Sunday, July 06

Search result for ""

November 28, 2024

Wicknell Chivayo Opa Vanhu 6 Mota Dzema 100 000

Sir Wicknell Chivayo’s family members with their brand new ford ranger wildtrax valued at 90 000 usd each.Mr JOSEPH CHIVAYO , Mr WICKNELL CHIVAYO (Sir Wicknell Chivayo's sazita), Mr HERBERT CHIVAYO, DR DAVID MADZIKANDA and Mr Naison Chivayo           I have never comment any other post before this my first time . Thank you sir Wicknell everything the joy from your family is bigger than any others

November 28, 2024

Varume Musadaro 11 Year Old Mu Kombi Vachitora

Varume musadaro, 11 years unenge wapindwa nei chaizvo?dai zvichibvira kuti murume wese anobata munhukadzi chibharo mumubise chombo chake menge matibatsira nekuti havazive pavanofanirwa kuchishandisaKOMBI driver lured an 11-year-old pupil into his car and then raped her at a school yard in Ruwa. The driver has since been identified as Uncle Taps. He is said to have lured the pupil into his vehicle after promising to give her some water after she had complained that she was thirsty.           Harare provincial police spokesperson, Inspector Luckmore Chakanza, confirmed the case appealing for information that may lead to the arrest of Uncle Taps. “Police are investigating a rape case involving a juvenile at a parked vehicle at a school

November 28, 2024

Chitungwiza Chikwanha Mai Votsikwa Ne Combi Musgure Mekuda 50cents Change

A WOMAN almost lost her life after she fell from a moving kombi during an altercation with the driver over her 50 cents change.   The incident happened on October 2 at Chikwanha Market in Chitungwiza.           Munyaradzi Mapete, the kombi driver, moved the vehicle while Cynthia Guveya was still standing by the door side.  

November 28, 2024

A Zimbabwean Socialite Mnavha Ku UK Obira Varungu Muma Care Home

  A ZIMBABWEAN woman based in Ireland told her Syrian colleague that she had a powerful dosage of juju which would protect the duo from being arrested and prosecuted as they committed a crime spree in which they robbed six vulnerable pensioners of about US$36 000.   Precious Moyo, 38, a care worker, had nursed all the six victims.   One of the victims passed away three months after         s which represented a fundamental breakdown of trust and she had abused her position in a most appalling way. The crimes happened after Moyo was let go from an agency following complaints made against her. Judge Johnson said the court had to send out a message and it was clear victims were traumatised and their “crime spree&rdqu

November 27, 2024

Ku Mozambique Chakachaya President Wavo Atotizira Ku Zimbabwe

📹Mapurisa emuMozambique atorwa vhidhiyo achitsika nemotokari mumwe mudzimai ange achiratidzira muMaputo. Vanhu makumi matanhatu nevashanu         (65) vanonzi vaurayiwa nemapurisa kubva zvatanga kuratidzira uku apo vanopikisa vakaramba kutambira zvakabuda musarudzo dzakaitwa muna Gumiguru. (Vhidhiyo AFP)

November 27, 2024

Tytie Na Kikky Vochena Kubva Zvatakaenda Kwachihoro Tapera No Views

Kubva zvakaenda mupata family kwaChihoro page rakadzima kuti nhoooooooooTaura hako ..Ma views Ave msashoma vakutopona nemapikicha ekuratidza mupata wakiki Hazvisisina kumira musheKutokundwa ne nyathi family😂😂🤣🤣kumagumo           kune nyayaMakabvira mazuva ecourt aye kuti vapera kķkkk iwe ndiwe wakatopera hauna content ukasataura mupata plus kana 1millon view zvayo pa week hauiite  🤣🤣🤣🤣chishuwiro chako bt Mwari mupata haasi wepa facebook anobva blesser daily

November 27, 2024

Guva Raamai Va Wicknel Chivhayo Rovhundutsa Vakawanda

Kana musati maisira hama yenyu tomb stone rine bumper hamusati matanga zvekuisa matombo.Chakakosha ndechekuti vari vapenyu waiva chengeta here its better kusaisa dombo but waivachengetaZvimwe zvacho wotorwadziwawo neguva chairo kuti rashongedzerwei aah zvevanhu       haungambozvigona shuwa , May her soul rest in peace 🕊️Tiitire mushe wangu chero ukatarisa akabira pa tombstone wotowona kuti Unoda kutiisa pressure dzisina basa kunge zvino Mutsa munhu

November 27, 2024

Tine Hurombo Manager We Nyathi Family

Tinehurombo hamadzinodiwa kukuzivisai kuti Page ra Manager wedu Mr Marambire ra Hackiwa ta receiver call 📞 izvezvi wachitizivisa sekudaro       apa nekwatanga tari ne program dzedu zvinorwadza so musashamisika mukanzwa mukaona kwa postiwa zviri off topic ndozvawepo hamadzinodiwa Page ra Manager hakuchina

November 27, 2024

Mukuru Wehurumende Minister Vanga Vada Kachimoko

Mukuru we hurumende yeku Kenya asangana nomwana uyu zvikanzi ndawana ka sweet 16 kangu ndokuenda nako ku hotel kwaazondosangana namashura aya         Kutaura kuno ka sweet 16 kasungwa katori mumaoko ama purisa   Be careful out there, people are now doing swap and top on gender... Wapusa wapusa is manifesting

39 40 41 42 43