Monday, May 26

General News

September 09, 2023

Beverly Sibanda Oti Mari Yezanupf Ndakapiwa Ndatenga Mota Yangu Iyo Zvabhadhara

Ndendine budget yaizvozvo🙏🙏🙏🙏YeZanu ndakaimirira yekutendwa pay ndakapihwa asi iyi mota iziya rangu         Mamwe amunoti maCeleb avatorina they hire cars or dzema boyfriends 😳chero nditomborinayo hangu 🙏🙏🙏         Vamwe maCeleb vanenge vachingoti ndakanzwa izwi vasina kana vits😭😭ini ndosekwa ndichibhevhura 😂😂😂 nditombori naro bhara zvangu🙏🙏🙏

September 09, 2023

Madamboss Vakaterera Kutsiurwa Kwavakaitwa Kuti Vachengete Mai Kachembere Nekuti Ndivo Vakavachengeta Izvi Zvinofadza Kunzwa Nekuita

Ndaimbofunga kuti kunyepa but Madam boss vanoterera mapost epano😅.Zvikanyorwa pano unoona vanomhanya kunoita.Well done MB ramba uchiteerera  Aiwa magona vana vaRoisi, zvekwaMai Kachembere tazvinzwa but kwasara zvekwaMai Karadzangare . Vakakureraiwo zvekuti hatimbodi kupasiya ipapo.           Magona mateerera post yatakaisa pano paMK musi wa17 July, kuti musangowandire kunaMai vaNgoni bedzi, zivai kwamakabva , varume nemaboyfriends amunawo aya akakuonai makura matochengetwawo nemasisters enyu nevarume vavo, exactly 40 days mabva magadzirisa✔️. Chengetaiwo Mai naBaba Kachembere namai naBaba Karadzangare sevabereki venyu because they raised you sevana vavo.             Magona but hamusati

September 09, 2023

Tatelicious Oti Nekuvhuringa Kwakaita Gongo RaBev Nekuisa Mabhodhoro Eviceroy Gwecha Chikomba Chake Chichaita Sei

Zvino nekuvhurika kwakaita gongo raBev nemabhotoro e vice Roy NEMA pirisina anenge achimbofakwa mukati imomo , musoro waGweja uyu , bandama iro rinokwana Mu susu raBev 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Asi igore rema Gweja🤣🤣🤣🤣         Bev abingurawo ziGweja rake repa Rafingora apo🤣🤣🤣🤣🤣         #HOMWE_iHOMWE👏👏👏👏       Bev Respond "Apa bae ndiye anditi hona zvokwadi ndorambiwa ndikauya Tika sheya murume akakutengerai imba uyu Kwini 🤣🤣🤣🤣       TATELICIOUS reply "Beverly Sibanda Huya Ku Austria my darling , we will share 🤣🤣🤣🤣   Pass my kind regards to your hubby 😘

September 09, 2023

Ketina And Samaz Munoda Maitt Vacheme Here Vakadzi Vakuru Kurwadziwa Nemunhu Arikujeri Kuti Akasimba Cat Family Yopopotera

Ndimika majudge munoziva kuti mhosva dzake hadzisati dzapera zibenzi.... mapenzi evanhu takarasima nelife yemunhu everyday kuita malive amai TT mastupid evanhu tsvagai mabasa muite life dzenyu tazvinzwa chimirai aaah siyai munhu pliz         Shz turning lemons into lemonade moda vaumburuke vacheme here she is teaching her kids to be strong in every situation Ndopaunoona kuti even nekuba kwacho haana nekuti ipapa               muchirikungorwadziwa hanty makamuendesa kujeri muchiti abhadhare zvivi zvake now makurwadziwa naye fut munhu arikutozviraramira kalife kake kemaboss mujeri imomo mumoto imomo muchiti shadrech misheck n abednigo vanotsva           hez

September 09, 2023

Madamboss Sister Mai Kachembere Vofendeswa Nemasofa Avatengerwa Musha Wana Tyra Une Drama Chokwadi

Musha wese wekwa natyra zvaangori madrama nhaimi shuwa mai kachembiza kufendeswa nemasofa chii chakadaro🤔         Aaaa vatokasira kumuka ava ndirini vaitodira mvura ma buckets kana 4 ndozomuka🤣🤣🤣🤣🤣       Handisi zvangu fun yaTyra but munhu paagona muomberereiwo maoko ,,,,,apa agonesa zvake may God bless her and her fmly         Zvimwe zvinhu tendaiwo imii carpet,couch re leather,kitchen unit,mukitchen chairs ne table mosvoraa musadaro pliz dai ndirini ndaitomukaa after 3 daysKkkkkkk KO unozvi xperiencer sei iwe usina kana         anokutengera packet yemaput zvayo mungori vehurombo muchafa muchingoshora vamwe and Mwari anotoziva kut iri ngaris

September 06, 2023

Zuva Habane Ndarwadziwa Jahprayzer Ndomuda Seshamwari Yangu Asi Zanupf Haikude Zvechokwadi

Listen Buddy Even if they Lift you off stage          Or yank you off that stage ! Just Know We know This Is Not about You, This has nothing to do with you it’s bigger than you it’s bigger than all of Us. You Are a Fvckni Star And Nobody Can take that away from You.          They just Mad you didn’t want to publicly support them now that the “won” They don’t want you in front that’s all . Chill …. Team Wagwiziiii will always have your back  Peace ✌🏽 Jah Prayzah           #istandwithjahprayzahThis is my best artist guys and I was so heartbroken that he went for inauguration and ndandichizivakuti washandisi

September 06, 2023

Nelson Chamisa Onoona Vanhu VeCCC Vakapondwa NeZanupf

Mutungamiri weCCC VaNelson Chamisa vashanyira nhengo dzebato ravo dzakapambwa dzikaitwa kafiramberi muHarare VaWomberaiishe Nhende             vakasarudzwa kuita kanzura kuWard 26 kuGlen Norah naVaSanele Mkuhlani. Vaviri ava vari muchipatra muHarare. CCC inoti vakapambwa nevasori. Mapurisa anoti ari kuferefeta nyaya iyi. (Mifananidzo CCC)

September 06, 2023

20 Year Old Thandolwenkosi Ndlovu Ouraya Vanhu Ocheka Maprivate parts Obika Odya Zvinoshamisa Zvinotyisa

💔💔💔😭😭😭   20 year old Thandolwenkosi Ndlovu, akauraya ma homeless people 5 within a week muguta reHarare hanzi aitaimira vanhu vakarara oshandisa zidombo kuvauraya.          Kana vafa aishandisa bhodhoro kutora maGenitals (sikarudzi) and internal organs avo obika odya.Nhengo idzodzo pane akadzitora kusimbisa chigaro chaakazvi gadzika hino kuona 5 yrs dzokwana iii nyika inenge yave mvemve           kuzoona 5 years dzakwana tenge tapera kudyiwaBesides kubika Odya thats another story nyaya iripo yatri kuona its about murder best way murder to murder such people should be hanged to death that thing yekuuraya vanhu kunge huku its vry wrong mhani imagine if was you then life yatogumisir

September 06, 2023

Zimbabweans Pokello Ukatishamisira Nekuti Uri Muprivate Jet Zvozodii Unongozvinetsa Hatinei Newe Zvedu

Uyu anongozvinetsawo.Zvozodiiko kurarama life yehusungwa kudaro and kana watiratidza tozoitei nazvo.You're not free pazvinhu zvakawanda and you try to prove a point which noone cares about.           Kupfeka hembe dzakanaka kuenda kupiko woyeeee zvese hazvina maturo coz hazvina wazviri kutorera mweya wekufema iwe ndiwe wakasungikana nelife yako😂😂😂But hant aenda ega..zvonakidza uinewekuti naye hona ichoo apo iwe hona chamber ycho mpfanhaa 😅😅😅Wega nechifoni chako hazvina ka that               If you want to know she cares and knows kuti she is living a lie wait and see how she responds when masses tell her ibere. Next day anoto pindura ne subliminal chete. Ane chimuti n

September 06, 2023

Pokello Oti Zimbabweans Ndezvenyu Zvemafamily Gathering Izvo Ndiri Ku Holiday Yandaenda Neprivate Jet Woo In This Economy Vachidya Zvavo Mari Yenyika

Hanzi nasisi Poki ndezvenyu izvo ndiri kuholiday kwandaenda neprivate jet imi muribusy kutaura zvekuti ndiri bere rinoonekwa husiku muchirarira machunks

205 206 207 208 209