Baba rue vachitaura namadam yavo pafoni hanzi I love you zvikanziwo nemkadzi I love you asi nyaya ndiyo ndiyo mai rue varikungoti kumrume mouya rini chidzokai vasuwa chimwe chavo asi shema anozozvinyanya shuwa angati kuna baba rue moiziva here sausage makamboidya anobva azovaita kunge bharanzi😡 Vagara ibaranzi zvavo, Shema arikutovaitira zvakanaka kutovabvisa muhubharanzuHandioni chakaipa hangu ndoona sekuti vanenge vari pakufara chaiko baba Ruva naivovo munhu akasununguka zvisingaiti chaiko havanei nezvakawanda munhu anotoona kuti upenyu hwachinja BaRuva ndazoona hangu vatanga kusema maiRuva dai zvaibvira Mai Ruva vambouyawo kutwn vorukwawo msoro nekutengerwa hembeChero munhu akait
Kuzvimba kumese kana kuti isadza naiyo Jameson aday aday. Musvakeyi ku gym nhai .Ketsvina ukati uchiri right right kufuma face yakazvimba kudaro. Akazowana akamurovawo Inga mwari variko..Gona ana Gona wakewo Ketty Masomera Bleach yemumusoro inoda vanhu vanogona kunyatsoigadzira now akuita kunge benziMmmh rega zvinzi Mwari anoropafadza vasina kufitwa.. kuti uti ketile vari kuchando 🙆♀️.. anoita seabuda kumidhadhadha yepa gazaland apo Akaroiwa anonyanya kutuka vanhu, achatuka vasingatukwe akaroiwa hameno zvakeZva Mwari chaizvo Ketile ane kamwe kahutsvina sooo , zvituko chete but mvura ne dressing bodo
Do yu know vanhu ava ukavarova mushe mushe vanoita normal??? Tine vatakarova now akutora mabbe zvekuenda Ndebvu dzikati unonyepa iwe🤔Saka zvatova legal ka zvengochani izviNdipo paunonzwa Mura oti siyanai naWasu haasi ngochani Ndosaka masingle ladies takawanda coz varume vacho vakupera kuzviita vakadzi......ndinoti zororai murugare vamugabe gushungo.....zvese izvi dai zvisipo
Faffy anenge ari kuzviposter ega nemaghost acc ake kuti awane following 🤞🏽🤞🏽because ka that hauna hako Ngakatambe zvakanaka nevakuru kanofa aka vakakanganwa kut vanombotamba nako Saka tikuda kuribvisa duzvanana iri state house yava playing ground yemahure Ana bev nana nyaope Ana tawazCan imagine kuti mwana uyu anenge achivati kudii if its tru though kkkk u look handsome eish.
Mari dzese idzi aiba kuti aroore Tinashe avharise Social media. Izvezvi Tinashe wacho is living his life iye achidya muriwo usina mafuta zuvaly. PRESSURE DIARIES Mukaona anozviti cat family batai murove nekuti ndovanhu vakasvitsa Feli paari iye zvino Ngakaripe mhosva dzese dzakakapara kakiti kemunhu kaiganza kachiramba kupa vanhu mari dzavo kachiti hapana zvamunondiita ndinokurovai mese ngakarovane nemhosva dzako kujere ikokoGo mura Go mura You are strong chimubrashiti 😂😂😂😂💪💪💪💪kwaa ma fans chikiti soI actually think kty nemari dzese idzo Felly Ane ma properties atisingazive hedu cz aidzisepi asi
ZOOM Home South Africa “I Had a Choice to Burn Alive or Jump”: Johannesburg Fire Survivors Recount How They Jumped From the Burning Building Johannesburg fire claims 73 lives (Image Credit: Sky News) “I Had a Choice to Burn Alive or Jump”: Johannesburg Fire Survivors Recount How They Jumped From the Burning Building In a harrowing tale of survival, residents of a building in Johannesburg’s CBD jumped through windows to escape a raging fire that broke out in the early hours of Thursday morning. The inferno left more than 140 families displaced and claimed the lives of at least 73 people, including children. Also Read: Tragedy Strikes as Fire Tears Through Johannesburg Building,
The struggle for a better Zimbabwe is everyone’s struggle, it has been tough but don’t be discouraged. Don’t subcontract your struggles to individuals without contributing to the struggle for a better Zimbabwe yourself. Nobody is going to come and save Zimbabwe except Zimbabweans themselves.The church, civil society, business, traditional leaders and everyone should be part of a broad based inclusive movement which others can translate into political programs. But that requires us to have a 1999 moment where we are talking with one voice which everyone feels they have contributed to and represents them. ZANUPF is never going to prov
Zvanzi SADAC maelections avekutangidzwa ZEC haidihwi kana kuonekwa panovhota vanhu kure uko SADC irikutuma team ichange ichitungamirwa nevaimbova President weTanzania VaJakaya Kikwete kuzoongorora nyaya yeSarudzo dzedu dzakabiwa neZanu PF Ndozviya zvandakataura musi wa 23 kuti "expect a lot of diplomatic and constitutional drama" VaKikwete pavakanga vachichiri President muna 2008 vakashanda zvinesimba kuti Zanu PF ibvume kupinda muInclusive government iyo yaiva hurumende yemushandira pamwe ye MDC neZanu PF Parizvino hapana ati aziva kuti nhaurirano dzacho dzichafamba sei uyezve kuti chii chichabuda madziriiAsi zviripachena kuti dunhu reSADC pamwe neAfrica yese jekerere irikuzviona kuti sarudz
The things that we learnt from talking and listening to these two great men (GOATS) are immeasurable. They both came from the dusty townships and became self made international superstars. There is a reason why they made it, everyone of us has that thing in us, you choose to tap into it or not. Tuku taught us to keep asking key questions regardless of how inconvenient they may sound, and to be creative when need be but still speak. Mukanya taught us to be fearless and not allow someone’s fear to be ours.I hope that you too have your personal lessons from these two great men, and that you use them meaningfully and constructively to thrive in you
Nevavengi vakungoti mai TT munounza munhu kuAgric show makadii kumunza kuzovhota ZANU makaora🙏 Zidofo kuAgricalture show mutemo wejeri kwete wamai waukufunga