Saturday, June 07

General News

July 10, 2023

Rose Kupfekedzwa Apolo Jersey Naketty Kutya Kufumurwa Kusvika Pakuchooser Mutorwa Anotuka Anambuya Murata NaFeli

Ana Rose mapaduze kupfumurwa and the way she was so apologetic pa live yaParadzai its clear she is scared nyaya dzaikanda about khazeni yake dzingabudehaa uyu anoshota rumamiso uyu saka vanhu vototya kutaura kti havachade kutamba newe hre vanhu ava varikungofanira kungonatana vokutsvaga vokumamisa chaizvo ende unofanira kuponera kuchipatara uchidzokako unodzoka wabhoo panyaya dzeku buller vamwe naivo vanotamba newe wacho vanoda futi kumamiswa nekuti havana kukwana futi

July 09, 2023

Tatelicious Oita Show Akashama Zvashamisa All Austrians Chii Chakadaro Chinenge Ngozi

Munhu akashama apa arikuimba gospel betye plastic zamu mapiritsiBaba vangu iwe!!!!chi chakadai chinenege ngoziHatidi kupedzerwa data today tikuda kuona mkono wetsambarafutaKwiniiiiiii hoyoooo ndapota madhaka Boy a mai Chaminuka ndiitirei sorry ndakatadzaI chest iyo varume kana kukapisa they feel comfortable lyk that tts y asiri kunyara i chest iri panze iyo haisnyadzise # sis ba tanya

July 09, 2023

Julius Malema Offering Free Buses To Zimbabwe Endai Monovote Check Mabus Acho

Mazvinzwa here,hanzi na Malema kana muchida kubatsirwa ne transport kuenda ku zim kuno vota,maka sununguka kuenda mahofisi EFF,.mobatsirwa ne ma bhazi.Ko mikuku yedu vanotitakurira here vagonaNdiwane mukuku wangu wapaziwa nananyawope kna kutowana vavakutogaramo vachiita zvechimafia chavo mumukuku wangu. Apakuzovabudisa kunonetsa pera ndopfekedzwa zvangu matairaMalema l trust him atotoda kuti zim inake chaikoo ,,,asi dayii ari minister we home affairs uyaaa taitoziva kuti ndokudzingwa chaiko zvine plan

July 09, 2023

One Mukadzi Anogeza UK Yese Olinda Nekuti Aramba Murume Zvichembere Zveuk Motadza Neiko Kugeza Sa Oc

Vakadzi veku UK dzidzai kugeza nekupfeka kubva kuna OC ndiye 1 munhu anogona kupfeka mu UK meseA lot of people in UK are not socialites guyz, kune danger kunze uko, OC mwana by fartese tikaziva kti OC ikaradhi tinobetsereka even akaswera asina kugeza anongo looker smart,anyway mari ndozvainoitawo zvayoChero ukageza ka 3 pazuva usina mari hauoneke kugeza kwak mari ndoinogeza munhupakuzoti ndiye chete manyepa we have some unknowns in there who kill it

July 09, 2023

Noster Urizidofo Dai Usiriwe Larisa Enda Kupolice They Do Forensic Analysis On Your Phone

Nosta hauna kungwara zikudofo.Kana usiriwe Larrisa zveshuwa zviri soo easy to fix..Enda kuPolice they will do forensic analysis on your phone vokuchenesa kwete kuita zvakadhakwa zvekutsvaga munhu wekuwunza palive uchinyeba kuti hausiriwe une kaghost kako Larrisa.Uri mboko lastπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Larissa itop fan yaFelly,Noster akazotanga kufarira mura riniAaaaaah ndaseka pazonzi l know u you u know me samaz don't love u ghost iroro rozivana NaNoster uyq mukadzi anga anechimask anoziva noster vanozivana Vanhu Vaya Rue Ari right

July 09, 2023

Mazaoga Munonzwa Sei Baba Vafa Vasina Kutendeutsa Mwana Wesangano Ketina Achiita Zvaanoita Zaoga Hoyi

Born in 1923 Died in 2023We celebrate your long life baba,, your teachings will be in us ,rest in peace Man of IntegrityZvaketina anenge aienda hake kuZaoga not kunamatakoZororai murugare Baba Guti ,May your family be comforted by the Lord.You fought a good fight.The ministry has lost a soldier but your wonderful works remain.Moyo unorwadza kuti nguva yakwana musina kuparidzirawo mwana wenyu wezaoga Ketina uyo awane ruponeso

July 09, 2023

Aleck Macheso Akaramba Mwana Wake Uyo WeGuruve Zvastokura Oti Baba Hatiite DNA Test

Kana machero achiramba ngawaende Kuma DNA isu hatinei nazvo isuThat guy wekuguruve is not his son because akazviramba pachenaPamwe vanorifarira zita racho kuno kuna baba vanevana 2 nevakadzi vakasiyana vanonzi anawyne

July 09, 2023

Vanhu Voti Baba Guti Vatofa Vasina Kubhadhara Chikwereti Chenyika Mari Ku RBZ Yavakatora Ndozvirikutirwadza

Chirikutirwadza senyika haruzi rufu rwake but kuti afa achiramba kudzosera loan yaakatora kuRBZSaka achapinda denga racho ndiani?muzimbambwe ukasaba guys nekuita huwori unofa nenzaraImi vana vapapa ndekupi kwamakamboona munhu afirwa achibata phone mukwane imi chimbochemai papa venyu uko πŸ™„πŸ™„πŸ™„πŸ™„πŸ™„Vana vaani vari kutuka muComment section. Zvirokwazvo vari kuchema zvomene havasi kuwanikwa mumaStreets. Apo muzvipoko muno πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚.Loan haina basa vazhinji vakatadza kudzidzosera. At least havana kumbobira sangano sevamwe plus vanga vasina drama sevamwe. Ngatichemei 50bidza zveloan kana neni ndogona kutorawo ndotadza kuidzosera.

July 09, 2023

Chinoratidza Joey Imbavha Why Asina Kuudza Vanhu Kuti Ndi Agent Wemastands Vakatsotswa Vawanda

To be honest chinoratidza kuti joey itsotsi wy usina kuudza vanhu kuti iwe ndiwe agent wema stand Acho uchingotetena Mari uri ziii hako hazvo kubudirira nekutsikirira vamweRegai vadyirwe vana very impressive ,Zimbabwe chaiyo kuwana munhu anokubatsira mahara aaah ndaive ndatya nazvo

July 09, 2023

Bee Wezhira Onzi Aute Muvhato Musvinu Or Totora Murume Wake Sezvo Akatakura Mubhurugwa

Udzokorodze iwe tikuda muchato chaiwo uyu muchato waive iri skit Asi Bee unodya namambo murume wako uyo akatakura mubrugwa uno heyπŸ˜‹πŸ˜‹πŸ˜‹πŸ˜‹Turume tudiki ndotwakatakura mubhurugwa manje. Zimhakure rekuti kana ramira unoti nhasi ndobvarugwa chibereko chete

226 227 228 229 230