolo takatadza maElections akangobiwa takatarisa 😆🤣ngatishandirei mhuri dzedu vaskana
Dear Mentee If getting any of these is an achievement or your set target 🎯 this year😢, YOU need to redefine your goals and set your priorities right, so far there is nothing serious you are planning if your main goal is a phone… None of these gadgets should be on a list of goals of a serious adult above 18 in 2023…if you can’t casually buy these, don’t force it wangu…Saving money 💰 to get any of these, is a flawed concept… Few years ago, I couldn’t afford any of these, I went on to graduate 👨🎓 in PhD pending…Masters in Finance, on top of other degrees, worked 8 years in a bank, ran businesses, did mus
Thomas Chizhanje "Mukawonawo Freeman mumuudze kuti handitambe naye… ngaatambe ne shamwari dzake! Freeman Hkd "Ndri Mhofu Tsomara sezvaunoziva Lorraine ndiChihera iSistran idya Easy hako plus wakarambwa kaaaare tisati taRegister kuVoter mumagwaro erudo naye ahumo,On top of that hausi type yemaFreinz angu hako handinei newe ini chero ukamakisa chero uka leakisa S*x Tape kaaaana Hanya kkkk ndozongori Downloadawo hangu ndoona" Varikuti persinari ndimi makutoda persinari inga we always joke naTsomu panapa? Mune mrikupiko mazobudikira nhasi 'Okaaay Data! Yah rinonetsa kuwana
Mukawonawo Freeman mumuudze kuti handitambe naye… ngaatambe ne shamwari dzake! Tinashe Mutarisi "Ko iwewo Freeman HKD unengewakutsvageiko ikoko iwe! Ucharoiwa
Tragic Plane Crash In Mashava LeavesBREAKING… Plane crash kills six in Mashava Six people have died after a RioZim plane crashed in Zvamahande area of Mashava this Friday morning. The small aircraft was travelling from Harare to Murowa Diamonds when the unfortunate incident occurred. The plane is suspected to have developed a mechanical fault before it crashed. Five passengers and the pilot died on the spot. -ZBC
Mitumbi ye Chinese couple avo vanga vasiri kuwanikwa yawanikwa yakaiswa muma drum ndokukandwa murwizi ZRP yaburitsa mitumbi murwizi mu Harare vane hana nhete Mitumbi ye Chinese couple avo vanga vasiri kuwanikwa yawanikwa yakaiswa muma drum ndokukandwa murwizi ZRP yaburitsa mitumbi murwizi mu Harare vane hana nhete musavhure tichiti vazorore murugare.
Dark Cloud Dark Cloud over Lord Malvern High: 17-Year-Old Student Takes Her Life as Private Photos with Married Lover Go V Lord Malvern High Student Takes Her Own Life After Private Photos Leak Watch Jorhat Girl In a sad development, a 17-year-old female student at Lord Malvern High School allegedly took her life after compromising pictures of her and a married man were leaked. Vanessa Chirimhanzi, a Form 3 student, downed rat poison after she fought with a classmate Altercation and Fallout Loveness leaked Vannesa’s intimate pictures with a married man, to the class WhatsApp group. The two fought over the issue before someone stopped the
Shoko riri kubva ku SADC hanzi God Is In It ngabude paTwitter atange kuita action paGround , then tozopindira kana kuti momirira 2028 futi Zvadirwa sugar manje, hanzi ne SADC Troika mukomana ngasimuke atange kuita action paground then topinda cz tiri kuita setiri kumumanikidze iye asiri kuda kuita President ngaiitinzwe SADC ichitaura uye zvavari kuita zvese kana
Iwe bere renyika we knw ndiwe wa leaker this foto kuda kusvotesa Marve kt ndiwe une mrume cz mese muri joni now😂😂😂 une nhamo Leah muridzi wemrume ari zii hake musikana weku ethopia achisiya mazimba ma bishu vachirwira mrume wake,indzwa ka hauna mombe dzaunobvisirwa ne vanhu vekwa munangagwa,ring pfeka hako hauna ma family gathering aunoenda ochaperera kuenda ne mrume ku ma birthday ee ngochani ikoko ndokwako,cz uri bere,waifunga kt ochaendesa mkdxi wake zvakaita mai vako ku vakadzi va chombo uyo mu Ethopia havaitwi iyoyo,pasi ne pfambi