Vachingobva hawo pa party apa vachibva vanotambidzwa mota nemba na tim tin Gore iri ndakabvunza mwari minamato isingaperi🤣🤣🤣🤗Apedza achibva ati present imba ine furniture plus mota 🤣🤣🤣🤣tichadzikama hedu kupihwa pressure nevanhu vasina kana tsono ye20c nxaaSoon after muchato kwabva kwaitwa chibirthday kwamashwede.kwabva kwanzi my husband bought me a car for my birthday ,then the surprise house 🏠. Kuitwa kepele kepele juvhe skip skip close yepuresha🤣🤣🤣
Nhaimi chipoko ichi paya pachinenge chichiti my people chinenge chichimboreva ani?ko 50rand yakapiwa yaive iri yei,ko kuzobudisa munhu pacamera uyu dai vambomutsika adzidza chidzidzo itori mbavha kaa iyi wakamunzwa mundevere uya hanzi uzophila kanzima dai vakamonyorora huro kadhoma aka ngakatsvake basa kachingoti kawuno kanenge kemagoAnondisvota anoda kutevedzera Queen buh haagone ngaambogara pasi nxaaaah
Saka manga mafunga kundiita sei?.Handiti hamugone kunozvitengera magrocery enyu mega momirira kuti ndikutengerei saka ndikoko ndotenga zvandada imwe mari ndodya...Ini ndiri pakutsvaga mari handisi mother Theresa.Majoining fee enyu ndiri kumatsonda ende handisi kuzomira.Asvotwa nekuti ndamutengera tugeisha netumatissue netuhuku twakaora ndaeende kuPoris.Nhaimi vaive mu round iyi makabhadhara Mari for how many months because round re grocery rofanirwa kuuya arima cartons kwete zvinozara trolley like this zvasiyanei nekuunganidza wega I half trolley iyo hapana chinhu apo uuuuum itai megaOkubirai orange kuganza achiti heeee ndinoshanda heeeee mukadzi shanda 🤣🤣😂😂😂zvivanhu zvakapusa
Atanga kuimbira tarini masong tihwe kuti madzokerana touya tikakuita unfollow wakanyadziswa uchinzi wakapa munhu madhizizi plus wakangomutengera cerevita chete kubva muchidanana kuzaka hatidi mroora anodhonza matin tin palive mkadzi wamandla uya
Why usingatambe na rufaro uchitamba nemurume wake zvichiri zve nyaradzo here #JusticeforRufaroTotamba nevarume venyu asi nemi hatiwirirane chiii chashamisa🤣🤣🤣Hanzi justice for rufaro mazimba kaa mune DhuramaInga nhasi tinoswerera iye Tyra na jp muma street makaoma ka hamuna guhwa rinobatikaKo Rufaro wakambomuonawo ana Ngoni here mamwe mavanhu kuda kungonzi va poster kumafira kureva 🚮😂Jelas will kill u munyori urikumbokwana papi apa nhay Svari mwana wanehemiya muridz wemurume akanyarara⁹
HAAAA TUMA TOYI UTO, UNGA CHEME EX - JAP HERE MUFANA . DAI YAIVA ROY ROYCE YA TSAMBARAFUTA ZVIKADA KKKKKKK.Shingai comrade munopora zvipatara zvakazara mishonga munoporaMarecovery aya emwana waminister,zvine vanhu veZanu zvinopera paine aita ten feet underMaiti Mwari hagadzire beat last week iyo ndiwe wazoitwa beat racho kaaa Mwari hatambwe naye apfanha munefaVeduwe Comment section bodo kkkkk sorry hako revhols
🔴#GOSPEL musician Michael Mahendere walked away with US$185 000, two blocks of mines, and 10 cows which were given to him as birthday gifts on Saturday as he celebrated his 40th birthday.The problem is the alwys gives to the rich instead of the poorMarecovery aya emwana waminister,zvine vanhu veZanu zvinopera paine aita ten feet underMafia Team Gold Mafia team inoConsister of maCelebrities , musicians ane mukurumbira (excluding ADVOCATE WINKY D) ..ma"gospel artists iwaya ,vazhinji maBooty lickers aya.. Kana Ari ma"churches" most of these so called ministries international etc...are part of this cartel . This machinery is very rotten an evil zvekuti the so called congregants will blindly follow the "church founders and their dogmas /doctrines not knowing kuti fo
Vamwe vakadzi vekuZimbabwe munoda kuendeswa kuchikoro Che civilization,Paying a lot of money every month to an individual just to get mazoe nema tissue after 6mth here? Zvakakuomerai shame mosvinura rini in such a hard economy nhai, saka muchaitasei ❓😄Vese vachirikuita zvimukando zvema Socialites makazungaira.chinokutadzisa kuchengeta mari yako wonotenga grocery chii?hakuna munhu asingagone kuchengeta mari.Money needs discipline chete.majaira kubirwa apa munopinzwa neJoining fee 🙄🙄Hello good people ma rounds akanaka sometimes akaipa ini ndaive muma round emari bt pandaizoipihwa business racho raisambo booster zvaro kana ma customer angaasisauye kusvika ndabuda mune mamwe ma round zvakabva zvatanga kufamba ende vanhu vacho vakatotsamwa kuti ndabudirei ndichibva ndaziva kuti pane
Get well soon Sisi Mecky 😘Kubva paya pamaka zhamba palive hubby wenyu kutengeserai imba makabva matanga kudzikira.. Imba iya makazo dzorerwa here uye muchiri naye here murume uyu?Ngavamwe mapiritsi ne nguva chete,vadye zvine hutano vanoita rightSeems some people have nothing to do other than investing their time worrying about other people’s health conditions.Is this wat we have become? Ende munoshamisa
Zvichingobvawo nafifi anongozvivhara fesi asi wagona dudu nhasi mimba yainhafiwa vanhu voda mhikichaAaaa Fifi hakabvisi mask even mu town rimwe zuva takambokaona ka chi driver mu town mask iri mumaziso chaimo kanotya varume maybe mask hakabvisi kkkkkkkkk