Sunday, May 25

General News

September 17, 2023

Zimbabwean Women Vovenga Pokello From The Most Loved And Peoples Favourite Imi Vanhu Pedzerai Shungu Kuna Munangagwa Auraya Nyika

Ndiri kuona sekuti mamwe madesperate house wife's vakupedzera shungu kunaPokello, why not deal with issues close to u than be on her case always. Let her breathe pliz.         Izvezvi uchaona mumwe achiti zete pacomment yangu kuzonditi ndiri smallhouse.Poky musiyeyi veduwee. Akaita Nathan kazoroorwa naElikem. Elikem atawura ega kuti she ws a good wife iye ndiye aive neproblem.           Saka chashamisa chii kunoita second wife. Uye akatobvisirwa zvinoshamisa nekuti Jnr aida mwana mukomana akamupiwa naPoky. Its not a first or second marriage yaPoky iyi saka hzvina basa izvo.               Siyayi munhu aite life yake and hasiriye ari kubira nyika ari ku

September 17, 2023

Mai Bee And Mai Kachembere Vonzi Gazvizode Chimusha Vanhu Vari Pa Jet Ski Izvi Zvapa Mafans Hasha

Chimusha chakapinda vanhu😂😂 ndiwanani awaChimusha chakapinda vanhu😂😂 ndiwanani awa       Chimisha ndechipi ipapo ,pane huni nemigomo yemvura ipapo ,pane nzungu dzukudzurwa here ipapo dayi watoti chirungu better       Mai Bee Driver is having a time of her life, passenger saying “girl take it easy” 😍😍Chimusha, munhu akatozvitsigira .         Dai cakashama vachiona nhasi 🤣🤣🙌🏽Vanhu so apa iwe hausati wambogara kana muchicken inn wakutosvora those who afford to enjoy their life nxaaa

September 17, 2023

Chihera Ofumura Lorraine Guyo Anonyepa Kuti Haana Mwana Mukomana Anoti Brother Yake Mwana Wake Waakamitiswa Ane 15years

Chihera Ofumura Lorraine Guyo Anonyepa Kuti Haana Mwana Mukomana Anoti Brother Yake Mwana Wake Akamitiswa Kunhumburiswa Ane 15years              Zvine basa rei anokunyepera kuty urimurume anomuroora hr aitonyepera munhu vake not you iwe zvako vapedza hr         Haa zvowanikwa especially mukafirwa nemubereki mwana arikuma 3yrs mapenzi anotanga kut ndewako

September 15, 2023

Themba Gorimbo I'm Forever Grateful To The Rock Dwayne Johnson For Changing My life

Themba Gorimbo "telling the Rock thank you for being my Extra motivation every single day from the day one we met till forever.       I have allays worked hard but now I even work super hard because of your great support on this journey of mine.   Everyday is a blessing and I will make the most of this amazing opportunity you have given me and my family .     I will be a Champion".    

September 15, 2023

The Rock Still Supporting Themba Gorimbo He Said I'm Always Rooting For You To Win My Brother You Are A Man Of Your Words

The Rock  Today Said Themba Gorimbo "You Are a man of your words my brother I'm always rooting For you ❤️ " he is so humble    That's where there story starts  The Rock :Welcome home Themba Gorimbo  You and your family enjoy your new house brother.  Lights are on.  Bills are paid.  Keep your “My Reason” list close, keep taking care of your people and I’m honored to play a very, very small role in your $7 bucks journey.  $7 bucks.  I     ’ve been there too.  Got your back brother.  Let’s get to work on that dream of becoming UFC champion one day 💪🏾   Welcome home ~ DJ   ps - enjoy your Cheetos & al

September 14, 2023

Madamboss Zvematako NdoContent Izvezvi Bhurugwa Rapinda MuDisco Hunhu Hwakaenda Kupi Mukadzi Mukuru Asina Kusimira

Bhurugwa rakapinda mu discoooXho trouse chosara chakunhuwa dhodho     Kkkkkk bhurungwa racho mukati vakasimira here umo🤣🤣🤣🤣🤣🤣Madziro handina problem nawo ini asi kungoti pamutodo hapasi kundiitira bhoo ini       Musazo compare Aunty Joy's kitchen nezvisina basa Dai mati magaro yeah 🤣🤣🤣🤣🤣 zvigaba zve gas tank kuita huruva inooneka papikicha😝😝😝Auntie Joy smart and it's for her business and page kwaTyra ndonormal life yevazhinji honestlyMa tiles eimwe kitchen kunge bathroom 🏃‍♀️🏃‍♀️🙆‍♂️           Mumba maTyra ndodzimba dzatakazara nadzo pano, kwete zvemumba maJoy kuita kunge munhu aneshavi redona. Mumba mekuti kana mwana ha

September 14, 2023

Domboshava Ginimbi Mansion Hapasisina Magetsi Avekutadza Kubhadharwa Nelia Atoparadza Hupfumi Hwese Zvinorwadza Vakawanda

Izvezvi pamba pa Ginimbi paakugara panerima akutadza kutenga magetsi chaiwo rima daily       Nelia Kadungure akangoti bvrii bvrii bvriii ndobva atopera kunge snake under grass         Handi paakanga akutanga kuzvibvirira akabva amitiswa naKiller T🤣🤣🤣🤣🤣🤣Achiri kumbonhuhwa ma napkins achadzoka hake

September 14, 2023

Zimbabweans Voshatirwa Chokwadi 3 Years Ginimbi Mbinga Yedu Mhuri Yekwakadungure Na Rich Aunt Zondwa Kutadza Kumuisirawo Dombo Zvoshamisa Vakawanda

Baba kairo vatoisirwa dombo ko ginimbi nhaimi mukati malambo achiriko imi iye neriya uripi🤔Zva Ginimbi ndandisingadi kubeliever kuti anga akaromba but mmm         Hanzi Dombo raGinimbi richirikuchekwa KwaMtoko rozoendeswa kuDubai kunigadzirwa rodzoka           Nyaya yedombo inodai guys pachivanhu first guva rotanga ranaiwa 2 kana pane zvinoda kugadziriswa havamanyire kuisa dombo zvisati zvagadzirwa 3 kunogona kunge kune vakuru vakamutangira kufa hazvite vaisire iye vasati vaisira ivavo or vasati vapedza nezvavo

September 14, 2023

Chiwenga Onzi Akapata Kupfugamira Umwe Murume Nekutya Kufa Anongogona Kuutira Mary Chiwenga Hutsinye Chete

Kungongwarira kuitira hutsinye Mai vevana vake ende anoda kutoona Mary ari muguva kana kumbonzwawo tsitsi kuti adimburwa ruoko😂 😂 😂 😂         Ava baba vakapata ava kungongwarira paduri sehuku ezvino vamwe vake vese vaakaita navo coup yekubvisa mugabe vakapera vese kuti tsvai kufushirwa iye haasikuona kuti very soon arikuteverawo vamwe vake👏👏👏munangarwa imhondi isingazeze kuuraya🤗🤗🤗🤗haasi kumuziva garwe           kubva paakangoenda kuchina akadzoka asimba akapbva atopusa worse, haiwa haasisina kana dhiri uyu, i remember ari kuchina vanhu haa guvheya akangodzoka chete 🤣🤣🤣🤣Ahhhh vanotyanana avo mhoti vanozivana kubva kare here ,rakangwarira kushungurudza vakadzi zidzakuts

September 14, 2023

Madamboss Voshaya Zvekuita Voganza Nemari 50 000usd Yavo Izvi Zvarwadza Vakawanda Vakati Mbavha Dziri Dzoswera Dzakushanyirai

Mbavha dzoswera dzakushanyira wobva wati munyama nemamhepo , hayaaaa zvimwe zvacho so       Chero isiri yako or ndeyako but unedzungu hatisati tamboona beyonce akabata mari achitorwa pic kungoti wakakura uchitambura haisi mhosva yako😏         Madam boss wo futy unoshaya kuty vanozombodiiwo munhu mukuru kudaiZvirinani kutambura uripwere wozogarika wakura manje iwe nanhsy hayisaty tmboona wakabata 100 yuwesi zvayo pqpicIri rine godo zimuroyi iri godo naTyra everyday.           Harina ka zvekunyora kupererwa chaiko. Faka pressure Tyra ukawona vanhu vakunyora nezvako ziva kuti ndiwe une yese

201 202 203 204 205