Seka urema wafa iwe urimunhukadzi hapana asingatadzi pasi pano unogona kurara wo waamo nhasi chaiye ndokupikira iwe duzvi KetiKetty anongara ku Ireland 🇮🇪 not sure how she can ever be found ku Chikurubi Max . Please don’t go to Zim Ketty 😂 Feli was the head teacher of kuseka/ kutuka vanhu ask baba Tt 🤣 leave Ketty alone.Vanomupa malikes nemacomment ndovarikushaya basa jeri harisi rufu kunodzidza your mistake that why vachiti correctional serviceMai Tt vairequester kuenda kuChikurubhi vega vachingoti ndisungisei kana ndine mhosva nhasi vasungwa makuramba kuti vanoda kuita maskit vaite zvavo parufu chaipo panoitwa maskit wani tibvirei zvedu
Tallyn akura hake mmm 30 mashoma kwaariNorah ndakadzidza naye grade one kwachirumhanzu ukoo ..iye akazodzokorodza kusaziva kut ndopakahafuka makore here ipapo bt ini ndatone 43🤣🤣🤣Apa ane 29 years Ndamutya ini ngaageze mushe uye akuita senge atomirira vazukuruBut Tallyn asina firita arinane Pana Madam boss vanobva vaita kunge mombo yegudo chaiyo chaiyo😹😹😹😹 29 munhu achembere kupfuura amai vangu vave kuma40s ahh ngozi yemaChawa Zamu rapata zvese kuneta Face yake kuita kuwunyana ahh bodo
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi zimboro ravamurata rinoda kutemwa temwa nebadza riite sechiremwa remwa aaaah munhu mutema ndamutadza iniNaiye munyori wacho haana kukwana !! Chero wazvihwa kwa Ketty why repeat it !! Uri munhuwo akaberekwa usadaro mhani remekedzai vanhu vakuru please !!ungafara kuti ndaposta pa Fb asi deep down urimunhu hauzvivhunzi sei kuti wagona hereBehind every ghost theyz a real person, remekedzai vanhu vakuru... I don't find any humour in it... Ketty benzi rotuka amai ndoringateedzerwe kwanai
Celebrity rasara mu Zim ndi Tete Mildred vamwe vese matsotsi atiri kusapota tichiti famba chisikana famba lolKkkk iyi mbuya yakuda kuzvikwidza ndege yemashanga .kuda kukwikwidzana naMura mnje hamusviki apo
9 months hadzina kumbowanda. Arikudzoka and hembe dzake dzaurikusakadza uchidhakwa nadzo muchanetsana.Haatomnosvika 9 mayb 5 chaidzo cause Akatongwa coart akapihwa 9 then Jeri robvisawo mimwe mwedziManyoni Chigora adzisi dzakatobviswa kare here kut azonzi 9 months plus aka behaver mushe anobuda hake
Musician Tawanda Gold has recently taken to social media to express his anger and disappointment towards his former friend, Shugeta, who he claims snatched his wife, Clara, from him. In a lengthy Facebook post, Tawanda poured out his heart, revealing the betrayal he feels and seeking to clear the air amidst ongoing questions and rumors. In his post, Tawanda wrote, "Handizoziva hangu what you call munhu anotora mkadzi weshamwari yake kuti munomutii." This roughly translates to his confusion overHandizoziva hangu what you call munhu anotora mkadzi weshamwari yake kuti munomutii. I honestly had to clear the air people are still asking, ehe its true, Shughetta who used to be my friend took my wife Clara. I used take him out ne family yangu going for braai and all and eve
Nditsvagireiwo Prophet avo , vakati in 15 days mai tt vanenge vabuda , date raiti 15 June ipapo saka vabvunzei kuti how far? Tag him purizi zvadzapfuura 15 days dzachoVaitopemha zvavo Mari nekuda kubikirwa sadza inga takakuudzai kuti vakuzonyuka nhasi vaivepi muñhu asati anyuraPamwe pacho tinongoshora madungwe but anenge naniEnde iye Mura aokuremera uri kutotadza kumukangwaka bvuma kuti isimbi inokuremera sika sika nemunhu asipo tsvee kuti ukweshe zvingaka achisvikewo vanani kkkk ndakutadza maybe kuchinja mboro yaChris naamai vako ndikokwakukupengesa shame
Vanhu tipeiwo soko tiswere Hana dzedu dzakadzikama ndangonzwa kt second wife mheno ndikati Inga zvekuve masecond hazvina kutangira pedoMa zaoga gather here, also UFI kwe spiritual son yavo baba Guti , nemamwe ma church kune ma founders vana vababa Guti Musatadziswe kuisa ma status nevanhu Chemai zvamunonzwa kuda Phone dzacho ndedzenyu ,data racho or WiFi ndezvenyu saka musasuwiswe Imi muri kuseka vanhu zviri kunyatsokubatai papi isu veku UFIC tiri kuchema nemi mazaoga
Matotanga soo modarireiko.... Vese vana vakafannazvebasa rei hanty vese vakabuda muchibereko chamai charamba .n uda kudii ne information yachoIwe Uri chipoko chaicho dai wakatozviti chidhoma Tula bhechuludhe... Izvozvi wapinda Mumunda mevanhu kuda kusiya waparadza...chii nhy iwe goritoto
Mbavha dzeE Creator vari kuziva kwavari tiudzei tinodzoserwa mari dzeduSIKI BHO 😂🤣😂 I remember in January was offered a job there 😂 they wanted me to be their spokesperson and advisor 🤣😂😂 but remembered that guy wekusara achitsvagwa nevanhu pyramid rawa 😂🤣😂 never showed up kubasa Kwacho 😂🤣😂😂🤣Imi cryptocurrency injuga , panopinda vanhu vanyowani Mari yavo ichitorwa nevagara variko vakaisa dzavo and the investment grows exponentially cos of interests, now ma new recruits akatadza kuita fund ma withdrawals or fund ikatadza kumeeter demand yemarequired withdrawals chinobva Cha collapser