Saka is Pokello trying to say I'm a super side chick or is she endorsing barika adakuripinza mufashani all we know is BERE IS A BERE mabishu haadzidzi kuleakisa mapicture as long as usipo panomira mhuri ungori BERE my guy😂😂😂😂😂😂😂Barika is Barika & very aloud in Zim . Saka muchaitasei. It is what it isSecond wives club
Gara zviya sviden hana kumbonyomba madam boss hr uyu Madamboss Munhu Wese Akungobata Mwana Hazvina Chimiro Achabatwa Nevanhu vane nyengeresi fans Saying "Madam boss ndokumbirawo kuzoonawo Dzabu ini handinawo mbereko masirri evana nekascent kevana ndokadawo kumbokanzwa naitobayiwawo pamaitukwa
THANKS POKELLO FOR GIVING ME THE VIDEO ❤️❤️❤️ CHIHURE CHAKO CHINOYEMURIKA ❤️❤️❤️ PASS MY REGARDS TO YOUR HUSBAND EMMY JNR my dear friend 😘 I LOVE YOU BOTH ❤️🥰 #HOMWE_iHOMWE👏👏👏 #DISCLAIMER : I DON'T HAVE ANY RIGHTS TO THE MUSIC PLAYED .NO COPYRIGHT INFRINGEMENT INTENDED. Haibo how come to you?She gave you the video as in, leak this for me Tate I am not a sidedish I'm a whole menu.🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Iye aimbobvumirei kupindira nyaya dzevanhu rume, ungatumwa kuuraya murume wako neumwe munhu wotobvuma, ndiko kupenga ikoko! She is a danger to the kids too anogona kutozvipedzisa ne vana vake to fix Chiwenga🤷♂️, just like akamutuma kuuraya Chiwenga akutoda kufa nenyika like his predecessor🤣🤭😂 kurwa handi kwedu, asi kwaMwari, yes kutadza anenge akatadza Mary but punishing her to this extend its inhuman, better dai vakamuuraya havo akazorora,
Doreen Opopota Ketina Anehutsinye Handimukumbiri Mari Akandinyepera Kuti Nditore Passport YekuMalawi Handina Basa Naye Ndakabiirw 4k Usd Ketty ane hutsinye sure kuitira mwana wamai vko hutsinyeKetty anehutsinye kunemun'ina vake Vanhu havazvioni End aribully zvisingaite Ndiye aifumura zvemumba maDoreen kubva kare Kutuka vana vake nemurume Makambonzwa Doreen achituka murume kana vana vaKetty?
Congratulations Terry abuda mugota ❤❤Muimbi Wedu Watinoda Chose Mwari Akukomborere Mupei malove nemalikes zvinovengwa chete nemuroyi Congratulations ❤️❤️❤️Terry I love you bro I'm happy for you may God protect wanano yenyu
Wakakanharo apa 4vana wese hawasi wemurume haaaa pakaipa apa hanzi anonyeba murandarume uyu🤣🤣🤣🤣#everyone Ndipo paunonzwa vanhu vachizvisimbisa heeee ane tattoo ihure heeeee anopfeka zvinhu zvisingaite heeeeee face yake ndeye chibhishu kwaaaa musingadi henyu kugeza hezvooo abiya enyu ma waifi meterial manyama vana 4 vese havasi ve murume 🤣😂😂😂apa face yachooo haitombofungirwa kuti unoita zvechipfambi😂🤣🫣 Kushinga kwakaita face ndokushinga kwakaita moyo 🤔Hutsinye chaihwo...mai ava vakaoma moyo hmmm...4 here veduwe
Haaa mazuvano mafira hausi kunyatsodzi fambira Iwewe ko kusatiudza kuti Aunt Jack Ngarande vakazvitakura chii chakadaro uripi Imi Jack aita mimba riiniYoweeee! 🤣🤣🤣🤣 Zvarinhi nhaimi aiwa mira ndipinde mumastreets kwacho 🤣
Ndapihwawo change paMbare.ichokwadi here kuti pane US$35 yakabatana. Vapfanha vacho vanobhosha masuspect Havana basa unosenza muGovernment...🎶😂Vafanha vacho vabhosha ma saskam avanabasa unosenza mugavhumendi vanongorova nechidhuura avatarise face. fanika mwedzi wakupera vasina ye rent . Killer T singing
Mbiri yababa ava ndeyei chaizvo kunze kwezvinzeve nekushaya mazino,neumbavha kutengesera vanhu massylum amuzasi memuti. izvezvi chakutanga kudenha Chamisa,waona kuti vamwe vakupihwa mota nezanu wakutanga kuda kupindira pausingakwane,waiti uchapihwawo here rombe romunhu zimbavha stay clearance siya Nero,kana uchiti kumba kuri bhoo urikuitei muSA zidhara rakashata kunge hameno,wapera wakuda kutsvaga mbiri nekutuka macitizens manje hapana anoteerera zvaunotaura zimbavhaArikuita kunge ariku Advertizer Zvipembere neShato face yake.Kushinga kwakaita face ndokushinga kwakaita moyo 🤔