Saturday, May 17

News News

April 06, 2024

Zva Greatman Music Bodo Oti Ndopihwirwa Mukadzi Wangu Bhurugwa Ndongosekerera Here Opopota Mukomana Haasi Kufara Zvinzwirewo

Mukoma mofanira kunyora ma memes 😂😂😂😂Greatman MusicNomatter all the insults if i say no to me its a no, sorry to all my fans I know you were not expecting this but yo Greatman says no to this disrespectful offervanomira neni simukai tifambeMe and 99 others respect your decision ....stay true to yourself bro❤️❤️❤️❤️           Greatman Music i stand by you, you are right. Vanhu vanotarisa one side of the coin vofunga kuti nekuseri ndoozvaririAnd you have got every right to say no!! Big up bro and don't be controlled by these people who feel they have made it in life,and also think people with disabilities ngavaite thank you kune zvese zvese.              

April 06, 2024

Nyaya Yakora Muto Iyi Regina Opindura Baba Rokadhiya Ovafumura Zvese Nezvemubhurugwa Komashamwari Munoudzana Zvese Why Mai Rokadhiya Why Zvinzwirewo Mashura

Varume nevakadzi vasina kukwana vanoonekwa nekutuka Regina bcs uyu shamwari yamai Roka saka chokwadi chose anacho, even ini murume kungoshungurudza mwana wangu ndoudza sahwira wangu haisi mhosva, uye baba Roka ava ndivo vakatanga nyaya dzavo ngavapedze voga, dai mukadzi wemunhu wavakamitisa ari wenyu varume imi mainzwawo seyi             Bottom line is Siya vanhu vapedzerane iwewe ukaona vadzokerana uchaita sei. Nemiwo vakadzi zivai vanhu vamunoudza maProblems emumba menyu plus dzidzai kugara pasi motaurirana mega pasina frnd or Tete or anyone wanaudza. Both parties are wrng apa.                   Ungafumure murume wako kudaro kushamwari. Regina Siyana nemba yevanhu

April 06, 2024

Mashura Vanhu 4 Vafa Mushure Mebuilding NuHarare CBD Yadhirika

Haaa yaaa zvima building zvenguva ya Rhodes izvi,,,saka tasiyanei nevari ku Ukraine kana ku Gaza varikurohwa nema missile vakarara mumba         A lot of structures in Harare have outlived their lifespan and are now a danger. We need to demolish and rebuild     Safety measures especially fire, occupancy worthiness of old buildings need to be revised because most buildings have ran their lifespan Sometimes we have to thank God for what didn't happened. Working up daily is a miracle which is underrated. Tatenda tiri kufema.     No Ambulance..Rescue Team.. Fire brigade..evenly police....Zbc  tell your bosses kuty vandipewo huserious..   Ngava renovate mabuildings avo vanhu ava. Busy enj

April 06, 2024

Mashura Vanhu 4 Vafa Mushure Mebuilding MuHarare CBD Yadhirika

Haaa yaaa zvima building zvenguva ya Rhodes izvi,,,saka tasiyanei nevari ku Ukraine kana ku Gaza varikurohwa nema missile vakarara mumba           A lot of structures in Harare have outlived their lifespan and are now a danger. We need to demolish and rebuild     Safety measures especially fire, occupancy worthiness of old buildings need to be revised because most buildings have ran their lifespan Sometimes we have to thank God for what didn't happened. Working up daily is a miracle which is underrated. Tatenda tiri kufema.     No Ambulance..Rescue Team.. Fire brigade..evenly police....Zbc  tell your bosses kuty vandipewo huserious..   Ngava renovate mabuildings avo vanhu ava

April 05, 2024

Aaah Aah Pashata Chirema Chinorema Greatman Oudza Wicknel Chivhayo Mashoko Uyu Handidi Kana Mari Yake Ngaigara Otaura Zvakawanda Zvinzwirewo

I know people u will be shocked but he,himself will not be shocked I can’t take gifts from him uye I can’t do business with him on personal level,I don’t mind muchazvitora nedivi ripi but I can’t and he knows I can’t                   Mmmm mukaona ataura kudai let's respect his decision but I think pane zvikuru mukoma Bruno reururai.Hi GMVarikuti Gamuchira ngavapuwe ivo aah,u got every right to say NO kuzvisina musoro zvako iwe

April 04, 2024

Dorcas Moyo Weku Sakubva Oudza Vanhu Musi Wauchaita Mari Uchatoonawo Wave Kupiwa Respect Otaura Nyaya Yake Pakaipa

Shamwari iwe musi wauchaita mari ndopauchaona kuti kune mamwe ma family groups awanga usimo..... Unozongoona wanzi added mu Rich Cousins created 2003.             Ku church unotanga kunzi huyai mugare ku front row kuno....you will be ushered hako🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Pama functions unenge wakukumbirwa kuti upe speech....           -Zviya zvekumanikidzira zvauri kuita kushaya mari....🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣   Hohodooo....muswere mushe...Zvimwe zviii futi zvandasiya???               ...kkkkkUnoudzwa nhamo nenguva, unotanga kuremek

April 04, 2024

Hezvo Komunhu Wa Mwari ZCC Mutendi Anoshungurudza Vanhu Zvakadai Zvobuda Zvese Mushure Mekunge Atenga Helicopter Iyoo Church Yojamuka Vanhu Havasi Kufara Imikaa Asiyabei Na Madzibaba Ishmael

Vanhu vezcc vakapusa maachievements abishop achiba marii vanomafarira seavi Mutendi akaoma zvake, vanhu vese vakavaka college yemu belvedere hapana apiwa kana cent, vachinzi ndezvechurch, but vana vavo kana vasina Mari havadiwi ipapo, iyezvino mave kuchikopkopo, zvimwe zvacho svinurai vanhu, ndechipi chipirofita ipapa, maitoudzwa kuti yamave kumupa inokwana ndege bedzi               Helicopter yeyi nayo.....it's so funny what other churches see as an achievement madii henyu kuita church planting or giving to charityBut zvirikubatsirei an ordinary person arimuchurch iyo? Chikopokopo hachina kuipa as long it contributes to an ordinary person in that church.             It saves n

April 04, 2024

Haa Chihure Chakadai Chakaipa Kulambatswa Ne Zimbabwe Yese Uyu Anonzi Hillary Orohwa Nemukadzi Wa Andrew Chikomba Chake Chakamborohwa Na Mike Chimombe Na Java Paya Mushure Maizvozvo Ndokutorerwa Mota Nyaya Yachoo Yakaoma Hurai Mufee

FIRST WIFE HAITUKWE HIRARY MWANANGU.   CHIONA NOW , WATORETWA MOTA NA ANDREW🤣🤣🤣   ORDER MWANANGU HURA IN PEACE 🤣🤣🤣   #HOMWE_iHOMWE👏👏👏Hillary BIOGRAPHY  1) Akatanga kuhura ane 11 years 2) Ndokuita mukurumbira nguva ya the Late Dr R G Mugabe because aidanana na Robert Jnr (Tino) mwana wa former president VAMUGABE   Ndokurambirwa chihure   3) Ndokubva atanga kudanana na Dr Fidza Chiyangwa ( vedumbu rinozvezveredza pasi avo ) Bla Fidza         Ndokurambirwa beche rizere mvura Abva amboritaya chihure for a short while    4) Ndokuita modelling and abva aitwa FACE OF KARIBA    Mweya wehurombe wekumusha kwake ndokusimuka abva atuka masope a

April 03, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zuva Rekufa Kwa Wicknel Chivhayo Rotarwa Namadzimai Varikutaura Mafiro Aachaira Zvakutyisa Izvi Zvinzwirewo

Hanzi nemudzimayi uyu ndokumvirawo shoko risvike kuna madzibaba.                     Vamwe vakwudzwa hope nemurwere wepfungwa vakamushora kwayi anorwara uyu 😭😭singing in alick macheso voiceKkkk ndiMwari rudziiko anomirira utange wavata kuti agozotaura newe. Haaa kugutisa uko. I hope dzevanhu vabaiwa nekufamba neshoka idzo vakudawo mota

April 03, 2024

Lorraine Atlang Siako Limpopo Bus Surviver Recovering Well In Hospital

Limpopo  Bus Surviver Recovering Well In Hospital:  Lorraine Atlang Siako, the eight-year-old girl, only survivor of the horrific bus crash that took place in Limpopo and left 45 dead is recovering well in hospital.The Limpopo health MEC says the young girl is in good hands at an undisclosed hospital.   The bus they were travelling in plunged at Mamatlakala bridge and caught fire between Marken and Mokopane on R518 in the Waterberg District, Limpopo on Thursday morning.Lorraine Atlang Siako, is standard 4 student at Bonewamang Primary in Botswana.     She is a first born child and the trip to Moria was her first according to SABC news reports.#mapulanengnews

129 130 131 132 133