Tuesday, March 10

General News

August 06, 2023

Zimbabweans Said Toda Zvedu Fun Madhumbe Than Tete Mildred Chembere Ine Zemo Hainakidze

Musadaro ndoyega chembere yakatsiga paFb iyo isinga vaviwi nezemo sana tete MildredNhasi hanzvadzi yababa vangu yakachena hanzi munonditarisira pasi muchiti ndine mazizino ndakashata asi vanhu kaa🤣🤣iwe Portia zidzoro rako😏But hunhu chaihwoo ummmm hwakudhura zvahwo  Zvimwe zvinhu inzwawo kuremerwa nekutyper zvisizvo pamusoro   Pemunhu mukuru  Shuwa ukaseka nekusununguka somtymz notoitwa bhari tisadaroMukaziva kuti vanhu vanezvirikuvanetsa kunze uko,vopedzera shungu to wrong pple...nyangwe akashata anodya kumba kwako here iwe PortiaVanhu zvinwe zvamunoita hazviite farisai zvenyu nayo fb iyi,why cant you be nice to others ?? Munhu anotukirwa kushata kunge ndiye akazvisika musadaroMunhu wese akanaka Kuna mwari iwe unotaura kushata kweumwe munhu

August 06, 2023

Joey Nyikadzino Onzi Body Yake Inonakidza Yakapfeka Manje ziye Anoda Mamini Ngaapfeke Kwazvo Manyama Akawanda

Amwe mazibody anongonakidza kuona aka pombewa nehembe akabvisa hembe tose totiza pano😌Munhu anoda zvi mini iyeyu akakotama jerusarema yese panzeAkanaka Joey plus ano bleacher zvemhando kwete vamwe vanozoti kumeso kutsvuku maoko matema uyu anenge anobleacher nemishonga yembingaNhasi haasi kufamba step yemunhu ada kumamaKutongodada nezvatiri nekuti vamwe vane magaro akabhenda nekuda kwekutsvaga body yaanayo ukawona line revanhu vanotenga maappetito ndopaunotodada kuti Mwari makaita henyu

August 06, 2023

Disability Is Not Inability Chipo Is The Best Mom Playing With Her Child

This is is serious cuteness overload 😘😘😘- mum and her baby having some quality time 💃💃💃Awww welldone mummy you are doing a great job.I just want to give you a big hug right now 🥰🥰.If this beautiful soul can do it....you can do it too..Goodnight❤️   DISCLAIMER: I DO NOT HAVE ANY RIGHTS TO MUSIC IN VIDEO BELOWKudzie Chiwundura iiiii haaa munorwadza shuwa akakuudzai kuti usina mwana hausi chinhu ndiani? Inga variko vanavo Vana asi havasi chinhu futi,

August 06, 2023

Greatman Music Osekwa Nemazimba Kudya Kwakadai Hakude Kohunhu Senyika Takaisa Kupiko

Chisingaziwe vanhu unogona kutozvarwa unezvose vozofa usina zvose,hakuna munhu anoudza mwari zvaarikuda kuzvarwa akaita so kungorutsa kutaura uku zivai kuti kuna mwari kudengaVanhu musapererwe zvekusvika pakudai🤔. Dzimwe nguva kunyarara kwakakosha if you don't have anything positive to say mufunge.Vadikani kusaziva kufa murombo munhu havigwe Ari mupenyu sekai urema mafa ramangwana harizikanwa muno medzwa makumbo ese nenjodzi dzemigwagwaUnogona kuzongoperekedzwa kubtoilet watokura futi mukada kutamba muchiseka vanhu vakasikwa naMwariKuzvidaidzira munyama usina maripo apa,bfo you wrote that you must ask yourself kut Dai ndirini zvaidii .people don't be like that

August 05, 2023

Shema TV Wakabatsira Ana Baba Ruva Totenda Asi Chirega Kuvafungira Zvese Vafungewo Vega Taita

Thanks Shema for empowering baba Ruva. But I feel like there are some decisions that he needs to make for himself not for you to make for him. I have seen kuti even if ukavabvunza kuti taura zvamafungwa unenge watovataridza kuti iwe unoda zviitwe so so. Saka ivo with the respect he has towards you, he will be left with no option but to just say what you want to heard.Guys vanhu vaye vaigara mu world yavo Vega. They never knew how to associate nevamwe. Dai kwainzi munhu anepfungwa aizokwanisa kuvata muimba yemapango nababa namai pamwepo? Aitotadza kudzurura imba chaiyo nedhaga chairo. I’m sure Sharon akamuratidza gwara and working nevamwe varume biyake anoita achichinja nekuonawo raramo inoitwa nevanhu. Arikutogona ShemaBaRuva vanotoda kufungirwa ivo pachavo vega hapana chavanofunga c

August 05, 2023

Jahprayzer Oonekwa Achichemera Sadza NeMuriwo Mushure Mekunge Vamwe Vapihwa ziye Onyimwa

Ari kufunga hondo yeku kumarinda saka ari kufunga kuti anomhanya nekupiomg🤣🤣🤣Aah veduweeka makamboti atadza kukwana mutent renyaradzo munomuteiko murefuMunhu akatora pic iri denga achaita rekuonera mubook remawatch tower nxaaDzimwe nguva unenge hako usingade kuseka wobva watarisa pic woverenga caption wongoona wakutongoseka 😂😂😂🙌Handiti ari parufu hre arikuchema mufizve nhaimi arwadziwa jpKo parufu panotoda kusungwa face zvee kuty zvifambe coz ukasadaro unowonekwaseusiri srs nefineralThat means unoita zvekungomunzwa muface uyu hausi kumuziva🤣🤣🤣🤣

August 05, 2023

Roki Ochema I Was Used And Dumped Ndatambura KwaZiko

Used snd dumped at his age he should have know to sign contracts he gave all he did to passion now everytime anyone clicks on a video or music ya rockie Passion gets the 💰Kumwe kuvenga kwacho  Inga atori ne new song wani which is trending on top 100

August 05, 2023

Killer T Vanhu zvodhamisika Nemukadzi Wake And Ziso Raaimupa Mu Gucci Store

Ziso rako rakandimaka hameno,ziso rako rakandimaka hameno,singing zvanguBombastic side eye criminal offense side eye ndichidedzerana nevana vemurungu sezvi ndiri madhumbeNdarwadziwa zvangu apa ndine crush naye sei 😭😭 .ndiye here mukadzi wacho but ndokadenhura aka 😹😹😹Killar t ndomuda amana ndokuendera kucrawa here nhaiwe mwanWts wrng with his wife? Majaira vakadzi ve fake ka mazibvudzi mazi make up zvisina direction ka 😂😂😂😂🤣🤣🤣 mapikicha enyu munenge muchimbomawanepi anyway tamuona akanaka Babie uyo

August 05, 2023

Angry Fans Winky D Show In South Africa We Paid 300r Munhu Kuridza Zvake 30 Minutes We need Justice

Apa zvinziyo zvacho zvaingoimbwa 30seconds chotosiiwa pachinenge chakutanga kunakidza koimbiwa chimwe chosiiwa haa madhoti chaiwo mxmThis is not new all artists vazhinji vavo ndizvo zvavanoita vanotanga kuimbisa majnr ivo vozongopendera kana uchienda kumashows uzvinanzerere isu takamboenda kwa toni braxton muno mu SA akatotanga kuimbisa shekinah akazongoimba mybe 45 mins matickets aita 700 saka itozvijairai kkk

August 04, 2023

Madamboss And Fungisai Vonzi Haiwa Firita And Makeup Zvinovhara Zvakawanda Vatoriwo Mabrijo Pro Max

Firita inongotipawo presure imiwe ummmm vanhu vakashata kunze ukuThey are more beautiful and talented than you will ever be neruvengo rwako runotyisa kudaroKunaka kuri mumoyo hama yangu munhu akasikwa nemufananidzo va Mwari saka tese takatonaka utaura kuno ndiri pa 🪞Morning gown ratongovewo drama iwe wanga uchinyatso ziva hako kuti une vaedzi chero yatove surprise visit unonochinja....😂😂😂😂😂😂Chirikumarara Pauline ini kana ndiri muzvere ndoswera nema pyjama kutogeza ndopfeka mamwe vaenzi ndotarisa how close we are then l change especially winter so haa ndoswera naroZvekushata totonzwa nemi munoona face dzavo ivo havakwanise kuzviona vanoonawo dzenyu

215 216 217 218 219