Sunday, June 29

General News

September 11, 2023

Mercy Nhira 24 Okwachura Chiweti Chemurume Wake Oflasha Muchemba Thomas 43 Nebanga Haasisina Blambi

Ama 2k muchafa riinhi tizorore makukwachura zviweti zvezvikomba zvivindi murikuhodhepi eish kukwachura zvese nemabhora achoMusikana mujeri but this guy dai akararama zvake ndiye achadzidzisa vamwe kt iiii       Mira nemukadzi wako kkkk mkadzi achatanga kuita zvikomba akatarisa asisagone nyesvu kkkVarume chekwai mese tizorore😂😂Ku side Kwangu mkdz Uyo akagona Let be a lesson kuvarume vese kuti vakadzi vakasiyana Ne Toilet yekuti ukanzwa mudumbu unono zvibatsiramo wapedza worega kuigeza wosvipira pasi wosiya usina ku         Flasher hako woto tanga kuyemura toilet yeku rainbow 🌈 towers hako nekuti wabvisa huturu Mauri nxaaaaa let's respect nguva and sacrifice yaitwa ne mwana wevamwe kuva newe on that moment ahuzi huben

September 11, 2023

Nyasha Ouraiwa Nepfuti Pasowe Ku Olivien South Africa Chokwadi Vaporofita Vakatadza Kuoneswa Here Pamweya

Musikana uyo anonzi Nyasha akafurwa nepfuti Pamasowe kuOlieven SA Saturday usiku kuma10 , Mbavha dzakasvika dzichiba kunonzi musikana uyo ndokuvaziva ndokudaidza mazita embavha dzacho ndobva vamutora kwakumufura , Apa matsotsi ndeekwedu kumusha.            Maporofita arimujoni hamuchanzwi Mweya chaiwo chaiwo ..siyayi zvekunamatisa vanhu husiku.Pasowe ipapo hapana mweya becoz ungadayi wakaoneswa before and ndingangoti muno mujoni vapirofita vakadyiwa netsananguro kudhara mazambuko hapachina nechihure nekudya nyama dzenguruve zvikagoti fzakachipa kkkkkk             Shuwa ungadaidzire kuti ndakuzivai phone yangu munoidzora chete,vazvifira manje,ko vakadii kunyarara🥲🥲 maZimba dzikamai kana

September 11, 2023

Pokello Oti Happy Wife Zimbabweans Voti Buritsa Ka Nurume Wacho Tione Faka Pressure

😂😂😂😂faka presha merisa kana Uri happy wife buditsa murume wako tione🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣But gore rino ngatimbofamba naye. Ndivo vari kudya mari yenyika. They stole our vote.Kubva pandakanzwa kuti anorohwa kwete mbichana,the husband ari abusive zvekudaro huh handichive zvese izvo,pamwe pacho zviri nani kudya mutetenerwa ndine peace of mind all that glitters is not gold hama weee…Titende Mwari nezvatiinazvo🙏🏾           Mamuka sei sorry mazuva ano ndiri kuswera kupage kwasisi Mai Nathan ,Bere redu renyika. Ndandichida kungobvunza kuti apo pakanzi happy wife pakaiswa rinhi kutotangawo kupaona nhasi?.Anyway happy sunday         Munorwara imi busy kuseka kuti happy wife second b

September 11, 2023

Uk People Voti Mari Dzedu Hatisi Kuzoenda Kushow Ya Holyten Takatiza Nhamo YeZanupf KuZim Achadzidza Zvake

Saka apa wakunotarisira kuti team chando yakatiza Zim nekuda kwenhamo ikukonzerwa neZanu ichiuya manje kuzokupa mari yavari kuforera vachipisika madhodhi kuti iwewe uchiwana kurarama.           Inga une hanganwa chaidzo.Watokangwa kuti waiganza pano uchisvotesa vanhu nemusangano wakatuma vanhu kutiza nyika?.Wadii kungoimbira madhara ekuZanu.Team diaspora boycott this show.             Tunojaidzwa tumaArtists utu.Haa they need to be taught a lesson inini I already canceled them I won't attend any show yevanhu veZanuHavana basa nazvo ava ve diaspora vanototi beta tipedzere mari dzedu dzemagoo ikoko kwana Hori

September 11, 2023

Doreen Masomera Onzi Atengerewo Murume Bhutsu Nekumugezesa Semacelebrity

Tengera murume wako bhutsu dorine       Mmm zvakaoma hazvo... The way Dorine loves mhuri yake, haanyare kuva poster zvebhutsu izvo ratove drama coz ndedze basa. Vamwe motonyara kuposter varume venyu coz you are living fake lives moraramira vanhu... Let them be as long vari happy havo           Chero akatenga dzinongoita futi accident maybe coz of over loading ngaamboshandisa idzodzoKo encouraging murume kugeza nhaimi

September 09, 2023

SADC Haisi Kumhanya Zvayo But Irikuziva Zvairi Kuita Ana Munangagwa This Time Varikubviswa Zvechisimba Or Zviri Soft As Wool Tichafara Vana VeZimbababwe

Mukaziva kut nyaya aingopere neone day vanhu modzikama ,saka muda kut sadc iti ga ga ichimhanyirep wait izvozvo zvekumhanya mhanya kunge mune manyoka ndozvakaita kut muwire mudhodhi pamakajamba mugabe sted           Inga takazvitaura kuti it wasn't easy for Vana veIsrael kubuda muEgypt. Mwari akaomesa musoro waPharoh (Zanu) though akaona zvishamiso zvese But at the end ,Moses (Chamisa) akapuhwa Simba at last to cross the red sea.           Our red sea now is SADC Kune avo vasina kunzwa kureva kwezwi ndivo vakarasa tariro.Vamwe tiri kuziva kut Chamisa achapihwa zviri zvake 2023 uno.Madii matora screenshot mozondikona kana gore rino rikapera zanu isati yasunga mikwende

September 09, 2023

Chelsea Holyten Babymama Haadi Kuona Munhu Anorira Izvezvi Ave Take Take NaJamal

Chelsea Tariro problem ndeyekuti hamudi kuona munhu anorira nguva iyoyo,Siya Jamal achiri kutanga veduwe…zvekuzoti unouya pano uchiti ndiri kupihwa $50 ye mantainance hatizvidi 🙌           Haaa problem munotaura kwamusingazive ...Chelsea have known Jamal asati atanga zvese izvi infact we have all known each other kusati kwatombouya vamunoti mujaya ava ...they are friends           Madii kuti Jamal asiye mwana apa vaimupa zvino Dhaka vachinatso ziva kuti akamwa doro anoita problem yemakumbo

September 09, 2023

Rue Samaz Tichikura Tainzwa Kuti KwaMutare Kune Varoyi But Iwe Urichimai Chehutsinye Melly And Maitt Fans Vosvotwa Nehunhu Hwake

loveness atori muroi tichikura tainzi kwamutare kune varoi i thought it's a lie but now ndakuona kut ichokwadi coz of loveness             Kana tazogara kunevanhu vanemakuhwa loveness unoda rumamiso unoda nyaya dzevanhu dzako wapedzakana chikava chokwadi zvine basa reiko nhai loveness seiko uchigara uri munyaya dzevanhu unoreva hre kti kwako kumba hakunawo zveko

September 09, 2023

Fadzai Mahere Oti Zanupf People Are Worse In Real Life Ku Parliament Hatibate Kana Mvura Tinoitwa Kafira Mberi

🟡Trust me, they’re worse in real life. The fight is on, champions.       💪🏽🇿🇼🔥Bring your own food and water when attending Parliament sessions.           Be safe.Please bring your own water or learn to fast for that period, we saw some of your colleagues holding the bottled water provided for everyone 😔😔😔

September 09, 2023

Sis Melly Voti Ukatarisa Face YaLoveness Unoona Huroyi Hwakaoma I Won't Reduce Myself To Her Level Ndirimunhu Mukuru Ini Iye I chembere Yaramba Kukura

If yu look deep into her face you see evil and witchcraft written all over. Won't reduce myself to this level never .....she's just making noise .Age haichabvumi           Sis Melly Diaries Live uyu musiyeyi uyu anorwadziwa ignore her Moyo wake wakaoma anototyisa mukadzi uyu mmmmmmmm Ane Moyo wakaoma

204 205 206 207 208