Rose handioni paaresva ini side rangu , shamwari yamai Titi haisi shamwari yake , shamwari yaRose haisi shamwari yamai Titi , so kukonana kwaketty naMai Titi hazvidi Rose komangwana vakafuma vachiwirirana ketty naMura, Rose anonyarirepi , Ketty naMura vanoziva magiraji avo , zvekuti Rose akapa Ketty masecret zvichabuda hapana chisingabudi pasi pezuva guys plus Ketty aingotaura kwabva masecret wani . Siyai Rose veduweIiii ini hangu munhu akanditukira hama dzangu . Andichinei naye nyangwe zvazvo zvichinzi usa hotspot we asii matukiro anoita Ketty ana Mai murata Aya ahana kunaka ko azvimurwadzeo nei ?? Mofunga kt Mai na baba murata vanonzwa sei hama yavo ichiita hangout nemunhu anovatuka zvinyadzi. Nyangwe dai mamurimi gyz let's say ndiwe Mai murata unonzwa sei .
Chandoziva ndechekuti akanaka zvekuti zvemusic yake ummm I'm not sureUyu anopedza masports uyu ndakazonyatsobvuma nezuro ndamuona live kuKenko.Haa Feli Nandi chibabaðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜
Iwe Swagger you are digging your own grave Satafrika haisi Sweden unoswera wachekwa mabhora ayo Ndozvakarambira mukadzi izvozvo kuti uzvichipise munhu wechirume,chinjai maitiro blaz kutobaya live kutya ka manje zvichakuwana umwe musi Haunganyepere munhu kuti uri mukadzi oona kuti uri murume wakutoda kuonererwa uchiuya palive. Satafrika haisi yamai vako, wakufarisa manje zvekuita mafans makutoona kunge motonga pasiroseNdopaunoona vakadzi vakuru vachikuza hanzi lala wedu 🙄🙄 vanhu vanozviti mabridemaids ndana Satan infact vanenge vachiku initiater zvichi satanist chaizvo vari after your downfall nekuti hakuna angakuze mashura uyu chero akafa nehama hadzinei naye they disowned him kudhara muchambonzwa achitaura nezvemwana wake kubva paafumurwa zve juju ratove
Ndokumbirawo undiisirewo ku group tikutsvaga mwana wedu uyu anonzi Makanaka akangobuda Thursday manheru kumba until now apa akasiya fon yake tamboyedza kutsvaga nemapurisa hapana kana any lead aigara ku zola ku strand Capetown ane 15 years anenge amuwanawo please call 0641882807 or 0749298174 or 0653602911
Zvimwe zvinhu ivawo nechiremera nematyira Tayira.Ko ndebvu dzemumwe murume wanga uchadzibatirei.Sei usingazese iwe🙌ðŸ¾ðŸ™ŒðŸ¾ðŸ™ŒðŸ¾kuti izemo hereTo be honest pachivanhu chedu hazviko kubata ndebvu dzasahwira wemurume wako but kungoti ndi Tyra zviriboe but dai vanga vari bamunini boeMangwana achapinza rwuoko mu bhurugwa vanhu muchingoti zvimebasareiUkaziva kut Tee ndisahwira wekwana Dzabu unogona kupora , ende kuzvigamuchira kwamuchaita kut Hodzeko is a contemporary , open minded kinda husband with a flexible , never rigid free spirited wife who has the back up of a non-judgemental mother in-law kuchava mushonga mukuru muhupenyu hwako
Go Tyra Go 💪ðŸ‘Bona Mugabe as rich as she is haana kumbobvira atiitira ruzha nemimba kusvika azvare vana vake 2.. asi Tarisai wekwa Ngundu chasara kuti atiratidze pachabuda nemwana 🤞🤞 hayi hayi uyu ngaachizvara mimba yaakunge yebveni ruzha rwacho Anondituka daquo rako everyday na6am😜Tarisayi chikoro hapana, after struggling to conceive then she is advertising nhumbu yake like that, she must go ask Ruveneko....it's not everyone who likes you, that's why vakuru vachikuchidzira kuti you hide it hameno kuti akatemba chiii. We can only pray for the bestBona was never questioned about her ability to carry a child in her womb Bona is not a social media butterfly Bona is nobody's level in Zimbabwe,and was never questioned about her pregnancie
Tyra Princo uyu akanaka kudarika murime wako mhofu uyu ihandsome uyu murime wako chidhambakura chiye hauchifananidze nehandsome wedu uyu Prince wakanaka futi plus mubrugwa unezvinhu zvakoUsafananidze mhofu nezvinhu zvisina basa iwe kushure kune tsete
chikiti met Zari for free. rich aunt hired roy naroyce, bought expensive gear stil failed to see her, zvakaomaChiranga Mapenzi rich au t in her mind she is the Zim .Zari just bbcoz vese they love to buy young boys.
Zvakaoma hazvo mwana atambura uyu.Nhasi kufoswa kucelebrator anniversary ðŸ˜ðŸ˜Nhai Tytan uchasvika rinhi uri mujeri?Inga apa wanga wazvipira wani kusiya Mbuya ava?.Tazogara pasi semaghost TESE tawirirana kuti timukire kuBhruwayo mangwana tinotsvaga mhamha .Vanogara nechepapi kuBhruwayo?.Vanonzi ani zita tiwane pekutangira Bhruwayo yakakura.Wakaita zvekubiwa kwamhamha here kana kuti wakanhongwa mustreet?Budikira uudze dare zvakanatsofamba sei uwane rubatsiro.I would rather sleep under the bridge inondinakidza everytime i see this video😂😂😂Izvozvi ndozvinoita kuti Olinda akambozvifunga kopushirwa kure pamapikicha.
Jah Prezha akatiparira gore rino..Une zodzo nemhondoro ipi iwe Lolo.Hauna kana nestand yese pawakati mhaa ipapa.Zvimwe wega munhu unofanirwawo kuvhunduka usati waposta.Amwe masongs siirai malandlord...Hakuna roja rine zodzo kana chiremerera