Sunday, May 25

General News

September 21, 2023

Patricia Jackie Oti Musanditsiura Ofumura Huroyi Wa Doreen Masomera Ndiye Akaremadza Mwana Wake Arimudumbu

Pana doreen masomere musanditsiura guys umm ndamboedza kuzvidzora enough is enough ..veduwee but i need to put her on her place and i will         Ndiri kuuya palive nemukadzi wasimba mandaza mai George munyatsonzwa huroyi hwadoreen ..vanhu vanomunzwira tsitsi muchashamisika nadoreen uyu..kwana pepekale         kwaMandaza pane 1 here waunotaura naye vana tete vese vaSimba wakazara kuvatuka ...wairova bronco nemadrugs wakatakura Mwana dimple boy doctor akataura kuti kudii mwana condition akakonxereswa nani ?         unotuka vanhu nezve Chirwere vakawanda iwe haumwe titaure kwaunotorera?mashoko awandiudza nezvagogo musalad uchiti vari kukumanikidza kuchengeta mwana ...i have evrything uri

September 21, 2023

Tete Masivanda Vosungiswa Na Juliet Chiutsi Iye Oti Votongerwa 3 Weeks Vachirumwa Neinda Netsikidzi

KO Tete masibanda vasungirwei Facebook iyi taiti kutandara veduwe ummm mucharoyanaVanhu wachinyanya kutenga nyaya dzisi dzawo hedee zvakaoma anyway isu zvedu tongoti heno ikoko.           Apa munodakupihwa maCos makuzvitsvagira maCriminal Records hadaa. Kumwe kupusa kunenge kungwara haha 😄 😆.Hameno chembere dzangumhana dzinotamba pafacebook dzisingazivi pekuguma           Vaiti handitye munhu wani hanzi address ndokupai😁Vanhu ngavadzidze kuti Facebook haidi mafeelings honai manje         Paienda Bishop kuporisi paya ndozvavaifambira hr vachifemereka .moreva kufemereka kwaive kutoremerwa neshoko iroro hr rine maletter 4

September 21, 2023

Mudiwa Hood Opindura Tinashe Mutarisi Uri Clout Chaser Ndine Business Rine Ma Workers 1000 plus

Dear Mentee   After all is said and done be a doer, eo something to help others achieve their dreams.        Sa inini hangu, as a ghetto yut…I am proud to have created jobs for over 360 people and provide decent income for them and their families too, in one of my companies.    www.bisepsecurity.co.zw   I am still looking for attachees studying hr, administration and accounts.    Follow Bisep Security and Apply here   ceo@disruptmedia.media   In other my other companies we are looking for        1. an operations guy, with class 4 license, full knowledge on operating a pump meter, decanting services and supervising in operations dept.  2.

September 21, 2023

Mudiwa Hood Fans Votuka Tinashe Mutarisi Ungoriwo Clout Chaser Samaitt Unoda Kuti Upiwe Attention Wega Mudiwa Anokuremera Wakambozciitira Tinashe Mugabe

Tinashe hunhu hwake kunge anoziva too much if Tinashe Mugabe wasn't strong dai asiri paari so ..remember achimudiser neprogram yake MAZINDEBVU ARO kuda kukumbirwa iye ega ZANU ichakudzikamisa         Mutarisi is a clout chaser ngaangotengera ma cancer patients chemo therapy machines toziva imbinga isina noise,I don't see anything ne book re how to make money asatisvota mhani           Seems like Tinashe Mutarisi said a lot without actually saying a lot and he is also a successful businessman and has also created employment for a lot of people. And he is also a family man its refreshing to hear something different for a change on how other people prosper and get things done in business. Zvino vatsika magar

September 21, 2023

Madamboss Sister Fungai Oti Ketina Vamwe Mutori Vatadzi Mhondi Mahure Kukunda Maitt Don't Judge Her

Don’t judge her. Some of you, got away with murder and you pretend to be holy yet you are evil. You ill treat maids, underpay your workers, mistreat your step sons and daughters.         Some of you aborted, you go to nyanga and cast spells to people who did not do anything wrong to you. Vamwe, you destroyed some happy marriages because of selfishness. The fact that you wer not in jail doesn’t make you clean.         Ari nani mhosva dzake dzakayanikwa, ko Iwe uri bere rakapfeka dehwe rehwai. What she did is wrong, acceptance and repentance takes time. One day at a time .  The Queen of Peace ✌️!  Achava munhu mutsva! 🦍🦍🦍     Zvikiti matonyengwa mkanwa. Makuton

September 21, 2023

Samaz Oti olinda Chinhu Chakafa Kare Kare Honye Idzodzi Handingambokuroyi Wedzera Mapiritsi

Before I waste money kuenda ku N’anga kunoroya chinhu chakafa Kare Kare ndotenga ma stambo Imbwa Iwe enda unowedzerwa mapiritsi e musoro .         Tumirai ini zvangu mari yacho pane kunyeperwa na Orinda kunzi makaenda ku n'anga kunomuroya chii chinoriyeka paari uya nemasamba akazara pahuro apa anofamba achiita kudzedzereka nyama dzakaita kurembera           Lorraine Lolo a oroyawo honye idzodzo ndiani zi ashawo Haaa zvaMwari chaizvo Olinda anokuremera. Kuremerwa nechinhu chakafa kare chero ukatengesa masadza mirioni hamusvike pana Olinda         Olinda is a very sick woman. It sounds like you’re now a new obsession.Ichooooo chimhamha vamwe vachiratidza ma deeds a

September 19, 2023

Sweden Opiwa 100 000rands Na Olinda Oti Ndakamhanya Kutora Isati Ya Reveswa Arikufara Zvisingaiti

Nhasi ndapotsa ndayenda kumukuru ndisina kupfeka ndibetserewo kutenda           Mai Nandi veduwe marie iya yasvika honai ma recept aya ndakuchotanga manje business rangu rema nails askana 🙏🙏         Ndatoti regai ndimhaye vasati va revesa marie yavo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣           I am going to buy full kit yema nails askana mwari ngamukomborere Olinda Chapel-Nkomo

September 19, 2023

Rev Lucy Natasha Anonamata Nwari Upi Vanhu Votsamwa Have Lost Respect For Her Mushure Mekunge Abuda Aina Dambudzo

Natasha u have lost my respectAhhhh who respects Natasha anyway, she's Jeremiah omotos spiritual daughter. If you know you know.           Daughter of a native doctor and she's a scammer. Why would a normal person respect Natasha omg           Moda amuvengerei Natasha l love you hausi Mwari unovenga vanhu, ED achatongwa naMwari not vazodziwa vaMwari Natasha I bridge rekutiyanbutsa kuti titebdeuke muzvivi zvedu so aripabasa raMwari

September 19, 2023

Anna Honde Ochema Nekurwadziwa Ini Kana Lake Mukuvisi Shugera Hasna Kumbondiendesa Iye Atove Dubai

Anna uku feeler sei shugera akazowana umaqondana wakhe😍❤️dhubhayi uko vachidla zvavo nyika rutivi🫦🫦       Life goes on iwe vangani vawakadanana navo vausina kuzoroorana navo?Hazvina basa             Anna hanty iwewe utori nebeach rako😂😂😂😂 munoda kupa Anna pressure imi vanhu thats why ave desperate for marriage mazuvano

September 19, 2023

Tinashe Mutarisi Oti Musamhanye Nezvima Book Zva Mudiwa Hood How To Make Money Isu Kuno Toita Zvevasa Not Kuganza

Mudiwa Hood shots fired kwahi unonyora zvisina musoro instead of writing about kugara nevamwe zvakanakaWell done Mr Mutarisi you nailed it.         Vaudzey vanhu avo kwete kuswera vachit vhairira 👏😚     TINASHE MUTARISI SAID    "Went to meet one of our most important suppliers today. My wife was representing @nashfurnishers and I was just the backup dancer.            We got a price reduction without even asking for it. To be honest half the time we did not even talk about business. We spoke about family, how they started, how the suppliers mother was doing, how it was so easy and pleasant to work with them (which is very true)       

199 200 201 202 203