Friday, July 04

Search result for ""

February 01, 2024

Gogo Musalad Voratidza Nyika Stepfather va Ketina Dorine Ben naMarabha

Stepfather va Ketina Dorine Ben naMarabha πŸ˜‚πŸ˜‚ Gogo Musalad vane choise havo pavarume, handsome step father manayama handsome. Gogo Musalad Varikudya namambo. Murume uyu is reason Gogo Musalad vari ku Glower. Great choice makagona.           Handsome Manyama Boyfriend, If Gogo marries her boyfriend vana vaGogo will have a handsome stepfather. the good thing is tht arikutochengeta gogo so she has someone who can look after her and wont need too much help from her kids. Vanhu vaimboti Olinda anonyenga vana asi Gogo Ndovane chimuti chema nyangavana

January 31, 2024

Tavhunduka Suluman Chimbetu Otengerrwa Mercedes Benz Ye 140 000usd Yaa Wicknel Chivhayo Atikuzviita Ne Zanupf Chete

HEYA HEYA MR SEAN TIMBA...πŸ•ΊπŸ•ΊπŸŽˆπŸŽŠπŸŽ‰ Congratulations to no one non other than the current king of Dendera Music himself MR SULUMANI CHIMBETU...Your immense contribution and continued support at our ZANU PF rallies can not just go unnoticed..               .Obviously i am biased not only because i am a die hard Dendera Music fan but your Father SIMON the CHOPPER CHIMBETU was my very good friend and to me the best singer of all time " THE MASTER OF SONG"... He respected and loved Zanu PF till the day of his death...Every time i passed through CHEGUTU when we met at RUKAWO hotel our only fight and             misunderstanding would always be him insisting on paying

January 30, 2024

Vatyairi Vemota Tapota Fambai Zvakanaka Vanhu Vafa 7 Chivhu-Nyazura Road Ma1 Aya

SIX people died, while five others were injured in a road traffic accident involving a Toyota Vitz and a bus that occurred along Chivhu-Nyazura Road yesterday.In a separate crash on the same day, one person was killed, while four were injured when a Toyota Camry vehicle they were travelling in veered off the road and hit a tree in Nyanga.           National police spokesperson, Assistant Commissioner Paul Nyathi confirmed both accidents. “The Zimbabwe Republic Police confirms a fatal road traffic accident which occurred on January 28 at around 2:45pm at the 102 kilometre peg along Chivhu-Nyazura Road in which six people were killed, while five others were injured.             A Toyota Vit

January 30, 2024

Job Sikhala Freed After Getting 2 Year Suspended Jail Term

The incarcerated legislator, Job Sikhala has been sentenced to 2 years, wholly suspended. Job Sikhala Freed After Getting 2 Year Suspended Jail Term for Inciting Violence           Job Sikhala has been sentenced to a two wholly-suspended jail term for inciting violence. He is expected to be freed today. There were jubilant scenes outside Harare Magistrates’ Courts after the handing down of the sentence by a provincial magistrate.

January 30, 2024

Zemo Rembwa Pahwahwa Gogo Musalad Vakadhaudwa Neshamwari YaKetina Gift Makoloni Vakavhurira Cris Makumbo Akaramba

Zemo Rembwa Pahwahwa Gogo Musalad Vakadhaudwa Neshamwari YaKetina Gift Makoloni Vakadavhurira Cris Makumbo Akaramba. After this happened Cris does not talk to gogo Musalad. Watch Video below munzwe zvakaitika.             Nyaya yakaona Iyi

January 29, 2024

Capetown Ma1 Voti Moreboys Great Hope Ungatochemera Kurwiea Chitunha Cha Baba Judy Kuchiisa Muchingoro Chakadaro For Clout Wsivepi Pavairambura Wozongobatikira Ipapo Ndozvatakumamisirai

Saka vanga vachichemera kumuendesa Ari mu zenge imomu zvakaomaGreat hope team itai srs, trailer yenyu it's not presentable, you're making lot's of money aside hamusikuda kugadzirisa ngoro dzenyu why               Bt ngoro iyo yazonyanya wy cant u just paint it so that inoonekerawo hameno pamwe ifoni yangu yakadhakwa zvayoKurwira chitinha here..when he cried for help ari mupenyu hakuna akamunzwa wani kuda kubatsira afa shuwa shuwa ummmm             Vakomana Chii chikukutadzisaiwo kutengera vasikana venyu ma ring akacheaper kudai Tytie akazviita waniHE WAS QUIET PESE APA WANI,AKAZODA KUBUDA OTAURA NEZVA BAju vacho musiuno why . Regai vambomuvhundutsira . Panenyaya, no smo

January 29, 2024

Ha Zvakaoma Tytie Otengera Kikkie Engagement Ring Ye 70rand Oti Ndoinoenderana Nyaye Haiwa Unenge Wadzikisirwa Semunhu Kadzi

Vakomana Chii chikukutadzisaiwo kutengera vasikana venyu ma ring akacheaper kudai Tytie akazviita wan                 So matozvipira kt muchadanana hre kusvika murufu maisana rupahwo rwemazita pamuviri.               Hamuna kunyanya kumanya hre vafanaa ini munofuma makarambana mozoita sei manjeKunewese waihukura saka muchaita sei manje apa .β€β€β€β€β€β€πŸ’•πŸ’•πŸ’•πŸ’πŸ’πŸ’πŸ’πŸ’πŸ’πŸŒΊπŸŒΊπŸŒΊπŸ’žπŸ’žπŸ’žthis is so nice .

January 29, 2024

Tytan Oseka Boyfriend Yemukadzi Wake Stunner Anotenga Pool Table Pamba Achifunga Kuti Achatamba Ega

Mumwe munhu so ari kutotenga Pool Table kuisa paden achifunga kuti achaitambisa ega. πŸ˜‚               Stunner atenga Pool Table paden zvavo           

January 29, 2024

Hezvo Chirungu Here Kana Kuti Vamwe Takarasika Baba Judy Vogadzirirwa Cake Re Kufa

Hezvo Chirungu Here Kana Kuti Vamwe Takarasika Baba Judy Vogadzirirwa Cake Re Kufa                     Hezvo Chirungu Here Kana Kuti Vamwe Takarasika Baba Judy Vogadzirirwa Cake Re Kufa

January 29, 2024

Ketina Azotsamwa Manje Ave Kutuka Gogo Musalad Mai Vake Muchanyara Imi Mbuya Imi Mukaramba Muchindipusha Siyanai Neni Na Shami Handina Mari YeyuYandakatora

Pandichapinda live nema v11 one day VANHU Vachanyarara kuti zii. Kunyarara Sandi kupusa munowana mari yekuiyisa Shami asiri mwana wenyu moshaya yekuwuyisa sekuru dozvi or sekuru dhotonya? Moda ku stressa Shami kuti ndishaye help kumba nekusalon Mune bitterness yekubiswa Pa salon because of …..                     if you keep pushing us Tinozozvitaura. Keep pushing me one day muchanyara! Makadzinga Mainini pano vachindibstsira nevana but Shami is different she’s here to stay!

160 161 162 163 164