Arikuita kunge ndiye arikujeri🙌Maida kumuona akapera sehondo yeminda🤣🤣🤣she is gaining weight and glowing nyasha dzinofamba naye uyu kwese kwaari sit down Makamboti àrikuhodha, proof yekuti arikuruka maiona godo rabata🙌muchafa naro asikana. Madii machingosarenda, munhu arikujeri hake asi anezodzo iripaari yamusingafe makanzwusisa as mu h as you think you know her. Dzikamai mhamha, ko foni dzeChikutu hi hsmusisina here mukubvunza kujeri here kune munhu uyu 😂😂😂😂 Gore rino maiTt vachaurayisa vanhu vegodo weduweeEhe Manyara kaaa ndimi muntaurisa kuita dzungu onai Munhu akatosimba apa muriku funga arikutamba nhamo iye achitoputika muri
Swagger Oti Mazepe Iboyfriend Yangu Ngochani Taitodanana Even Anemukadzi Ndakakwirwa Naye Mukosho Chiweti Chake ChakadhafukaMazepe Obvuma ehee Ndakabata Nekurara Naswagger Zvinoshamisa Zvinotyisa Takasvirana Kutoilet First Tatelicious Na swagger Vachisimbisa Murume🤣🤣Swagger Oti Ndirikuhura Varume Vese Ndapedza
Inga tanga tichingokuona muchisimudza magaro muchifamba famba wani busy mazoiita nguvai nhayi Mai Ngundu 🤣🤣zvombodanzvo here mukurarama umianyanya kukoshei feli vangani vakasungwa mumajeri murikudii kuti aende kunovaonaHaana kana bs Tyra haasi hanzvadzi yaJesu isusu tamuona we are the real family yaMura ..coz munhu chaiye anepfungwa anozviti mutsvene no matter watadzirwa zvinengei u forgive n forget munofunga kuti dai Mwari achiita maitiro atinoita vanhu nyika ingadai isisina vanhu coz tinomutadzira everyday achitiregererera wozotiwo zvako svari nxaaaKumuchato akadzingwa mamuchida ati pesu pesu achiyendepi? Munhu anoyenda kwaanodiwa
Breakfast only she eats baked beans,tinned beef,egg,sausage,fresh chips,and a glass of milk plus fruit😋 And a positive mind
Uyu aigona kare zvaike zvino ane kamwe kakuzvida kaave kuita maybe kuona kunosiyana rinongoti kushata mazitama anenge mbeva yasvodza Yaa ayigona kare mazuvaano nekukwira ndege kwakati kuuya uku haaa zvatoipa Hayaaas siyay munhu adye Mari yake matama ayo kuguta,ini vegodo muchingowawata Akagara akadaro uyu kakuzvida kacho ikako ndiko kanotoita kuti ndide mavideo ake,haa une ka that dhuterere keep the ball rolling
The only way I'm supporting zanu pf ngavagadzire (Wrong turn 6 zim version) macharacters vanawo kudhara kungoti mumwe akageza chete but chihorror futi Tese takavenga zanu but kuseka hurema hwemunhu hazviko izvozvo musapinde zvinhu nemoyo imimi Musadaro besides being a Zanu she don't deserve this hate.do u think she could have chosen to be what she is .lets not mix things here,politics is just a game no permanent friends or enemies ,if we all think in one direction without hate zanu or ccc we all become one and move forward we just lack unity . I always say ones vote can never surpass the comments here .granny did her part what about u .yes we al
She was trying so hard to avoid looking at her kids 💔💔💔😭😭😭😭😭. Mothers pain!!! And the way TT was so relaxed as if nothing is going on....i was so touched Very sad moyo wangu wadimbukaVana vake they are strong than I am...Ini hangu nemisodzi yangu irimumaziso Dai ndachema Eish ndanzwa tsitsi ngavachingovabuditse Kani vadzidza😭😭Let's hope paanodzoka anorarama life iri normal she's a bubbly person life iyi haisi yake I'm not her fan but eish ndabatikana This is good for her hantit vaizviita anofamba naPresident here Zimbabwe Wil humble you she must learn a lessonShe looks so good. Her skin has this extra glow. This was a ble
Keep praying for me cat family assignment mainzwa here this was a good opportunity for her to apologize kune vaakakanganisira but nadha Katsibonga ikatsi ichingorine prideLet's hope paanodzoka anorarama life iri normal she's a bubbly person life iyi haisi yake I'm not her fan but eish ndabatikana She was trying so hard to avoid looking at her kids 💔💔💔😭😭😭😭😭. Mothers pain!!!
Ma bag ndee state not kt ndeemunhu anorukwa ikoko votengeserwa ikoko mari yo shandiswa ikoko vachitengerwa zvinhu not kuendesa kumba kwete Usakuridzira vanhu kuti jere rakanaka Feri jeri ijeri musapara mhosva muchizviti tiri ma CIO E ZANU CHUPETI 🖐🖐 Hee zvosungisa zvema bag atanga kunyepa , veduwee tisazodaro munhu uyo haisi mhuka she can learn from her mistakes love you Muraa
Maitt Vachiruka Mabag Ku Harare Agricultural Show Nhai tete Midhu makafona kupi chaizvo pamaiti haasiriye arikuruka Ko vaya vaiti vanoda kufonera ku Jeri kubvunza kut ndiye ari kuruka hre ma bag nhasi magutsikana hanty ka Hee zvosungisa zvema bag atanga kunyepa , veduwee tisazodaro munhu uyo haisi mhuka she can learn from her mistakes love you Muraa