😂😂😂😂faka presha merisa kana Uri happy wife buditsa murume wako tione🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣But gore rino ngatimbofamba naye. Ndivo vari kudya mari yenyika. They stole our vote.Kubva pandakanzwa kuti anorohwa kwete mbichana,the husband ari abusive zvekudaro huh handichive zvese izvo,pamwe pacho zviri nani kudya mutetenerwa ndine peace of mind all that glitters is not gold hama weee…Titende Mwari nezvatiinazvoðŸ™ðŸ¾ Mamuka sei sorry mazuva ano ndiri kuswera kupage kwasisi Mai Nathan ,Bere redu renyika. Ndandichida kungobvunza kuti apo pakanzi happy wife pakaiswa rinhi kutotangawo kupaona nhasi?.Anyway happy sunday  
Saka apa wakunotarisira kuti team chando yakatiza Zim nekuda kwenhamo ikukonzerwa neZanu ichiuya manje kuzokupa mari yavari kuforera vachipisika madhodhi kuti iwewe uchiwana kurarama. Inga une hanganwa chaidzo.Watokangwa kuti waiganza pano uchisvotesa vanhu nemusangano wakatuma vanhu kutiza nyika?.Wadii kungoimbira madhara ekuZanu.Team diaspora boycott this show. Tunojaidzwa tumaArtists utu.Haa they need to be taught a lesson inini I already canceled them I won't attend any show yevanhu veZanuHavana basa nazvo ava ve diaspora vanototi beta tipedzere mari dzedu dzemagoo ikoko kwana Hori
Tengera murume wako bhutsu dorine Mmm zvakaoma hazvo... The way Dorine loves mhuri yake, haanyare kuva poster zvebhutsu izvo ratove drama coz ndedze basa. Vamwe motonyara kuposter varume venyu coz you are living fake lives moraramira vanhu... Let them be as long vari happy havo Chero akatenga dzinongoita futi accident maybe coz of over loading ngaamboshandisa idzodzoKo encouraging murume kugeza nhaimi
Now I understand why tsvangirai and tongai moyo dewa left this world so soon they were poisoned together but they didn't know that chamisa has all in records kkk Will forever miss you Dhewa and Save makarwa kurwa kwakanaka you are our icons. I miss you Samanyemba 3 Legends in one pic and Mukomana is still fulfilling the legacyHe witnessed the death of Sam Mtukudzi, and the state mafia had to eliminate him.
Mukaziva kut nyaya aingopere neone day vanhu modzikama ,saka muda kut sadc iti ga ga ichimhanyirep wait izvozvo zvekumhanya mhanya kunge mune manyoka ndozvakaita kut muwire mudhodhi pamakajamba mugabe sted Inga takazvitaura kuti it wasn't easy for Vana veIsrael kubuda muEgypt. Mwari akaomesa musoro waPharoh (Zanu) though akaona zvishamiso zvese But at the end ,Moses (Chamisa) akapuhwa Simba at last to cross the red sea. Our red sea now is SADC Kune avo vasina kunzwa kureva kwezwi ndivo vakarasa tariro.Vamwe tiri kuziva kut Chamisa achapihwa zviri zvake 2023 uno.Madii matora screenshot mozondikona kana gore rino rikapera zanu isati yasunga mikwende
Chelsea Tariro problem ndeyekuti hamudi kuona munhu anorira nguva iyoyo,Siya Jamal achiri kutanga veduwe…zvekuzoti unouya pano uchiti ndiri kupihwa $50 ye mantainance hatizvidi 🙌 Haaa problem munotaura kwamusingazive ...Chelsea have known Jamal asati atanga zvese izvi infact we have all known each other kusati kwatombouya vamunoti mujaya ava ...they are friends Madii kuti Jamal asiye mwana apa vaimupa zvino Dhaka vachinatso ziva kuti akamwa doro anoita problem yemakumbo
loveness atori muroi tichikura tainzi kwamutare kune varoi i thought it's a lie but now ndakuona kut ichokwadi coz of loveness Kana tazogara kunevanhu vanemakuhwa loveness unoda rumamiso unoda nyaya dzevanhu dzako wapedzakana chikava chokwadi zvine basa reiko nhai loveness seiko uchigara uri munyaya dzevanhu unoreva hre kti kwako kumba hakunawo zveko
🟡Trust me, they’re worse in real life. The fight is on, champions. 💪ðŸ½ðŸ‡¿ðŸ‡¼ðŸ”¥Bring your own food and water when attending Parliament sessions. Be safe.Please bring your own water or learn to fast for that period, we saw some of your colleagues holding the bottled water provided for everyone 😔😔😔
If yu look deep into her face you see evil and witchcraft written all over. Won't reduce myself to this level never .....she's just making noise .Age haichabvumi Sis Melly Diaries Live uyu musiyeyi uyu anorwadziwa ignore her Moyo wake wakaoma anototyisa mukadzi uyu mmmmmmmm Ane Moyo wakaoma
Ndendine budget yaizvozvoðŸ™ðŸ™ðŸ™ðŸ™YeZanu ndakaimirira yekutendwa pay ndakapihwa asi iyi mota iziya rangu Mamwe amunoti maCeleb avatorina they hire cars or dzema boyfriends 😳chero nditomborinayo hangu ðŸ™ðŸ™ðŸ™ Vamwe maCeleb vanenge vachingoti ndakanzwa izwi vasina kana vitsðŸ˜ðŸ˜ini ndosekwa ndichibhevhura 😂😂😂 nditombori naro bhara zvanguðŸ™ðŸ™ðŸ™