Nguruve yaenda ikanogwadama kuna sisi vayo vayakatuka chihera munhu werudzii nhaimi ndaiti anongotuka vanhu vepa social media chete ko iko kuzo ignowa vanhu vamudeedza padoor apo heede wakutozviona seserebhu usakanganwe kuti wakambodhindwa nasekai joni unofira maharaKupiko kutsvaga kuzochengeterwa mwana kana asungirwa mapaper ari patouchline
Zvimwe hazvidi kuudzirwa Zvingori nekathat so mwari akapindira todya nerivha Muzimbabwe Ngaapinde hakeHaaaa kusimudza zim pakutoda mhondoro chaidzo nyika iya yakapayaya Kubva muna Harare kusvika Copacabana ummmm dzangova naro Kuti tiri mutwn 😂🤣😂kwakunge kuGokwe kuchakari unototsika duzvi chairo uchifambaAm not from Zimbabwe hanku but zvicafamba mushare munogona kupinta machena am not sure kna ntagona kutyper
Freeman wakupedzerwa cash YAWAKAFAMBIRA KUNO KU DUBAI nepfambi dzepaDubai dzine maFake hips uchitadza kuchengeta mhuri uchidyiwa mari nana Trish Dimple, idzo pfambi 2 dzapedza dubai yese uchatora chirwere chema Nigerians, senge Trish atone mu Ghana waakudanana naye iwe okwirao ipapo,Trish kana vana haachengete, Trish na Freeman vane makore vakabvirana kare, Trish ndiye ane magaro efake uyo😅😅😅Iyo imwe mbuya yacho inozviti Chioma Brown yakazenge yatora murume wemunhu ikazorambwa, mabhishu ese aya😂😂
I love Mb . But anoda chikoro sometimes . Anofunga kut kutuka ma followers chigayi ... Psychology ngaiiswe ku o levelThe worst dressed people are always quick to judge people that look way better than them chokwadi ukafambira pedyo nemoto unobvira iwe mukadzi iweUnotoona mamwe mambuya anoudzira vanhu mapfekero iye achiita kunge akuda kunoviga zvigure
8kg Bones (Freeman) wandinyadzisa shuwa. I respected you zvekudaro and you are the last celebrity I expected kuti ungaita zveBota🤦🏽. ko kuzotora picture uchidya Bota wanga uchatorerei hona manje zvabuda pachena🥲Bota rinotodyiwa zvekudyiwa zviya,zvekunyara kudya bota ratove unnecessary drama,those who have vekudya navo pamberi nekudya bota🤗🤗🤗🤗🤗
Makadii zvenyu pano ndirikutsvagawo sister yangu anonzii Natasha Minga akapedzisira kuoneka musi wa 26 June 2023 aigara k stayin muno m Capetown anenge ainewo ruzivo ngaatizivisewo pa 0621668188 fambisaiwo muma groups amuri tinotenda zvikuru vachabatsira
pokidhongo hino tosara newe sezvo vamwe varimujeri ZVAWAKASHATA NHAIWE Pokello recent pictures not coming out so good Kuti Kuchembera here or what .
N.anga yatakainda vemari dzemukando yamirira zuva rekuti kabaiwe netsono kafee😭😭Kana afa mowanei siye kutosuwira ararame mupiwe mari ane ayita loss ndyn remember akafa haana chaanozivHatinzwe tsitsi panorangwa vatadzi, even the Bible supports that ,a lot of pple are crying because of their money ,Regai apikire mhosva dzake chete murunyararo ko zvekufa zvapinda papi nhaiwe gongomutotoManje Mai tt ndakavaeresa, you won't do anything paari, tsono iyoyo Tikuita yekudzosa, I chizobaya iwe neve imba yako, Hakuna mhosva inobhadharwa kaviri, she is paying nekupika Jeri, zvekuuraya ndimi mukuzopera zvenyu, wait and see
Anoti aenda neumwe mkadzi murume waMaiguru wonzwa vakuti Karma doesn't forget an address, Veduwe kana varima Soul Mates zveshuwa Karma hapindire murudo murodo vakatoenda kusvika vaparadzaniswa nerufu🤞🏾I always say it depends kuti akatorerwa wacho it depends kuti munhu akaita sei.Some women are very toxic and evil zvisinga zivikanwi nevanhu asi naMwari and maybe murume wacho.Une moyo wakaipa zvekuti ,unoroya, wai abuser murume, wakabisa nhumbu 50 uchikura , waimbodanana nevarume vevanhu uchiri musikana, etc wozoroorwa wotorerwa wo murume then you expect God to be on your side.Karma aapindire pakadaro.Anotoenda and hapana chinombouya and haadzoke.
Morgan Tsvangirai’s Son Now a Woman By Sexmore Manyengavana| 25 June 2023 Known as Muchidzi, the son of former prime minister Morgan Tsvangirai’s lover Locadia Karimatsenga Tembo, has gone through gender reassignment. It is still a conundrum as to how the mother Locadia Karimatsenga Tembo who is a church leader reconciles what she does in church leading her flock and what her son now turned daughter is doing. Locadia is now a different woman from the one that dragged a country’s Prime Minister to court. She is now the leader of her own flock, as an apostle at the Nation of Glory Ministries in South Africa. But what Muchidzi is going through is not new. It has been referred to as Gender dysphoria. It has, in fact become all too common even amongst very co