Sunday, July 06

Search result for ""

December 27, 2023

Zvinorwadza Accident Mutare Road 5 People Vafa

Mwari tichengetey ...Accident yaitika padhuze neWatershed along Mutare road Triptrans zvakaoma veduwee 5pple died             Triptrans 

December 26, 2023

Zvanyanya Izvi Bus Accident Bulawayo Harare Road Vanhu Vakuvara Zvekuti

Another bus went down Along Bulawayo/Harare road. Stallion Cruise. Reports saying no deaths were reported.                   drivers to exercise more caution in the rains Traffic Safety Council of Zimbabwe Zimbabwe Republic Police - ZRP

December 26, 2023

Masvingo Road To Harare Paita Accident Mukomana Afira Ipapo

Kana uine hama ine mota iyi ma1. Mukomana hakuna.Abva Afira Ipapo Nguva yema holidays Vatyairi ngatisamhanya               Direct hit head on with a truck 30km from Masvingo heading harare.             Police and fire brigade is nowhere to be found.

December 26, 2023

Harare Police Yosunga Tuvana Twekudhakwa Nehwahwa Pa Christmas

Police investigations are underway to identify the location, the boys, their parents, and the person who facilitated the acquisition of alcohol by the minors.       christmas2023          

December 26, 2023

Zvinorwadza Killer Zivhu Zanupf Mp Oita Tsaona Yakaipa Akuvara Zvekuti

Ngatinamatireiwo Hon. killer Zivhu, vaita Accident.Killer Zivhu Oita Tsaona Yakaipisisa, Zvizere mufirst comment             Former Zanu PF Chivi MP Killer Zivhu was involved in a fatal accident a few hours ago.               

December 26, 2023

Daisy Mtukudzi Oyenda Kunoviga Bob Nyabinde Sahwira Wa Tuku

SCORES of people thronged Kwekwe Central Cemetery for the burial of jazz icon, Bob Nyabinde who died on 23 December after a long battle with diabetes.                 Even rains that pounded the mining town could not deter people including family members, musicians, music promoters, church members, and fans who came in their numbers to witness the burial of the late musician. One speaker after another kept referring to how The Headmaster, as he was known, led a life worth emulating. Public Service Labour and Social Welfare Minister, July Moyo who represented President Emmerson Mnangagwa described the late musician as an exemplary musician whose life is worth emulating.        

December 26, 2023

Jah Prayzah Opindura Daddy Hope Ibvai Apa Kunge Musingazvide Zvama Video Emagaro Munotozvifarira

Jah Prayzah is is responding to Daddy Hope after he critisized his Walletically video for having too much magaro . Daddy Hope told Jah prayzah kuti music inakidze haidi magaro . ana Mukanya and other legends havaite mavideo akazara magaro kuti anakidze. Jah Prayzah has not to amused and responded saying Ibvai mUSAITE KUNGE MASINGADE MAGARO.             Jah Prayzah has a valid point vanhu love music video anoratidza magaro icho ndochokwadi. Daddy Hope is also right in saying music inonakidza haidi zvemagaro . kuimda and magitare chinonakidza hachidi magaro  

December 25, 2023

Mazepe Obvuma Hungochani Hwake Oti Akatoramba Mai Bvukururu Ave Kuda Kuzviuraya Ngatimuitewo

Sometimes I feel like to end everything so people and I everyone can celebrate the truth is mumba mangu hamuna peace i wish dai ndisina kuita shamwari or kuita Zve facebook am happy yes to come to Europe it not helping me it’s getting worse everyday just becoz swagger akaburitsa nyaya dzangu             zvakarwadza mukadzi wangu and I don’t blame anyone I blame myself if zvikaramba zvakadai I will end it in a silent way Zvisina achaziva swagger and Mecky this is the truth yamusingazivi ini na maibvukururu makatiparadzanisa why yes she knows about me everything but pakuzobudisa ku Vanhu so zvqkqparadza marriage yangu people vakandiseka Nyika yose ikandiseka why me I can’t take it anymore my wife can smile today tomorrow sh

December 25, 2023

Zvinorwadza Izvi Ne Christmas Mecky Oita Kudzikisirwa Namai Mazowe Voti Handide Zvinhu Zvako Kowaisa Poison

Mai Mazowe Voramba Mapresents Ava Pihwa Na Mecky Zvinemushonga Here Zvawandipa Chikafu Vorasa 💔💔😢😢 Zvemashamwari Izvi Bodo Ndega Bho Chrismas Iyi Kudzikisirwa Last Noo             Zvakaoma Sisi Vamai Mazowe Voti Mecky Nyangwe Wakatitadzira Takuitira Rudo Akatotadzira Asi Hatisi Kudzirera Chitema Mushure Mrkutitadzira Mwari Arikuti Komborera Mushure Nekunge Apiwa Christmas Box 🤣🤣🤣🤣 Asikana Ini Ndega ndirinani Mumba             Mangu Mai Mazowe Kokuramba Present Kokukanda Pasi Zvakaoma 💔💔💔😢😢😢Ummmmmmm sometimes kuswera kumba kwako worara will save you from such embarrassments ko kufinyama kwanga kuchiitwa na        

December 25, 2023

Zvinoshamisa Pauline Gudza Rokis Wife Achifumura Roki Zvaanoita

Songstress and former Mafriq member Pauline has slammed her baby daddy Roki for wanting her back.Pauline Gundidza and Rockford Josphat got married during the trailblazing Urban Grooves era. They were some of the top musicians in the genre, and because of constant interaction, they hooked up. They later married and had two children: Sky, born in 2005, and Minana, born in 2010.           Musician Pauline Slams Baby Daddy Roki For Wanting Her Ba         Songstress and former Mafriq member Pauline has slammed her baby daddy Roki for wanting her back.     The Young Mariage In The 2000s Pauline Gundidza and Rockford Josphat got married during the trailblazing Urban Grooves era. They were some of t

178 179 180 181 182