Sunday, October 26

Search result for ""

December 14, 2023

Tatelicious Ochema Shamwari Yake Terry Gee Wafireiko Ndiani Achaimba Part Yako Pasong Yedu

Aaaaaaaah TERRY G😭😭😭😭😭 KO WAFIREIKO 😭😭😭😭😭 NDIANI ACHASARA ACHISVISVINA ENGLISH LIKE HOW YOU USED TO DO IT.😭😭😭😭REST EASY MY SWEETHEART FRIEND.😭😭😭😭             NDADZIMBIWA MOYO NDAGUDUKA MOYO NDADZUTSIWA MOYO , WAKANAKA NDIWO WANOENDA ZVAWO😭😭😭😭             SAKA ZVAWAENDA NDIYANI ACHAIMBA PART YAKO YEPA COLLABO ON MY DEBUT ALBUM?????   NDOSAKA NDATADZA KUENDA KUBASA NHASI ,KUSHURA RUFU RWAKO????ZVINO VATORWA VACHO MUKAVAPEDZA NDIANI ACHASARA ACHINAMATIRAWO😭😭😭😭😭      

December 14, 2023

Vanhu Vave kungouraiwa Semge Huku Mu Zimbabwe Dr Bonji Bullets family Zvarwadza Vakapondwa Ku Domboshava

Rest in Peace Doctor bonji internment studio  This life ma1R.I.P Dr bonji Bullets family zvarwadza izvi mmmmmm         #vakapondwa kudomboshavaHaaa zvakaoma mublaz aibika ndandi dzema mixtape ku bullets family         Rest easy BonjiHaaa ndabatikana zvakanyanyisa, im in shock😭 Dr Bonji REST IN PEACE MY KING ,SELECTOR Stephen Bonjisi Mbofana ,patime yacho           kuti muzoziya zita rekut G.o.g ndiyeyu murume uyu, hapana chimwe chaaida kunze kwekusimudzira,no daka nemunhu. Im very sorry my king ,i let u down big time maisada ndisiye izvi. Nematambudziko kumhuri yese yekwaMbofana , newese weku bullets family ,kubva 2014 tiri tese😭😭😭  &n

December 14, 2023

China Yapa Zimbabwe Zvombo Zvehondo Kuti Madoja Edu Agare Akagadzirira Izvi Zvafadza Munangagwa

Zimbabwe has received military hardware from the People’s Republic of China.           The equipment includes armoured fighting vehicles, personnel carriers, ambulances, motorised water purifiers, patrol boats, mini buses, sniper rifles, machine guns and hand pistols.           The donation was presented to president Mnangagwa at Inkomo Mechanized Brigadeby the Chinese Ambassador to Zimbabwe, who spoke highly of the historical ties between the two countries.

December 14, 2023

Prophet Obey Tichafa Voti Ndakakuudzai Pane Achafa Kwasara 2 Zvakaoma

Zvauchapedza vanhu vese nekuda ku prover point  Ende uri kufara manje uchafira mumaoko ema south africans kwawakutambira uko       Porofita zve Zimbabwe kuti wats next nekuoma kwezvinhu asi chako irufu chete Ma fans ake panyoldo penyu mukauya muchimhupukira           Ana makandiwa wakauya ne miracle baby tikavamisa Ana Ubert enjero vakauya ne miracle money tikavamisa            Magaya akauya ne Aguma tikamumisa So iwe tati zvakwana chimira Baba mogona kuvavenga henyu asi vanoona chero ini bdanga ndakatovavengawo💔    

December 14, 2023

Kufa Kana Kufenda Police Yemu Zimbabwe Inomamisa Mbavha

#AroundTheCourts    Suspects appearing at the Harare Magistrates' Court.       📸: Lee Maidza   #hmetro           Kkkk hah police ye muno inobhura hayo iih kunge warumwa nenyuchi kudaro Hezvooo ko munhukadzi anoisirwei mahandcuffs

December 14, 2023

Seh Calaz Vochema Terry Vachiti Afa Patangosvika Pa Hospital Kuzomuona Inini Na Chipo Mwari Munyaradzei Shamwari Yake Yaenda

Nhasiwo ndati ndawana mukana wekumoona Terry pa Aroundel Hospital,ku Mt pleasant,,taqamirira visiting hour risvike takutonzi haaa we are very sorry mukomana atisiya 🙏.           Chipo Mwari vakunyaradze shamwari yako yaendaa👏🏿.Mhuri yekwa Terry chemai netariro ,Mwari ndivo vanoziva.Amana life is too short ngatidananei tichiri vapenyu,nekuto pasi harigute           Pane nzvimbo imwechete yekut kana vakudana Babaa ,Hatiperekedzane.....ngatiyeuchidzane ,ngatipanane rudo nhasi ,rammgwana harina nyanzwi ........in #winkydbigman voice😪

December 14, 2023

Ivy Kombo Nemurume Wake Pastor Kasi Vote Hatina Kutenga Ma Lawyer Certificate Edu Akabva Kuna Mwari

Pastor Admire Kasi and Ivy Kombo Deny Bribery Allegations in Law Practice Certificates Scandal. Agencies- Gospel musician Ivy Kombo and her husband, Pastor Admire Kasi, who are currently facing fraud allegations related to the purported illegal acquisition of law practice certificates through a $1,100 bribe, have vehemently distanced themselves from the accusations. The couple insists that they followed proper procedures and did not engage in any bribery   Yesterday, during the ongoing trial, Kasi, represented by lawyer Mr Everson Chatambudza, cross-examined a key witness, Shorai Mupunga, a former employee at the Council for Legal Education (CLE). Kasi produced documentation demonstrating his legitimate acquisition of the certificate, stating that he applied in 2019 and recei

December 14, 2023

Chipochashe Muchegwa Ochema Sahwira Wake Terry Gee Oti Hazvisikutambirika

Chipochashe Muchengwa is mourning the death of her friend artist Terry Gee who passed away a few hours ago Chipo Posted the following message on her Facebook.   "Hazviskutambirika Why Terry"    

December 14, 2023

Terry Gee Music passed Away Afa Nekuda Kwekushairwa Mari 250 Usd MHSRIP

😭😭😭😭😭😭😭inga yanga yatopfuuridza nhaiwe Terry eish ichokwadi here ichi nhai Mwari just like that 💔💔💔💔💔        

December 14, 2023

Zvinorwadza 28 Year Old Agatha Madokero Akatsikwa Ne Train Achibva Konotora Drivers Licence Rake

Woman Crushed By A Train As She Walked On Railway Tracks While Wearing EarphonesA 28-year-old woman who was wearing earphones while walking along a railway line in Gweru, was last Monday fatally struck by a train.             Agatha Madokero (28) of Riverside in Gweru was reportedly walking along a railway track and did not hear the train’s warning horn because of the earphones she was wearing.           The National Railways of Zimbabwe (NRZ) had said that the matter was being handled as a suspected suicide case.However, Zimbabwe Republic Police (ZRP) spokesperson in Midlands Province, Inspector Emmanuel Mahoko, told The Sunday News that the woman was distracted by the earphones.

186 187 188 189 190