Saturday, July 05

Search result for ""

December 24, 2024

Holyten Involved In A Serious Tsaona

Holyten Serious Accident 

December 23, 2024

Nyaya Yakaoma Iyi Baba Vatiza Nemwana

 please help me on your platform.Baba vemwana wangu vakakumbira mwana Ane 1year Kuti vanomutengera hembe vagara vaimbobuda naye outing Vega sezvo takasiyana.So nezuro vakamutora Havana kumudzosa phone vaisabata ndakaenda kupolice tikaenda       kwavanogara tikasvika vasiko so vazoita video vachit vari muroad kuenda kuZim nemwana.Police vavhura case yekidnapping I'm in SA vati ndimire but I'm scared vatoZim side and hapana Ari kuziva vari kuenda kupi kuZim.ndobatsirikawo sei APO mwana anoyamwa musikana

December 23, 2024

Kapfupi Nhai Tenzi Aita Tsaone Nemota Ya Wicknel Chivhayo

Prayers and thoughts to my brother Kapfupi asangana netsaona. We thank God kuti hana kunyanyokuvara hake asi musoro nechest ndozvirikumusimbira panguva ino.Get well soon Chibaba.       Mota dzachivhayo idzi dzrikumboiteiko vnhu sure ma aqua aya ashataSaw him padombo musiuno akadhakwa last number akatonditi sry cz driving yake yaakaita ipapo hmmm he always drunk and mudhakwiro wachoo kaaa kn ararama totenda mwari

December 23, 2024

Mukomana Atisiya Aita Tsaona

Gone too soon Elijah Vava we kuUnit H, akafa paAccident yeSprinter yaaiva ari in Masvingo on Sunday morning . Warwadzisa Elijah💔😭Zvakaoma takarasikirwa chose zvisineyi muridzi weruva akatanha

December 23, 2024

Cat Mother Vabvisirwa Masong Ese Pa You Tube

Karma always know Feristazi's adress kanorwisana nevanhu vasina mhosva nakoThat's why mhani kasongo Akari kupengereka I stress ye copyright it       make sense now coz hasha dzacho ndandadzishayaOne vari kuti iriko zviri kunzi haasi original one 29k ndanzwa kuna producer vacho comment

December 23, 2024

Mukomana Atisiya RIP

Unit D tarasikirwa naJoseph Mhondiwa Jr          May your soul rest in peace😭Gafa wabirira wangu Hawaiian haiyite

December 23, 2024

Aunt Joy Zimba Maitangirei Msindo

  AntieJoy kwenyu chaiko kuCatFamily here or kuSnake family balance me,tisati takudzingai kuCatfamily😅🤣Tatenda Changamire iye anovatuk ndoda kumuona ndomu dzosera kwaanofanira kunge ari ku prison break mImi siyanai na mai ava iih madirei kudaro😂😂😂. Pese apa hamumbovaposter wani musadaro imi kutsvaga kutukisa munhu.     Irwai hondo dzenyu mega ukoMadam Boss munhu anodika ❤️ they can never make me hate her 🤣🤣🤣 vanomuvengera kuti havana hunhu waka fumuka seuya 🤣 zvinonzi your body is the temple of god but pane umwe ane body ye community yese 🤣 let me not go deeper 🤣 anyways song iyo ingoma ❤️ inonzi tiende ku TikTok  

December 23, 2024

Chitunha Choita Tsaona Mumota Ye Nyaradzo

Missed death by a whisker: A Nyaradzo vehicle and an Ecobank vehicle were involved in a road traffic accident along Emmerson Dambudzo Mnangagwa Road (formerly Enterprise Road).    Police are attending the crash scene.         Pictures by Anesu Masamvu/ZiFM Stereo NewsMufi akati ndoda kuvigwa kuGokwe imi makuenda kwamutoko 🤣🤣🤣Madrivers mazvinji ekuNyaradzo are not road friendly users amd we report with number plates Nyaradzo ignores hameno kuti y re they always In a rush especially the empty buses kuita         makwikwi nemacombiedzatungana hombe haa dai musina henyu kutiudza imosquito yaruma bhuru renzou.otherwise irisey ecocash kwese kwamuri,isu kuno magetsi chete otherwise zvese boe

December 23, 2024

Via BBC Zambian President Hichilema

Two men have been arrested in Zambia accused of being “witchdoctors” who had been tasked with trying to bewitch the president. [SLIDE]   The police said they had arrested Jasten Mabulesse Candunde and Leonard Phiri in the capital, Lusaka.       “Their purported mission was to use charms to harm” President Hakainde Hichilema, said the police statement, released on Friday.   Via BBC       Witchcraft is not called for in Society .hinders developmentAnopenga uyu, he is a dictator

December 23, 2024

Harare Rimbi Bus Serious Tsaona Aiwa Ngavatorerwe Licence Zvanyanya

An accident occurred along the Harare-Beitbridge highway involving three buses. According to an eyewitness, At around 2:30 AM, a Tombs Motorways bus hit a donkey. The driver managed to control the bus and brought it to a stop.         However, a Rimbi bus, unaware of the situation, collided with the stationary Tombs bus, which then crashed into a Blue Circle bus. Please check on your relativesRimbi unaware of the situation what's that        It's not about knowing the situation when driving check yor road if it's clear yor eyes must be wide open check front, left ,right ,rear be very alertRimbi ngaritorerwe licence

27 28 29 30 31