Mai Tanya understands the assignment panonzi pamuchato paye in health and in sickness ndomira newe. Murume chave chirema ,hapasisina mboro 🤣🤣🤣but Mai T is always respecting me despite the odds. Ndovakadzi ava🥰ðŸ˜ðŸ¤©Conversation with my baby mama , my wife TECLA aka Mai Tanya and her daughter Alice â¤â¤â¤â¤â¤ #NB :To those who dont understand the Shona Zimbabwean langauge , this is the symposium of the conversation. This is a conversation between my baby mama ( the mother of my son Tanyaradzwa ) and myself . I try by all means to co-parent with the mother of my son Teclar despites the odds that i changed myself to be a woman from being born biologically a man. So i had this child wh
Ndazoti let me hold my peace , this generation mwana anokutuka akati imi Baba vechikadzi itai order🤣🤣🤣🤣🤣🤣🥰Ndabva ndapererwa chaiko🤣🤣🤣🤣 Vana vedu ve this generation makwikwi🤣🤣🤣 Tanya didn't pass all subjects and I was very angry abva ANDIBLOKA🤣🤣🤣 Zvino ndoti sorry here ?Unblocked🤣🤣🤣🤣 And Tanya's request was " Daddy can you please buy me a new phone ." I didnt ask why he blocked me , ndangoti which brand do you want mwanangu🤣🤣🤣🤣 Veduweeeee i know you will say ndikuitiswa nemwana BUT HE IS MY ONLY CHILD and I LOOOOOOVE HIMâ¤â¤â¤â¤â¤
Mura anokuremera shaa that's why usingagone kutora mazuva usina kutaura nezvake Akakudzidzisa social media akazongokanganisa bedzi kusakudzidzisa kugeza nekupfeka otherwise birds of the same __________pedzisa wega Waona kty mazuvaano hauna ma followers wakuda kutanga nenyaya dza Mai Tt coz ndovanotoita kty uonekwe isu tanga tisinga tombokuzive takatokuziva wakufambq na Mai Tt Angawandire mai Tt watokangamwa kuti wakamboiita zuva rese uripaLive uchituka munin'ina wako kuzotiiiwo mai ava Saka uchaita sei nazvo hauna zvimwe zvaunofunga mumuroso maku murikungo mhanya mai tt ndowo wanechimuti kkkkk kusangoda hako kutibudira pachena unorwadziwa nawo becz chibby chacho hachima zvingaka sewe kkkk
Happy birthday to the incredible woman who fills my world with love, laughter, and beautiful memories. Today, I want to take a moment to celebrate you and the amazing person you are. Though our paths may have diverged , I am forever grateful for the time we shared and the lessons we learned together. May this day be filled with joy, surrounded by loved ones who cherish you just as much as I do. Wishing you endless happiness, success, and fulfillment in all that you do. Cheers to another year of growth and beautiful moments! " Happy birthday Olinda Chapel
MUST READ ini i think as much as tyra does what she wants and how she wants it to be done on her own page.... ndiye munhu anoziva how cruel social media is.... posting a one month old child is not a good choice. I know Tyra did it to prove kuti mwana akafanana naMhofu but ini zvandirwadza kuona mwana achitikwa nevanhu muma comments.... Sometimes tinofanira kuchengeta privacy veduwe no matter how famous you are zvinorwadza... Tyra i think mazuvano you see yourself uripa spotlight yakanyanya and zvauri kuposta nekuita hazvifambirani naTyra watinoziva akadzikama my 2centsDai maceleb echikadzi emuno akafanna naMai enzo that young lady knows her privacy shem I adore her anyways munhu haarambidzwe kuita zvaanoda nephone ne
Iwe ketty ukwane ukawana nguva ungaswero tuka mwana kuti haugone kuimba iwe unogona kuimba here wakaimba song ipi yakarira iwe haugone kuimba asi kuti une chido kwete chipo wanzwa zvawakaba song ya calaz yekuti asvotwa ngaarutse tusong twako tuviri twakaperera pa whatsapp ukapiwa sando dzemuma group wakutozviti uri queen kwana utukirei mwana nxaaa kana stage chaiyo unenge uchingojamba kunge munhu abudirwa nemidzimu inn Babydon anotogona panewe unotuka mwana kuti tutako nekuti akutadzirei kura mhan tanga wanozvi soka mazikumbo ayo nemvura inopisa wanzwa hauna song yawakaimba kana one zvayo kunze Kurwadziwa na babydon coz akasimudzwa nafeli iye ajatadza kusiimudza whidden apa whudden anoimba zvekugona zviye but vNhu blue tick her coz thuz ngaka thingAri bu
Macases seyaViolet Dhliwayo ari complicated and kazhinji materms acho, in some states haadariki 5 years, kumwewo 10 and they usually get lesser sentences , that is if they are incarcerated, pane yemurder chero kwese kuri kuuraya reason being , mai vanogona ivo brain dzakatorasika , yogonzi psychotic filicide , chero infanticide yacho zvakonzerwa nePPD. In short zvangu ndirikungoti all expectant mothers need support , regardless of their marital status or kuti akamitiswa kana kuti 'haina baba' nezvimwe zvese izvo but society yedu inoda kudzidziswa kumira nemunhukadzi akazvitakura kusvika mwana azvarwa akura , Mai vaita recover from maternal distress zvese nemwana. Kazhinji vana varikuraswa because mai vanenge vachizeza or kutya 'soci
Mukoma Masimba vari kumufarisai mosepa Facebook . Vati vakabuda muchipatara 2022 . So vari kugara kuma govt accommodation . Hadzi ndava kunzwa zvakanaka . It’s sad let pray for Mukoma Masimba. I remember vachituka n'anga iya I think vasari sekuru banda vachibheja kuti haina power 😂😂😂 asi mukoma masimba ndongoda kubvunza kuti chivindi vavachihodhepi coz havana kuzopedza mwedzi vavakutomhanya bani😌😌😌 dai vakango kumbira havo ruregerero kuna Sekuru vaye l doubt zvingadai zvisina kusvika pakadai shame😥😥😥 Mukoma masimba .. Hope vanhu will stop kutuka vanhu vasinei navoVeduwe ndozvaita mukoma Masimba izvi. What really happened for him to get to t
40th Birthday party entrance and you enter to Juzi by Kae Chaps gegege. Kuwachisana nemaEx or wot ?ndadotadza kuzvihwisisa. Titanic is a fool in all dis. Tete maShoni usadero iwee kushoresa Varume Vezimbabwe
Uyu ane kafesi kechembere zvake nhaimi asi nyaya yekuti vakaita zveumburu mumota namhofu ichokwadi asi coz ndiri kuona kunge asingawirirani natyra mazuvano kana makorokoto hana kumboita varume vanokushandisa asi havambofi vakasiya vakadzi vavo kuti unenge wakoshei izvezvi uchanzwa umwe achiti uyu hana noise musiyei hapana watinosiya pano🚶♀ï¸