U hear a 40+ year old saying kumunhu arikutuka hama dzake .. iwewe neni hapana chatakatadzirana lol ko vanhu vari kutukwa are they not your relatives? Ndokutotadzirwa kwachoka... saskam.Rose Rose Rose distance yourself from Ketty, uchapachema chete dat ngaka is not agood friend, the moment yaakatanga kutaura masecrets aFelly waifanirwa kutiza nehupenyu hwako, wangonwa doro namamwwe mafriends ako wani, Rose i repeat distance yourself from zvingaka, zvekuti hee neutral zvekupenga zvako zvirege siyana namasomera, cz uchapachema, ucharova iyo co#ine mushe waundurwa
Tytan needs to get a jobMa lips 👄 boho here macazins or OC akatopa baby boy 👦🏾 shuramatongo or shall we ask Shadhaya.🤥
Unoda gupuro rei iwe uriwe wakaramba itopa nox gupuro 😀Iye Tallyn ndiye anofanira kupa Nox gupuro handiti ndiye akamurambaMai gaka vari Kuda gupuro chete kubva kuna noxPressure pressure pressure...kune vakasiwa vane vana chaivo bt vakangoka ganwa Wani.🤣🤣🤣
Kutaura chokwadi ndakurwadziwa I was trying to be strong but I can't anymore I am in pain 💔 to be honest I am not the ghostKana kundibvunzawo kuseri kuti nhai Noster ndiwe here muridzi we ghost? hamuna makango investigater mega ikoko mukabva matoona ndirini😭Vanogonetsekana nei handiti vanozviita ana mazvikokota vekubata maghost? Ngavabateka kuti dzvii!Nyasha Pinkie Mubvakure handina nyaya dzakamuchacha dzandinoziva ini ndaitamba naye here ini
Zvikiti zvakungot hee kushaya nyaya pafeya nyaya yembavha inongotaurwa afta 100 yrs ana chidhumo tiri kungodzitaura Wani
Wicknero was supposed to get married to Oc zvailaster and apaizomboita pressure yekuzombonoitwa surgery 😂Hanzi pane tumari?? like seriously that statement is🚮🚮, atleast Titan knows kubata basa serume what about him??
Wadii wambopa kachimukuyu karikuremerwa nemagrazi ako kakagara paside pako mapotato nesadza wasiyana nezvimamereji zvenhema nhema zvanaMbuya Tea HobvuTsveee kupa murume porridge rine dovi nemayonnaise tek teknezvisina basa ...kwanai mai imi ....1000 fotoz no remurume wako unonyara naye ....iko kauswao ummmm musoro unoonekwa nemabhonzaNdanyara fani ...pple should mind their hokoso ...nyaya dze marriage yevanhu hadzis dzekuposta ...let pple pple solve their issues...pamwe anga atosvitsa ku chikuribhi
Chisikana chine makore mashanu...chakauraya sahwira kumahumbwe. Mukomana aivapo uyo ane makore gumi namana wakambozama kupa rubatsiro rwechiriporipo asi zvakakona kuna godobori asi murapwa ane tariro yeruponeso😢😢😢😢 Credit goes to the original writer.A 5-year-old girl allegedly caused the death of a friend of the same age in Glenwood on Friday. The two minors were fighting over an unknown issue when the girl hit Jayden Mahachi on the back and he fell headlong. He screamed once and a 14-year-old boy tried in vain to render first aid.
Ana Rose mapaduze kupfumurwa and the way she was so apologetic pa live yaParadzai its clear she is scared nyaya dzaikanda about khazeni yake dzingabudehaa uyu anoshota rumamiso uyu saka vanhu vototya kutaura kti havachade kutamba newe hre vanhu ava varikungofanira kungonatana vokutsvaga vokumamisa chaizvo ende unofanira kuponera kuchipatara uchidzokako unodzoka wabhoo panyaya dzeku buller vamwe naivo vanotamba newe wacho vanoda futi kumamiswa nekuti havana kukwana futi
Zimbabwean urban grooves singer Enock Guni, 39, known as Nox, spent the weekend in jail after being arrested for alleged credit card fraud by police in Dublin, Ireland and had his scheduled show at the Button Factory on Friday cancelled. According to a report by The Irish Sun newspaper, Nox was staying at the Hard Rock Hotel in Temple Bar and when it came to paying the €787 (US$861) bill, including room service, he “paid with a shocked American woman’s credit card number.” “Instead of getting on stage, Nox was arrested for deception, interviewed and held in Garda (police) custody until he appeared before Judge John Hughes at a weekend sitting of Dublin District Court,” The Irish Sun newspaper reported. In mitigation Judge Hughes accepted that Nox e