Sunday, July 06

Search result for ""

December 02, 2024

Musikana Wa Walter Magaya Owanikwa Akachekwa Akafa

Body Of Walter Magaya Girlfriend Killed In Kwekwe Accident Found With “Sharp-Machete” Cuts | WARNING- DISTRESSING IMAGES     A Correspondent | Kwekwe, Zimbabwe – December 2, 2024 | The body of Lindi Chamunorwa, a Walter Magaya girlfriend, was found in eight pieces following what was initially reported as a car accident that happened in November. However, recent x-ray images have led authorities and t         he public to question the initial narrative, pointing towards a possiblecircumstances of Chamunorwa’s death are now under intense scrutiny. “The body was found in such a state that it suggests premeditation,” said a source close to the investigation, who wished to remain anonymous due to the s

December 02, 2024

Zimbabwe Ma1 Aya Hurume Yoisa Mutemo Vana Vane 18years Below Takuvabvisa Mimba

High court irikuti vana vasati vane 18 vanobvumidzwa kubvisa nhumbu zviripamutemoZimbabwe ,Zimbabwe hapasisina zvenyika izvi yangovawo yezita kuti nyika ummmm mutemo rudzii achikona kugadzira nyika ko kana vana vakafa nhandi Mwariweee         zvotoparara tichivapenyuZim yaora manje zvese zvese zvakungobvumirwa. Nguva yaMugabe miti yaiiswa zvikwangwani zvakadzi "Abortion is a crime ". Zvino maZidhimoni echihure nengochani humbavha zvese zvakungowanirwa nzira dzekungonzi human rights.

December 01, 2024

Mukomana Atisiya Auraiwa

Chegutu ine mweya wekuurayanaShoko riri kuti wechidiki uyu akabaiwa nebanga pawestend zvakaomaWestern yakamboitwa sei chaizvo warwadzisa TAKUZvikanzi pane ma demonstrations akurongwa panoita mapurisa anogarirapo mwedzi wese.          Kwava ne makore mangani panouraiwa vanhu every week asi mapurisa haagaripo?May his soul rest in perfect peace. Westend inoda Nyasha dzaMwari.

December 01, 2024

Ngwere Asungwa Abvisirwa Music Yese Nemukadzi Wa Dembo

Leonard Dembo's widow, Mai Morgan, addresses Ngwere and all artists who use Dembo's songs and tunes without permission.Ye ngwere inotonakidza kudarika original kkkk ngairire ngwere         Ngwere ichangowanikwa yakafa zvayo 😂😂😂😂vanhu havaideLeonard Dembo akapedza zvese zvekuimba zvacho saka hapachina chekuimba chacho kwakutongoimba izvozvo zvacho           Tosangana ku court kana zvakunetsaiVaiimba part ipi zviya mother avo 😂 Dembo ndiye akatobira Ngwere song yakeHaaaa imi hamusi kukaziva kasong kaNgwere kana time dzavekuenda kuO clock ⏰️ unonzwa kuti yesoooo🤣 🤣 🤣 🤣 Haaaa zvakaoma izvi zviri wrong izvii Ngwere

November 30, 2024

Maitt Voti Vakutyira Hupenyu Hwavo Madamboss And Friend Kudaparadxa Business Ravo

Fokofu kamuchacha futseki hatiwudzirwe zvekunyepa  Hatibude mubhodho tiri ku glower wazora munhu dhoti glow yako atsva wakuti mai juju 😂 gara kumusha ikoko usatinyaudze Mai Juju Cosmetics Lullu EdwardsPattricia JackVarume 2 vauya kushop kwangu vachinditsvaga so Sharon afona achiti mapurisa arikuda kutaura nemi ndapiwa fon zvikanzi dzimai post ya Idah yamakaisa because she s a criminal ndabvunza kuti so kupedza kwangu Idah mapimples where is it connecting nemafutaangu they threatened zvikanzi chingobvisai every post about Idah.         Ndavati I’m driving there ndimirirey ndokubvunza Sharon kuti mapurisa arimu Uniform zvikanzi kwete ndati vape fon nditaure navo. Ndabvunza kuti maOfficer mazita enyu ndivanani because ndine vakuru vandaudzan

November 30, 2024

Mu Zimbabwe Maita Baltasar Engonga Sean Uyu Kudya Vakadzi 17

Zvandasangana nazvo mumastreeet. Pane nyaya iri Ku trenda ya mukoma Sean. Saka Sean uyu hure remakoko so pa ma hure Ake pane akabata phone akaona mashura ndokubva create group ndokubva aita add vasikana vake vese I         think 17 girls vese vake Sean uyu. Saka group iyi inonzi vese vari married, in relationship, sleeping , flirting and being asked out with Sean to join the group. Saka vasikana Ava vese vakapinda mu           group umwe me mumwe achitaura kushandisa kwakaitwa na Sean uyu. So after knowing each other mu group makatenga kupisa vamwe vachiti ndini nhumbu ya Sean, vamwe are promised kuti vacharoorwa na Sean uyu. Kodzoti ve UK munovaziva havatane kupa spousal visa vanga vakutomugadzirira visa ye UK.

November 30, 2024

Baby Don Aparara Hakuchina

Pamwe Ketty was right paakati Mura aka svedera padhuze nemunhu anotora raki ne star rake… there’s BabyDon a Zim Dancehall Artist before and afterShe must stop drug abuse Full stopSay no to drugs stop blame game these are drugs ,Chiiko chinonzi ketty nhaiwe munyori         mura akatora musikna uyu munzira akamubatsira akamutora achiridza hre why ko kungotsvaka mbiri nezita remunhu chii chakadaro chinenge ngoziiiUnenge unobhemawo mutoriro newewo oc wacho unenge unofunga negaro

November 30, 2024

Hakunawo vamwe vangapihwe maAward here kunze kwembuya idzodzi dzakasoopera kare kare

Hakunawo vamwe vangapihwe maAward here kunze kwembuya idzodzi dzakasoopera kare kare.Nhai zvako iwe every year         Ndezvechizanu kaaa soo obvious ndovanoramba variko dai vachiti tovhote but tozongoona vatopihwaNdri kutya kutaura ndinonzi ndiri bita ndine bhitanesi🤣

November 30, 2024

Minister Vaita Tsaona Mabvuku turn-off Izvezvi

Barbara Rwodzi Office Car Involved in Accident at Mabvuku Turn-Off👇 A vehicle belonging to the Zimbabwe Ministry of Tourism was involved in a serious traffic collision at the Mabvuku turn-off on the evening of November 30, 2024.Eyewitness accounts indicate that the accident occurred after 7:30 PM and involved two vehicles, including the Ministry of Tourism’s branded pick-up truck and a silver sedan. The crash         caused significant damage to both vehicles, with the rear of the sedan and the front of the Ministry vehicle sustaining impact.Details about the cause of the accident remain unclear as authorities investigate the scene. Emergency services were present, and no fatalities have been reported at this time. However, the condition of

November 30, 2024

Vakavharisa Shop Ya Chipo Trouble Causer Snake family

Bhodho cosmetic yakashungurudza Chipo the trouble causer kusvika apwanyirwa shop, using his powers kuti mu Cio, today makuita the same kuna mai tt ?? And hamunyare chero muri vemutemo ndozvazvinoitwa here kuita abuse of power??Some comments are unnecessary ....the hatred n bitterness to a man who dd nun t u ....the funny         part u might b mwana wemvana ,brother to mvana or soon to be father to mvana ....dzinotodawo marriage iyoyoAnonekwa mkadzi uya kuti anegodo nehutsinye ndosaka achitamba natrya snake 🐍He must be reported for abuse of power cz CIO ndeye state security not zvekutungana kwembudzi

37 38 39 40 41