Ndine audio achichema shame ndanzwa tsitsi apa boys racho richisekaAccount yakatorwa Nana Java. And hanzi vapiwa 500k to give it back and stop posting anything else they found in there 🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi akachema zvinonzwisa tsitsi kuti the rest of the info ikabuda he will be killed .He is arrogant hake asi anobatsira vanhu vakawanda bt he doesn't post.Hanzi mune a lot of married women vaari involved navo a lot of slay queens patown.Haddassa avo dai vanyarara hanzi they have a relationship full time
SAD💔 | Driver weInter Africa anonzi Mawoyo afira paNyamaropa mubhazi rake. Hanzi angoti kuna conductor andichanzwi mushe, ita vanhu vaende nerimwe bhazi ndimbozorore. Pangoenda vanhu ndiye sarai.
Yaitika Izvezvi Mutown Veduwe Musamhanyisa Mota pakaipa
Wasu Urimuroyi Waitengesa Nyay Kuna Ketina Unemoyo Wakaipa Iwe Ndiwe Honzero Even Zva Tinashe Maphosa Uchiti Maitt Vanokushandisa Utorerere Vanhu Mari😳😳😳😳Kubva Kudhara Ndiwe
Rich Aunt Olinda Guhwa Achiseka Madamboss Kuita Kutsvinyaa Kuvapidigura Nduwe Pakaipa 🤪🤣🤣😳😳
In life l refuse kupihwa pressure nevanhu....zvimwe hazvisi zvekuchiva veduweHeweeede apa tariro musi unondopaiti shandai ne simba mutengere vabereki venyu Mota ndokushanda kwacho here uku kutipa pressure ndichiti ndikubatsira vamwe kurarama muhupenyu izvivari kukedeburisa Tariro Gezi Wanyadxisa
Mukati panorarika here nhasi🤣🤣kutya kusaraIchi ndirikunochikanda pa status🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 l have someone who worship the ground Chari walks 🤣🤣🤣🤣🤣 Chakafukidza dzimba Marata shuwa rega Sonja asiyane nazvo. Apa Sonia wacho is following Haddassah wacho ku Insta. Aizivei kuti I small house ye murume yaakatotengera mota .
ticharara taona chifuta in Elgringo voice Chakafukidza dzimba Marata shuwa rega Sonja asiyane nazvo. Apa Sonia wacho is following Haddassah wacho ku Insta. Aizivei kuti I small house ye murume yaakatotengera mota .It's gonna be a long weekend Mwari makaita henyu makandiita muzimbabwean handizive kuti dai makandiita wekumalawi ndaiita sei mari yeRent kutongotenga data zvekuti ndichagara pai Mwari vanozivaKwa Wicknel Chivhayo Hazvina Kumira Mushe Imii Regai Sonja Azvisiye Tine sikarudzi Dzatichakupai Apa Aitaura Nemukadzi wa Ed Branson Hadasaa🤣🤣🤣🤣🇿🇼😳😳😳Sir Wicknell's account has shared another alleged chat with musician shashl talking about her incident with Levels Pro
Wicknel Chivhayo Ofumura Kikky Baddas Ndiye Akanyimisa Madamboss Mota Oburitsa Voice Note Zvaaitaura