Thursday, July 03

Search result for ""

February 23, 2024

Saintflaw Ochena Abvisirwa Music Yake Ku YouTube Nekuda Kwema Copyright The Charambas Vakatitangira Zvinwe Mu Music Industry

So team let’s talk saka tirikuti here @saintfloewmusic aifanirwa kunyepa paakabvunzwa kuti how much are you now charging per show kuti zvitifadze? Hamusikuona here kuti his shows mazhinji anopinda vanhu above 2000 iye achichaja $5 or more do the maths.              Didn’t you see him breaking the record ku chitungwiza complex? Didn’t you notice kuti he was number 1 and 2 and 3 ku @powerfmzimbabwe pa end of year top chakadaro iya. Hamusirimi here makanga maakuti Tinashe siya mwana azorore aita 3 shows dzakateedzana vachimu booker left right and center vachiziva kuti ndiye ane crowd.         Tisadaro guys, heya tinofarira kuti tizoti magitare haabhadhare! Saka munhu akati ndaakugara k

February 23, 2024

Hezvo Tavhunduka Kaa Se Zimbabwe Nyaya Dza Chaplin Phiri From 2009 to 2013 Dzofumurwa Ne Class Mate Yavo Mu CIO Nezvimwe

Maizviziva here kuti Chaplain Phiri is a CIO agent. Mungazviramba zvenyu but I know her personally.           Ask munhu wese akadzidza navo paZimbabwe Christian College now know as Central African Christian College between 2009-2013 anokuudzai nezvazvo.           Tinotoseka zvedu vachiti ndakazorambana nemurume vakadai vadai, hazviko zviyaaaaa, vari pabasaa avo

February 23, 2024

Kupera KuZimbabwe Hakunetse Vanhu Ava Vaitira Everyday Asi Iko Zvino Vavqe Kunge Mazepe X Wa Kikky Otwura Zve Manudzu Zvinopedza Career

Kupera kuita sei? Enda unobvunza svideni akatombopisa kuto locker ma streets but zvine kakuzongopera           pakapinda dzimwe nyaya makuitisa makwikwi ekudh'ala sadza it's okeyHandbag rakiki andisi kuti chii zvangu 😆 🤣 😂 😹 😆 🤣           nderake or pana gogo waakabatiraKkkkk asi hembe dzavo vanotenga kupi ndonotenga dzangu

February 23, 2024

Dj Tawaz Ochema Murune Mukuru Mungandishaisawo Mota Nekuti Ndaiitiswa Na Java Here Ndini Ndakapusha Musangano KuInstagram Uko But Handina Chandakabuda Nacho Even Honda Fit Zvayo

Uyu ariku nyimirwa mota nyaya yake yekuswero pesvuka kumashure kwaPanganaiUyo ahafe akaiwana uyo murungu wake akatuka binga😅😅           Chimwe chinhu chakagonekwa Na Ed kupa sir wicknell Mota dzekupa vanhu Dai vakapa java tainyaudzwa           Kozoita mubvunzo wandinetsa sakq Tshabhangu Yake Benz achapiwa pajekerere sevamwe hre or kuzongoona akufamba ne Benz?

February 23, 2024

Zvakaoma Hazvo Nyika Yese Haizi Kufara Nehunhu Wha Tytie Wekuti Bofu Rakandibatsira Kokuti Munhu Izvi Zvaradza Vakawanda Kudzikisira Munhu Ane Hurema

It's one thing to identify someone as blind but categorising them is derogatory . It's wrong kudaidza munhu nehurema hwake. I know ukuda nyaya iite punch zviite weight and I understand where you are coming from but handiti taizongomuona here wamuwana kuti he is blind.             Haungorambi wongomuti bofu simply because 'you don't remember their name'. Dai aiva asiri bofu usingazivi zita rake waingoti munhu akandibatsira so it's only humane to call him munhu not bofu.              Ndopatozoti kachikoro kakanaka, chero usiri an academic but you need an academic background chero mbichana mulife, in everything you do kuti usazodhomoke.  Thank you for reme

February 23, 2024

Chaplin Phiri Vopindura Vavengi Handizi muC10 Makungo Rwadziwa Ne Benz Yangu Magadza Moyo

Zvimwe zvese zvomotaura kuti kurwadziwa nemota izvo ndeimwe nyaya. We are happy for her and zvakarongeka chaizvo. Zvisinei we cant run away from the fact that she is CIO. Tirikungoti muzive vanhu vamunofamba navo and muzive kuti mota dziri kupihwa vanhu vakaita sei chete.     no munhu uyu anofanira kunge arihama yemukadzi uyu....hakuna mutorwa anorwadziwa to that extent.....Mybe varikuzama kumudonhedza varikutadza ....mukadzi uyo akatumwa naMwari akaparidza so ...kana stress inobva ...anekakuparidza kanorerutsa zvinorema soo. Ndimi waya waifunga kuti Chaplin wachashupika mazuva awakafirwa nemurume hezvo Chappy waenda nenyika. Zororai askana musarwadzirwe nemunhu anotaura nekuchemera Mwari wake     Zvebasa rei ...basa chinhu chinoita munhu ararame

February 22, 2024

Zvirikunzi Pane Avekupenga Hatichataure Mazita Hanzi Akutodya Zvemibhini

Zvirikunzi Scott Sakupwanya akupenga guys munhu haaurayiwe sehuku Dai vakapera kupenga zvavo vese kuzanu ikoko         Zvinogona kudaro kwedu bright matonga akambotwanya nenyaya dzekubata vanhu vasingabatwe munhu haawirayiwe sehuku kana mazogara, Uuummm Zviri kunzi manzwira nzwira kaa ayo munhu wandakaona zuro uno kwaisaina Khama Billiat contract neYadha. Varikut tisataure mazita makutibhohwa manje chaora chi statement ichi tsvagai chimwe.     Scott akagara ane potential yekupenga zvake Saka hazvishamise, Harisi benzi here munhu uyu. Munhu anopenga kanganiko unless ave worse. Pamwe mwedzi mutete chete, Akabuda wani vachitambira khama biliat ku airport nachimombe neteam rekwamagaya Apenga nguvai munhu anga a

February 21, 2024

Mashura Tavhunduka Rufaro Mukadzi Wa Jah Prayzah Ofumurwa Akabva Kune Mumwe Murume Aitovewo Mvana Yoyo Or Vanhu Kurwadziwa Nemukadzi Anodiwa Nemurume Wake

Smairi iyi ndeye munhu ane confafa yekuti nyangwe mukatiii murume wangu haambofe akauya kwamuri...Zvakaoma hazvo ana Mufaro ava dai vaita vachitipawo n'anga dzavo izvezvi dai TESE pano tisiri tumvana tunoswera tuchibonyora nemagaka😭               Huyai mupupure imi pane asati apfidza nemagaka here pano?😭Unoti achaendepi nekuzvara kaakaita ,chero murume akuhura unenge wakungoti ndogarira vana 4 unoita move on uchiendepi unorasika               Akatozvigamuchira coz iye akabvawo kumwe murume akabvawo kumwe saka kuramba uchichinja varume hakuna arinani regai vachengetane kkkkkkkkkkkkkk

February 21, 2024

Mashura Nyaya Yashamisa Vakawanda Kelly Khumalo Oramba Murume Kuenda Kuna Best Sangoma N"anga Atove Nenhumbu Otaura Why Aita Saizvozvo

💔Single mother of 3 Kelly dumped her new 4th baby daddy & is now dating Mzansi’s most powerful sangoma.💔Single mother of 3 Kelly dumped her new 4th baby daddy & is now dating Mzansi’s most powerful sangoma.It's her life and only her knows the reason why she dumped them.             If the one she's with right now makes her happy, so who am I to judge human being like meWhat is surprising she doesn't borrow any one's body to get pregnant and she doesn't come knocking on your doors to ask for help on raising her kids ungazi nihlushwa yin only God can judge her ay man some of you ki...lled innocent souls through abortions just that we don't know and         &

February 21, 2024

Zvinorwadza Izvi Murume Uyu Ndi Mechanic Akauraya Mr And Mrs Chirashi Achibva Aba Mota Yavo Orohwa NeCID Mutorashanga Otaura Zvese Zvakaitika

Zvinorwadza izvi chokwadi Makanika kuuraya ma clients neruchiva,wauraya vanhu,wava kutotyaira mota yavo ,Faster Faster vasati vavigwa.           There was a couple ( Mr & Mrs Chirashi) who were murdered in Redcliff yesterday morning.         Mr Ken and Mrs Lorna Chirashi were found deceased in their home in Redcliff last night. Prime suspect of the murder is their trusted mechanic who has since been arrested.             He was arrested in Gokwe driving Ken’s car leading to the discovery of the murders. The murder is suspected to have occurred in the morning. The Chirashis were preparing to travel to the UK to visit their Children and extended family .

150 151 152 153 154