Friday, July 04

Search result for ""

January 24, 2024

Sis Melly Vochema Vagari Vemu UK Kutadza Kundiitirawo Welcome Part Hamusi Kufara Ndave Muno

Melly ochemera kuti haana kuitirwa welcome party, akapihwa cold shoulder nevakuru veUK. Hauna kukosha zvekudaro Melly u are a nobody. Zvasiyana nemaDiaries ako vanaMadhumbe veJoni ndivo vano kubigger kwete nyika yese             . Thanks vakuru veUK makaratidza Melly kuti haana basa. Ndinoda kutenda vakuru veUK; Olinda Chapel-Nkomo, Aunty Jenny, Tete Mildred , Sabena Ruwizhi Boein777, SenMuk TV aka Mai Mazowe             Anonyanya kuzvifonera Melly, nehu bully anohunyanya kahunhu kebishu karikuramba kubuda maari.Unosemwa nevanhu ukada kungozviita gindagoria pese pese.Dai akazopiwa runako taichiona muma streets umu manje chibage chani ichocho.Melly ndiheadgirl yemahouse girl.Anozvifonera. M

January 24, 2024

Bee Wezhira Ochema Mazimba Ndipeiwo Makorokoto A Dzati Dzabu Makamupawo Wani Vanhu Voti Toda Kuona Baba Vacho First

Ipaiwo Mai Athandwe Maulana makorokoto avo please. Ngenyi muri stingy ? 😐         Haaaa Ndasiya kodwa pacaption yangu nhaimi🤣🤣🤣Mara igama lami ngu mama kaAthandwe. Wena ufuna ukutumila imali eyamhlope emtwana neh😳😳. Hoza inbox ngiyakupha ecocash number and World remit details vele🤣🤣🤣🤣.         Mina ngisetsile wena lapha 24/7 njee uyaputika ngekuseka for free so vele ngiyafuna imali yeamhlope from all of u. Ngiyabonga🙏.           Ko sei tisati tamboona baba va Athandwe asi Bee waka muitiswa here . VaDzabu vakaita live vachitamba na Dzabu .

January 24, 2024

Muporofita Wenhema Emmanuel Makandiwa Onzi Ngaabhadhare Tax Vanhu Ava Ndovanotora Advantage Yevarombo Vachinyepa Hupenyu Huchanaka Vachiita Tora Mari United Kupedza Service Apiwa 500 000usd Yezvipo Pasina Tax

Government must tax churches I guess Because we now don't know which one is real or fake   And that statement " I'm more Gifted than God" ndakabva ndapera powerDesperation wopusiswa sadAerial view of Makandiwa's church in chitungwiza.           There's no any Business in Africa particularly Zimbabwe that makes more money than Fake prophets'S churches ,they dont pay taxes its just direct profit. Why these types of business are prorofitable in poor countries?           Because when you're poor you become desperate of trying to make it in life. That's when these fake prophets manupulate people knowing that when you're desperate you're vulnerable to

January 24, 2024

Gambakwe Reporting Mukomana Wekubata Mbavha DzeChodonha Tafadzwa Chidawa Akanga Iri pa Man Hunt - Zvinonyadzisa Izvi

Police hunt losing Zanu PF parliamentary candidate over vehicle theft ,Tafadzwa Chidawa is accused of stealing vehicle from ZIMRA yard at Chirundu border post             A losing Zanu PF candidate in last August’s parliamentary elections is wanted by police for stealing a vehicle. Tafadzwa Chidawa, of Warren Park in Harare, allegedly stole a vehicle from the ZIMRA car yard at Chirundu border post on September 28, according to a police alert sent to all police stations seen by ZimLive.             The notice signed by Detective Seargent C Mabhidi of CID Chirundu says “all stations be on the lookout” for Chidawa, and advises that “if seen arrest, detain an

January 24, 2024

Tafadzwa Chidawa Mukomana Arikubata Mbavha Dzechadonha Asungwa Nenyaya Yekuba Motor

THE irony of life has caught up with Tafadzwa Chidawa, also known as Detective Kedha on social media, as he is now facing theft charges. Detective Kedha is popular for viral videos in which he targets and ‘apprehends’ thieves in the Harare CBD.The former cop appeared in court yesterday accused of stealing a vehicle worth US$12 000 from South Africa and smuggling it into Zimbabwe.               He was remanded in custody to Friday for his bail hearing.  He has two other pending fraud cases. The State said Detective Kedha stole a Toyota Hilux double cab from South Africa and smuggled it into the country in December 2022. It accused him of fraudulently registering the vehicle and ensuring that it had Zi

January 22, 2024

Izvi Zvinorwadza Izvi Baba Judy Na Clapton Vafa Kutsikwa Tsikwa Nemota Ku Captown

Zim Socialite Baba Judy na Clepeton diednews reaching our team baba Judy a well known Zimbabwean socialite based in Capetown was found dead             One of the witnesses told Zimbolivenews he went to meet someone who wanted to give him some luggage to take to Zimbabwe he got run by a vehicle and died on the spot            Hanzi akaenda achinosangana nemunhu aida kutumira mabag mheno bridge rekupi murume wacho akati akasvika Baba Judy can’t get fon haichadairwa but muroad naive nemunhu aive akarara akatsikwa apa ndivo havo

January 22, 2024

Mashura Pennywell Ndlovu 19 Year old Mark Ncube 18 Year Old Nenyaya Ye Piece YeChicken Inn Ouraya Nephew Yake

Zim Man st@bs teen to de@th over chickenPLUMTREE magistrate has spoken against the increased deployment of knives and other dangerous weapons as the community’s rods of anger saying it has led to a spike in murder cases in Matabeleland South province particularly in Madlambudzi, Figtree and Mphoengs areas.           The magistrate, Mr Joshua Nembaware, said there was a worrying trend where knives have been used to commit murder cases, adding that most k!llings were committed by close relatives, friends and lovers at beer binges. He urged conflict resolution strategies to be put in place.             He raised the issue during the court appearance of Takesure Mpofu (20) from Matsota Village u

January 22, 2024

Zvinoshamisa Nekuvhundutsa Tete Mildred Voti Vamhu Ndaikuudzai Muchiti Tine Godo Izvezvi Ma COS Queens Akawanda Achapinda Mujeri Vanyu Vese Vaku Dzoswa Ku Zimbabwe Vakauya Ne Team Iroro

Takavataurira kuti these ppl act as if there are not aware vachiita slowily gathering information Uk home office ma1 some will go to jail             Zimbabweans are not lazy 🤣🤣 but takajaidzwa kurarama zviri abnormal our systems are abnormal saka we carry that kwese kwatoenda we need to renew our minds..             Jush heard kuti pane muZimba a offer police yemuno bribe abatwa achiita drink and drink imagine ndapererwa.. Kutocrosser road pa ma traffic lights takatozvidzidzira kuno uchiona uchicrosser wega pakati peroad... Mwari vatibatsire tigone kuita a new mind set tiite normal 🙌🏾🤣

January 22, 2024

Zvanyadzisa Izvi Senzeni Naiza Boom Achimhanyiswa Asina Kupfeka Video Abatwa Akarara Pamubed Wemurume Wemunhu Mukadzi Wacho Oti Ndanga Ndakutoboilisa Mvura Inopisa Kuti Ndiwundure Hure Yoyo

😳😳😳😳😳 Mashura Tanyara Senzeni Naiza Boom Onzi Abatwa Nemurume Wemunhu Banhu Bopopota Kana Makubuda makonye Yoyo ZvafumurwaPana amai vafona paTilda Domestic Issues.             Amai vakati Senzeni musiwe Friday manheru akarara kumba kwavo nemurume wavo vasipo..Nhai Senzeni mwanangu kozvivindi unozviwanepi zvekurarwa mumba memumwe mukadzi nhaiwe..Ko ukadirwa mafuta anopisa unoita sei?                  Kkkkkk chihure achisekanwe mangwana muchahurawo 🤣🤣🤣 singing hnguNgaahure hake but not kuenda mumba memumweHapana asingade nyoro ne bota but why Senzeni afumira Kwa Tete Tilda kupinda mumba memumwe mukadzi kwakurohwa bota kwakuedzerwa kupinda na4am kwakupep

January 22, 2024

Mafans Oti Chipotle Trouble Causer Producer Wako Ane Hutsinye Chokwadi Rega Zvekuimba Uite Zvekachidhori Why Kukambira Zvese Zvese

Ma producer learn kuudza vanhu chokwadi pleaseNdaona asiya kuimba zvachose😂           dai akatoramba hake achiimba naume naume kkkk uku hakusi kwake uku adarirei kkkkkkKo voice racho are we fighting 😭             Ma socialite Aya anoda kukambira kwese Ngaamboramba aka stika hake pachidhori bhoe zvekut izvi zvekuiimba izvi amboti mireKujiti ndokwavo masisi ava izvi bodo🤣kana kujiti kwacho kunekanharo kariko ikoko asi kuzongoti ndezvekongonya saka bhoo        

162 163 164 165 166