Monday, May 26

General News

September 13, 2023

Hopewell Chin'ono Otengesa Imba Yake 3 Bedroom Yekuchisipiti 550 000 USD Izvi Zvirikushamisa Vazhinji Mari Yakawanda Iyii

Daddy Hopewell house for sale … 1/2 a million US$Prices People Sell Houses Are Just Ridiculous MuZim. Hence Dzimba Idzodzo Dzichizopedzesera Dzakuitwa Na Bnb Or Kuisa Maroja. Veduwe 500k For A 3 Bedroom Haaa No Please.           Mari Inokwana Kutenga Land Nekuvaka 5 Bed Nekusara Ne Changeimba ine mabedroom matatu half a millionThat's very reasonably priced by international standards considering ine swimming pool ne yard yakati o.            Obviously by Zim standards zvosiyana.Target market yake ndevaya vanobhadhara fees ne 1 or 2 mahonda fit per term and vachiperekedza vana nema helicopter the rest nyararai we ain't the target market 🀣

September 13, 2023

Linda Masarira Onzi The Ugliest Woman Iye Oti Imi Kusviba Hakuzi Kuora Munoti Handigeze Kudiii Kutsvuka Hakuzi kunaka

Mai ava vari kutaridzika kuti vanogeza,vakanaka and matrouse anovafita,,,,vatukirwa Zanu chete chete otherwise dai vasiri veZanu vaisatukwa kudai       Mazimba kusakwana kunokunetsayi problem yenyu moda kuti vanhu vese vade zvamunodaKutsvuka nerunako rwacho zvodyiwa here tibvirei zvedu. Kunaka kwemunhu kuri mumoyo           Problem mazimba tinepamuromo tinodzikisirana Saka Moda tizore here kuti tiite mayelloboni musadaro imi unonzwa sei iri hama yako or wife wako kana tikasadanana pachedu tozodiwa nani I'm very disappointed nesu mazimba         She's human , she never chose her complexion and how she look whatsoever. This is not right

September 13, 2023

Madamboss Zvino Fungai Zvaatora Mwana Waje Vachaiwana Kuoi Mari Yekubhadhara Mai B

Manje Tyra pay yamai bee anozoigona ere kana vana ava vaenda vese          Munorongereiko nekufungira munhu seasingafunge mofunga kuti kudeidza mwana ku western countries kuisa mwana muna Malaicha otoyambuka         Limpopo hino zvaamutora muchaita sei mumwe arikutevera manje manje iro degree rake rokurwadzai chaizvo orega kuzvifarira pa page pake nekuti kune akabuda nema U pa O level well done Fungai 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️

September 13, 2023

Our Dunder head Celebrity Madamboss Vopindura Fan Rough Munhu Angaachitotamba Kuti Ndipeiwo Masandals

Infact the fan was COMPLIMENTING Madam Boss in an intelligent way kuti her sandals are good looking.But it seems Madam Boss Wenyu is DULL she didn’t get the sense,she failed to understand the rhetoric kunzi “ndokumbirawo ma sandals ayo”           it did not mean kuti she was saying she wants the sandals,the fan was simply admiring and praising Madam Boss in a rhetorical sense in an intelligent way and even high school kids can I understand this ..So if someone says to me “ooh           Munya I like your beards can I have your beards or I like your t shirt ndipewo nesu tipfekewo it does not mean kuti that person wants me to give her/him whatever she admires in me ,it’s just an

September 13, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Saka Yatove Archivement Here Kutora Mwana Wako Kumuendesa Ku Scotland Vanhu Vobvunza

Saka yatove achievement kutora mwana wako kumupinza mu Edinburg here?kana kuti pane pandipfuuraI'm trying to understand something and failing to, saka ukakwira ndege to London you've prospered?           πŸ€”Kkk hamusi kuona zvaitika apa chete,,, vanhu ava vanozivana ,,changamire ava vashaya kuziva kuti vozivisa sei social media kuti mwana wavo ave yukeyi so ndobva watuma munhu uyo kuti anyebere zvake kupenga πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚,,,           mwana uyo asvika nhasi Yukeyi then boom Delight ndobva apindira zvake achinyebera kupusa kkk,,, tingati icoincidence here kuti nhasi ndopawaudzwa kuti hautorewo mwana yukeyi mwana wacho ndobva atosvika nhasi πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚,,,,few minutes later boom ticket remwana bvuuu

September 11, 2023

Anna Honde Onzi Ngaambomira Kushaina Mushure Mekunge Afambira Konorukwa Chete From Harare To Bulawayo

Anna imbotimirira veduwe. You are so ungrateful, munosirukwa mahara muHarare umu but nhasi makutoita zvekutsvinya kuti unoita boarder to boarder kunorukwa?       Pride imbosiya Anna , chero Zozo mbinga yeZimbabwe haaite rwendo rwekunorukwa kuBulawayo. Ingoti wanga wanoona Hama dzako usanyepe iwe, tokutrusta sei zvekudonate-a mapads iwe uri munyepi mukuru? Hauna mari iwewe gara pasi πŸ‘Ž After all munhu wako iyeye ain't that good ,             knotless braid rinobatwa Kani paHarare tarisa vanhu vanoruka Audrey Chitewe naLorraine Guyo naStacey Ivy Chihwa Uyo kwete zvako izvo knotless rinenge normal. Haaruki zvembiri munhu wako Anna. Dzikama Anna, please πŸ™ Ndatuka here ndituke futi? 

September 11, 2023

Marvelous Emerson Junior Girlfriend Voita Kurwisana Na Pokello Zvakaoma Zvemu Harare

Iwe Pokello bere re nyika onorwadziwa kt Junior ED akayenga Marvelous,mrume wako hanti newe uri bishu Leah anotoziva kt mrume wake ibishu hombe ndosaka asina basa ne ma side chick anoziya kt anouya achienda iwe wakafunga kt u are very specially ochaendesa mkdzi uyo         zvakaita mai vako kuendesa vakadzi vamwe va chomboπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚point of correction ku ma bride maids a bere renyika anoti akabvisirwa 40k no imari ya ka bvisirwa mkdzi wa Chiwenga generari,makambowona           Ed junior achiendeswa ku ma important business meeting zvinoitwa ma twins,or makambowona ma twins achiti panouya zvi ma artist ana Rick ross vanoundzwa ne zanu vanenge variko,kunoenda iro bishu ra na pokkelo cz family yakatowna kt ndokwak

September 11, 2023

Pokello Fake Motivational Speaker Do Good Deeds Hausati Wambobatsira Kana Street Kid Zvaro Asi Kuuya Uchigadza Fans Not Happy

Pokie, I know you are reading this. Rebrand yourself from being an Imelda Marcos type. Start a Foundation. Do good deeds.       Balance your lavish spending with philanthropy. Macitizens aya uchazowada one day. No man is an island.         Fake motivators it was just a little tea party,with elegant dressing,for Zanu pf’s side dishes,kufara kuti they are in for another 5 years πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚,Dei vatotiudza where to fish these big fishes

September 11, 2023

Pokello Oti Akatanga Business Nemagogi 30 Chokwadi Musatiite Masasikamu Ndozvinokupai Mari Yese Here

Hanzi ndakatanga nemagogo 30 Poki kaπŸ˜‚πŸ˜‚.Urikuda kutiudza kuti bhutsu netuhembe twaunotengesa tuya ndotwakusvitsa pauri tsvee kutaura kuti ndiri bere renyika ririkudya mari yenyu macitizens.         Ana Tanya wazoita mamassage mangani zvekuti unodedza maexpensive guests from SA.Musade kutijairira mhani vanhu imimi just celebrate your success but dont put presha on these little girls coming to your events makunyeba as if its as easy as that yet u know kwamuri kuwana mari dzenyu to fund all these things.People are working so hard muZim           zvinhu zvakaoma to the point where there is no niche market to even speak of.Big up to all those trying their best with zero connections, zero cent coming from anyone.M

September 11, 2023

Maevents Ekudzidziswa Business Aya Dai Mazvirega Vanhu Ava Vanoshandisa Clitocurrency Muchinyeperwa And Nari Dze Zanupf Imi Mobhadhara 200usd

Mean while ku twitter kurikubvira … hanzi musakanganwe vanoenda ku master class ye annivesary ya Tanya the therapist kuti vakapusa ….vanonofambira kunzi unoita sei bussiness yet iye anodya mari dzana Shepherd varume vevanu ana Pokie ma speaker e event does not even wear her brand yet anopfeka mamwe ma brand and she want imi mutenge brand dzake.         Munoudzwei about striving business yet vanhu vacho varikudya mari dzisiri dzavo.. Next time ana Ms red, ana Hadassah, ana aunty Zozo, zivai zveku supporter       Ozonzi ndakatanga business struggling with funds yet ana Shepherd varikukupai mari dzeku fuel ana Tanya… muchidyirwa musaga.Ku twitter vakatingwarei zvavo, Vamwe dzinogumira pakuti, izvi zvinovengwa n

203 204 205 206 207