Sunday, July 06

Search result for ""

October 25, 2024

Mazimba Haatane Kupandukira Nyathi Family Iye Opindura

Chavo kupisa tsitsi chete nekuda kupiwa๐Ÿ˜‚๐Ÿ™ŒNgavachishanda cos havarambe vachipiwa, zvo expire izvi.....zvekuti ndiri kupisa ndakapera ndezvimwe hazvishande.....manje manje           vachadzima.....zvekutosaonekwa vakuita sesu toita 7 likes 300 viewers mirai muonekaZve skit vachiri vadiki akambozama riye rembavha kupora kwacho hakuna mbavha yakadaro

October 25, 2024

The Late Garry Mapanzure Wife Arikuchema Murume wake Akafa 1 Year Ago on her instagram pageย 

Garry Mapanzure Wife Arikuchema Murume Wake Akafa 2months Ago Zvinorwadza Kuita Shirikadzi At 23The Late Garry Mapanzure Wife Arikuchema Murume wake Akafa 2months Ago on her instagram page 

October 25, 2024

Tom Jones Why

Sis Holykreations tsiurai mumwe wenyu I know hamuzive ndozvaanoita. Mutsiurey murudo.  Amen ๐Ÿ™Kana usina mari hazvikutadzise kudiwa or kuve close nevanhu asi kuzoshandisa vanhu kwakashata. Nekuti vekunze vanenge vachitofunga urikuita zvihombe iwe           usina chaurikuita. Usape vanhu hope usina nekuti mumwe munhu anenge atotemba iwewenenhema dzako.  I thank God I stopped relying on promises otherwise unogona kuzochema.            Musazviitire vasina second option. Takatendeuka  Asi I hope shoko rasvika.  Mwari ngaakuonese kuti urimunhu mukuru akupeo nyadzi.  Tinotenda ๐Ÿ™.

October 25, 2024

Kwazokandwa Chi Joker

Asi zvinomboitwa nevarume so ka i.feel sry for mai vaye vakaroorerwa uyu kungoti kuuraya imhosvaHandina mwana anenge tamha mutasakonyo Hidza๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Kasong kenyu kwini twunenge twezanu         hatubude mumusoro manje aka๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚unonyadzisira pavanhuNhasi zvangu ndoswera ka song aka kachingoimba mu brain ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Hidza hauna zvako zera naqwini gara pasi๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐ŸคฃThat was before she got married though relax baba Tanya

October 24, 2024

Marondera Man Chibvongodze Otaura Zvese

    Murder suspect Ezekiel Chibvongodze appears in Court         A Marondera man, Ezekiel Chibvongodze who allegedly murdered his wife and son in cold blood and has been in remand since July was back in court yesterday.   Chibvongodze appeared in leg irons and could not stand in court after approaching the dock. He started singing and knelt before requesting to pray.           He was removed from the dock and remanded to the 29th of October 2024 pending medical examination.   In general if a suspect is deemed to be psychologically unfit he or she should be examined by three Government doctors to prove insanity.    

October 24, 2024

Vabereki Vemwana Ashley Wekuuraiwa Ku St David's Girls High Bonda Boarding School Vochema Vakatirambidza Kuona Mwana Wedu

This is insane. Ko vabereki why did they agree to being denied access to their sick child. If it were me muchindirambidza kuona mwana wangu topedzerana. Hakuna mubereki anorambidzwa kuona mwana wake sick         or not. This is evil. I am having a panic attack right now am also a parent. I can't breathe properly. This is very disturbing.Faith Mukodzani zvakaoma muzvikoro mazuvano makutoitwa zvihombeTaura hako misodzi yangu iri kuerera as l write so bad kurambidza parent kuona mwana ari kurwara hey apa my kid wanted to go there next yr           for form 1 haaaa ndapindwa nechando MHSRIP. Hope the authority shld investigateNo matter what as long ndiri mai or baba wemwana any time ndinobvumirwa kuona mwana wang

October 24, 2024

United Methodist Church Chitungwiza Zvakaoma Norest Nyakudanga

๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ United Methodist St Peters Chitungwiza preacher Evangelist Norest Nyakudanga, , collapsed and died whilst on the pulpit on Tuesday night.           This happened at a revival in Chisipite, Harare.He was a great preacher of the word of God. May His soul rest in peace.Nematambudziko veduwe mubvuwi weku church kwangu

October 23, 2024

UZ student Audrey Nyasha opfuudzwa Nemukomana Wake

#ZimNews : JEALOUSY LOVER STABS STUDENT SEVERAL TIMES USING A KITCHEN KNIFE . . . University student battling for life at hospital . . . The two lived together at a flat in the Avenues . . . She returned home from a party around 3am         By Arron Nyamayaro, H-Metro - A UNIVERSITY student is battling for her life at a hospital in Harare after she was stabbed several times by her boyfriend at the weekend because she had returned home late from a party held in the capital.           Audrey Nyasha Rwambiwa, 25, is a student at the Women University in Africa and stays at Tanaka Place along Josiah Chinamano Avenue in the Avenues area of the capital.   She was stabbed several times with a kitchen knife by

54 55 56 57 58