💔💔💔ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ 20 year old Thandolwenkosi Ndlovu, akauraya ma homeless people 5 within a week muguta reHarare hanzi aitaimira vanhu vakarara oshandisa zidombo kuvauraya. Kana vafa aishandisa bhodhoro kutora maGenitals (sikarudzi) and internal organs avo obika odya.Nhengo idzodzo pane akadzitora kusimbisa chigaro chaakazvi gadzika hino kuona 5 yrs dzokwana iii nyika inenge yave mvemve kuzoona 5 years dzakwana tenge tapera kudyiwaBesides kubika Odya thats another story nyaya iripo yatri kuona its about murder best way murder to murder such people should be hanged to death that thing yekuuraya vanhu kunge huku its vry wrong mhani imagine if
Uyu anongozvinetsawo.Zvozodiiko kurarama life yehusungwa kudaro and kana watiratidza tozoitei nazvo.You're not free pazvinhu zvakawanda and you try to prove a point which noone cares about. Kupfeka hembe dzakanaka kuenda kupiko woyeeee zvese hazvina maturo coz hazvina wazviri kutorera mweya wekufema iwe ndiwe wakasungikana nelife yako😂😂😂But hant aenda ega..zvonakidza uinewekuti naye hona ichoo apo iwe hona chamber ycho mpfanhaa 😅😅😅Wega nechifoni chako hazvina ka that If you want to know she cares and knows kuti she is living a lie wait and see how she responds when masses tell her ibere. Next day anoto pindura ne s
Hanzi nasisi Poki ndezvenyu izvo ndiri kuholiday kwandaenda neprivate jet imi muribusy kutaura zvekuti ndiri bere rinoonekwa husiku muchirarira machunks
Guys kuswera zuro kwakauraiwa vanhu about 19 kuLois Trichard ,Police TRT Vs Armed Robers.saka pamazita abuda apo tarisai hama dzenyu .Mitumbi iripaTshilidzini Hospital in Thohoyandou Kana vaiva muteam rema robberies ngazviurayiwe taneta nevanhu vanosvibisa zita renyika ...we have hard working brothers but now because of these thugs muZimba wese akungonzi imbavha Those are cash in transit robber the only innocent person akabatirwa pa crossfire was a gardenboy who was zimbabwean.n it happened last week friday
Wotonzwa vachiseka Lobengula kt akatengesa nyika apihwa spoon ye sugar, ivo havasikuitengesa nebhapiro rehuku isina kuibva futiðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Kukurira kusingadyiwi nyama rotori dambudziko itai kuti tishande tidye ne muri kwete kudai zvakaoma murume mukuru Haa ma Zimbabweans we are stl far kubvuma kupusiswa to this extentKkkkk atoiwanira paZANU 5yrs uchidya nhoko dzezvironda apo vana vachienda kutrp koona Robot mazimba pepukai munotonzi varungu vakashata asi vavo vana vari kugara kuvarungu kwachoStupid ...kufarira nyama ye one lunch....mangwana back to derere nemutetenerwa wenzungu.Wamakisa dzinza
Cunning and clever move by Kamuchacha. Nyaya ye$10k yaakabiira her friend Rachel iri kufanira kutongwa on September 29th. Ikatongwa she's facing at least 2 more years mujeri. Apologising kuti Rachel adrope nyaya is a clever move. Kaiganza kave kuhwarara 😃 😀 I remember achiita live achiganza kuti zvekuti ndine mari yako zvine basa rei saka pamakaenda kumapurisa makawanei musandinetsa anambwa kana Uchida nezvangu huya padeni pangu Asi mukadzi uye pamwe pacho unenge Uchida kutoregerera munhu but unotoona kuti ndiwe benzi unotukirwa nekuda kuroverwa mari yako yawakawana watambura iyoyo😄 Prison has humble this lady before she got arrested ai
Felistas Murata, widely known as Mai TT, recently performed at the Zimbabwe Agricultural Show, bringing joy to her fans and exhibitors in attendance. Despite being currently incarcerated, Mai TT surprised many by not wearing the standard prison uniform during her performance. To address the curiosity surrounding her attire, the Zimbabwe Prisons and Correctional Service (ZPCS) clarified the situation. Superintendent Meya Khanyezi, the national spokesperson for ZPCS, explained that several inmates, including Mai TT, were brought to the Zimbabwe Agricultural Show as part of their reintegration process into society. The decision to have them wear their regular clothes instead of prison uniforms was a deliberate choice to emphasize the correctional aspect of their partici
Zvimabag zvevasikana vebasa 🚮 unoendepi ndezvima bag zvana gogo izvozvi.Ini hangu bag reshinda kwete iiiii chero kupihwa mahara kwete Tengeseranai ikoko. Hanty müridzi wamuona anga achida kuchema zvaaiita pana Zizoe but angozoti aiwa ndonochemera Mberi ndapedza kudya sadza nekavichi paya Albertina Kaondera munodhuva kunyepera vanhu🙌😂 mabhanditi aiveko akawanda ku Show uku. Its not like it was a special favour /service for Feli nah...Cat family you are very funny....ngozi yemari haiuye kumba kwenyu..ichaenda kudzinza raChikiti...muchingo kuza kuti go mura matuzvi iwaya....Learn to tell her the truth...kuti mari isiri
Ava madhumbe ndoona kunge vane beef na chie but chie ahana beef nayeHondo yepabarika , vairohwa zviweti ne+44 dhara rimwechete manje beef yacho haiperi. Musuno Maggie akanodhurowewa mapermanent brows ake nedofo kumukoto muHarare ndobva zvadzimika nemhepo yaAugust iyi asati ambosvika kumba. Chie akati chanzi , let me show you how it's done😊ndobva anoiswa ake manyama 💯Ava ndomaiguru namainini vanogona kutamba barika 💯Finhu finhu. This is hilarious 😂😂😂😂but mainn must be hotter than gulubae kaa😂😂😂manje apa it's vise versa 😂😂😂😂ðŸ
Dai ma love ne ma likes achibhadhara mungadai makauya here kumadhodhi why didnt you pay zvekwereti nema love and likes