The guy never trend when he was alive. All these celebrities and socialites never posted his albums , projects etc. Yesterday paakaita accident its like people couldnt wait to posts their RIP ( misodzi yegarwe). Vanochenesa vakafa vachisvibisa vapenyu. Nhasi kuma pages enyu chipata pata. RIP Gary He was popular to those who knew him and loved his music .... if you never came across him or his music doesn't mean he wasn't loved by others
Chokwadi chataurwa hacho nemusikana uyu asi kungoti 😬😬😬😬 Vanhu ava havasimudzirane vanozosimudzirana munhu afa nxaaa dai vaisimudzirana dai tichimuziva kuma page avo if u cant post munhu kupage ari mupenyu why posting afa Ndochokwadi this pple ndivo vanema platform mahombe isu tinovatevera but havasimudzire vamwe vadiki now makuita ma condolences isu ma followers tinovhunduka kaa kuti ndiyaniIf he knows he is right why did he block me. i wasn't attacking him just amazed how this artist has become so popular after his demise. Honestly I didn't hear about him whilst he lived
On Monday, 81-year-old Gospel legend Mechanic Manyeruke announced that he will be retiring from music after an illustrious career spanning over 50 years. “I am a farmer, I will not be just sitting in Chiwundura where my farm is, doing nothing. God has kept me strong. I am not retiring for good.”
Mmmmm boys mune proof here? Please let's be considerate, her family is grieving 🙠Juliet Kadungure hanzi chitunha chake chiri kuchema.Hanzi chirikuti ndakafirei. Imhosva here kutadza kuita all white birthday party. Hanzi arikuchema nekudikitira akaramba kupgeka hembe yavakaendesa.Uhhh amanak Musarombe munokuvadzisa mhuri isina mhosva
Vana Enzo makuisa maChats a2021 kuda kunzi marwadziwa we are in 2023 its sad 😢 better wadzura hako post ita zvekubaby sitter kamukadzi kako nemwana siya vanochema vanyaradzweHanty akarombeswa na passion paye remember akambosiya music ekati it's his secret zvaari ku regreta......so he knows nguva yake kuti iriko riini.........Munhu ane 79years anofa mobva mati gone too soon now maakuda ku measure soon yake kunge 2months, ipapo paachaenda ipapo ndoo soon yake. Some say good nyt by the wayHe is right koimm pamunoimba ky Church kuti gare gare tichauyq ikoko munenge murikutiii ?? Soon and gare gare zvakangofanna ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ chero dzikaita 80 its still so
But angopindura panyaya dzakadai but pakataurwa zvembolisi yake haataure But ari kutaura chokwadi mnhu uyo vanhu vangada kuzoposta mnhu afa haaa seis Freeman akaposta mapics ayo kudharaa asi was bt nyaya yekut vamwe kuda kungonz vataura info vasina
He died as he was being transferred to harare He was battling in the icu awaiting transfer following a fatal accident that happened near his home in masvingo yesterday. The fatal car accident claimed the lives of his friend, GZU student Langton Madima, and Garry's nephew. Garry’s sister who was also in the car sustained a broken leg. Gary Mapanzure is in a critical condition. The accident occurred in Masvingo this evening along the Beitbridge-Masvingo Highway when a vehicle turning into Clipsham Views residential area hit another coming from Beitbridge. Mapanzure was in a vehicle and his sister was the driver. His nephew, his sister’s son, died in the fatal crash.
Zvobuda Izvo Kuti Gemma Aidyanana Bota Na Nutty O Kkkkk Saka mukut mafana aidya gogo here age z jx a number koz makore afamba ka apo uyo mupfanha achir chana😂😂😂😂😂🤣🤣🤣 zvandinoverengeswa panoo ndichandatadza kuona denga zvokwadiðŸ˜ðŸ˜
Influencing the influencers that’s the influence ne zodzo riri pana Tawanda ,ndochibhanditi chacho #Impact I came ,I Saw ,I Conquered.Munhu wese ane role yake in life ,i dd my part ,I changed the Game ,I left footprints. Ndini mumwe wevaya vanoita nemoyo wese kana vafunga kuita and when the environment allows.Ita nemoyo ,the future is bright Pakutoda mabhingoo #siyaitawandaaende#Takaipfuura#AmbManyama Ayehwa mgadzirira vana ramangwana Boss Yala cz zita mkagadzira kdhara now mkuitira vna Shalom
Rufu ndimadzongonyedze runorwadza vasara zorora murugare Ashley In a rather tragic development, a student from St George’s College in Harare died on Wednesday evening in a tragic car accident The student who was the deputy head boy of St George’s College and an Upper Sixth pupil at the school was reportedly involved in a tragic car accident after the vehicle he was driving collided head-on with a Koala Park Abattoir truck. St George’s College Student Dies in a Car Accident According to H-Metro, the horrific accident happened along Harare Drive in Mt PleasantReports suggest that Ashley may have been involved in a reckless driving incident, rac