Saturday, July 05

Search result for ""

June 16, 2024

Bus Raita Accident Izvezvi Nevana Vechikoro Vakadzimbirirwa Vachingochema No Help Firebrigade Or Anything

SAD💔 | Bhazi ranga rakatakura vana vechikoro from Falcon College Students raita accident kuEsigodini     One student died while several others were injured after a Falcon College bus overturned along the Bulawayo/Esigodini Road this afternoon. The bus was carrying 56 students who were coming from a rugby match in Harare. The injured students were ferried to a hospital in Bulawayo.         Unconfirmed reports indicate one fatality and two students still trapped, with many others injured. Updates will follow as more information becomes available.   Source: Road Watch Zimbabwe

June 16, 2024

Passion Link Bus Ririkubva Ku Bernard Mizeki Shrine Mevanhu Ce Anglican Church Rabvira Moto Hapana Abuda Veduwe Zimbabwe 🇿🇼 Yakurwadza Iyiiu

U PAKAIPA💔 |  Posted As Received. Listen to the video below for more details.  Pane bhazi ranga rakatakura vanhu veChurch ratsva and vamwe vanhu vakatadza kubuda vakafira imomo. Bhazi iri raive rakatakura vanhu vekwaGandanzara nevekwaSherukuru. Izvi zvichangobva kuitika manheru ano.           Mwari ngavazorodze mweya yehama dzedu dzatungamira kumusha  nekunyaradza mhuri dzasiiva nevadikani.Hapasati pazivikanwa kuti pane vanhu vangani vatsvira mubhazi. Mapurisa akamirirwa kuti asvike.           Diocese of Manicaland ngatinamatei zvine simba nokuti tine vafudzi vari kuchekeresa vanhu kuti zvinhu zvavo zviite. Every year Manicaland ine vanhu vanofa vachibva kuBenard Mzeki.  

June 15, 2024

Vagari Veku Mbare Vopandukira Seh Calaz Na Fantan Muri Ku Driver Mota Dzinodhura Tichijamba Dhooodhiiii Everyday Hazvichaita Pashata

Ndopaunoona anogara imomo achiti sir anemari 🙄🙄musamuudzire panobuditswa izvi toona vatsikitsira pasi manje 😔😔😔Mmh uko kuzviitisa, ndingatoenda kumusha..izvi Bodo.. especially semukadzi hazviiti..this is dirty at it's highest level ☹️Ngavangobata Tawanda aichemera motor achitadza kuchemera service delivery vamumamise kana kuuraya haana basa               Who was running council for the past 20yrs in Harare I heard them saying zanu pf belongs to rural areas then good for you cholera is coming soonPatori nani apo hey. KuMbare kunongodackuti efambeko uzvionere, kana mahara handihare kuMbare, ndinoenda zvangu kwaMujicheeHaa iyo nzvimbo kwangova kugarira nhamo noooo tsvina yacho yanyanya

June 15, 2024

Ko Madamboss Vakuita Seiko Voburitsirwa V11 Ravo Vai Ivo Varikutaura Haya

Saka Tyra anenge arimo munyaya idzi asi anenge achirumira muvhu. Apa arikusimbisa Dorreen kutuka chikiti. Imika anoshandisa vanhu ndokusiyana kwake nachikiti uyu anouya ega akazvimirirara             Tyra kudiiko ko kuti TariUneenderwa kun'anga unei iwe tarisai chinoshamisa?? Madhakabhoyi ako akubuda unopamama chete

June 15, 2024

Boss Lee Vavhura Hombe Zvinhu Zvacho Ma1

Sis Ava Vavhura Hombe Zvinhu Zvacho Ma1      

June 15, 2024

Two Mbavha Dzafa Dzadzikwa Ne Bus Muna Chinhoyi Izvezvi Hazvisikutarisika Kuita Mince Meat

Two mbavha dzePhone dzarohwa nebhazi munaChinhoyi Street in Harare. The two theives were trying to escape the scene of their crime when the accident happened.   While the other man suffered serious injuries, the other one afira on the spot.           The two males had reportedly taken a phone from close to the Gulf complex, according to an eyewitness. They encountered oncoming traffic while trying to flee, which resulted in the tragic collision.If the Bible say Usabe then you choose to do it somehow ndiwo maconsequences acho iwaya..team renge rachemedza vanhu vakawanda             irori ,pain of loosing a phone ma1 guys unoita kunge watorasikirwa nepart of ur life coz mamwe mamemories a

June 14, 2024

Mukuru Wenhabvu Mu Zimbabwe Ofa Kuru Hazvina Kumira Mushe Bakadzi 2 Kurwira Chitunha

2 funerals for the late Eddie Nyatanga, first wife akuita yake kuMt Pleasant, 2nd wife akuitawo yake ku Borrowdale       AS businessmen and the well-heeled were jostling for seats on a government-chartered Air Zimbabwe plane to Tunisia in January 2004, they were called to order by one Eddie “Mboma” Nyatanga. Zimbabwe had just secured a maiden ticket to the African Cup of Nations finals in Tunisia, the country was abuzz and almost every supporter wanted to go to the North African country.             Thanks to Nyatanga’s coordination and facilitation, a chartered plane was arranged for fans to go and support the Warriors on this historic assignment. As expected, there was commotion at the a

June 14, 2024

Nyaya Yakaoma Iyi Patience Tavarwisa Uyu Ouraiwa Ku South Africa Nhasi Makuseni Nemukadzi Wemurume

*Makadini hama dzeZimbabwe kumativi mana kwamuri ikoko, ndinechiziviso pamwe chete nekuchema chizvarwa cheZimbabwe uyo anonzi Patience Tavarwisa.Musikana uyu aidanana nemurume wemunhu kuno kuSouth Africa,sekuziva kwedu rinemanyanga                 hariputirwe kutaura kudai musikana uyu ashaikira muchipatara mushure mekunge abaiwa nebanga nemuridzi wemurume,asi haasi kuziikanwa hama dzake kut dziripi,saka isai mumagroups akawanda hama yedu iendeswe kumusha motibata paNumber idzi +27843727989*

June 14, 2024

Olinda Oudza Pokello Na Dyone Mashoko Anodzimba

Olinda Oudza Pokello Na Dyone Mashoko Anodzimba       Olinda uri dofo iwe.We all know kuti wakazvibvisira wega.Rusambo rwakabviswa bt makazongofanana nevasina       kubvisirwaZverusambo zvamava kutaura harisi rava drama here mama Mai Nandi 😂😂😂😂😂Paitobvunzwa dress rakanaka mhepo dzokurotomoka dzikamubata

June 12, 2024

Mazimba Mapindwa Neiko Ku UK 🇬🇧 Uko Veronica Chinyanga Ouraiwa Nemurume Ku Edinburgh Uk

UK: Man Charged Over Murder of Wife, Veronica ChinyangaSudden Death of Beloved Broxburn Mother Shocks Community. –The late Veronica Chinyanga By A Correspondent | Broxburn, West Lothian – The sudden and tragic death of Chitsidzo (Veronica) Chinyanga, a much-loved mother and cherished member of the community, has left the town in shock. The 42-year-old woman, originally from Zimbabwe, passed away unexpectedly on Sunday evening, sending ripples of sorrow throughout the close-knit town.             Police responded to a disturbance at a property on Cunnighar Road, Broxburn, around 7:55 PM. Veronica was swiftly transported to the Royal Infirmary of Edinburgh, but despite the urgent medical efforts, she was pronounced dead sho

109 110 111 112 113