I feel pity for Tanya 😠he is a strong guy,dai ari ordinary akazviuraya kare,ini pachangu dai ndirimwana wengochani isina hunhu ndakazvipfuudza kare,gaya achidya pizza,kwouya munhu anomuti "mukudya mari dzeshure yababa", ku school i wonder ano surviver sei. Sisi bhudhi even has pet dogs dzine mazita ema Ancestor that's disrespect on a higher level coz Chaminuka atori sekuru vevanhu and he is dead,zvino awacha akatuka Mai vevana vadiki.This is trespassing and assaultBut this is very wrong,um suprised as a nation tirikuti amugadzika pasi tetelicious ko why involve her mom,vaita sei am sure she is even older than her mom,tsika nehunhu takaisepo
Tinoda kutenda First Lady Amai Auxilia Mnangagwa nekutora nguva yavo kutaura nemwana wekuchemera kuenda kumurume ane 14 years. Mwana achabatsirwa kuti ramangwana rake rive rakajeka. Matrix make sure that culprits who abuse the girl child are brought to book. #discipline #investigations #securityKuita musikahwa inomutsa first lady mustate house haa akanyanya mwana uyuKana yapindirwa na Amai haaa hazipere mushe . Mhamha havadi neGirl child
This 1 always uses a blanket panoda a handkerchief and it shows kuti she has a lot of pain inside herYaaaa crew rinozviona sekuti rakanaka kudarika vamwe iri ranyanya kuzvikudza,,,regai vapihwe twavo,,,ðŸ‘ðŸ‘ðŸ‘Agona: Vanhu vanozonyanyawo...zvekuti unomboshinga...but unopedzisira waputika....😂😂😂😂😂😂 # "CHURCH PERSON"
Van choga abuditsirwa zvinhu naLandlord panzi and he is blaming his manager Boss Kawara nekumurentera kunodhura in Avondale achibhadhara 750us full.house per month achisara ndisina kana yefoodNdipo panotangira chirombe ipapa When u start living a lifestyle u cant sustain cz its beyond yo means.. pressure ndeyei pamunhurume as if uri slay queen.Haaa uridofo 750 us in 3 months unotenga stand yako apaa ndrikushaya kutiii mukutii abuditsirwa chiiiii coz zvinhu izvo hazvina maturo
Yah regai anzi international thief, kune Hotel yavharwa na Mura ku Dubai uko yanzi ndine 1 million followers ndipei accommodation a few nights ndoku unzirai ma customers
Zvimwe zvese handizvizive hangu but Mudiwa taigara hedu tichipesana naye paUnit D apo. Aitombouya nema music demo ake pagate reSeke 1 wanting students to sample his music and we would ignore him tichiti anonyanya kuzvida. Unless akazotanga kuchengetwa akura lol
In our own country? Like seriously?Izvi hazvidi kusekererwa izvi otherwise more people will be treated like this,this must stop! On the ground why am i seeing something like blood and nebanga futi? But why my motherland😥😢ðŸ˜Citizens of Zimbabwe why are we allowing this to happen in our motherland??? Who is benefiting from the exploitation of our natural resources being done under these horrific and callous working conditions netwuvanhu utwu??Chinese must go nxaa hatisi Chinese colony tarisai zvotoitwa ne foreigners ....dai ari Zimbabwean akudai ku China 🇨🇳 aigona kutourayiwaHaaaa ma zimbo Ari apo akapusa zvemasiriri what's that
PLEASE SHARE🙠| Mukomana uyu is wanted for Murder. Zita rake anonzi Anopa Gee Gwazwe from Harare, Zimbabwe. Akauraya girlfriend yake inonzi Busisiwe Mngcozole kunzvimbo inonzi Jeffreys Bay kuSouth Africa. Anyone with information of his whereabouts can contact any nearest police station.
Uyu 🦽 akarambana nemukadzi ne nyaya ye mwanaMukadzi nemwana vari PA nguva yachimbetu😂Wako mukadzi arikunyoporiwa na sahwira wako wani hu ghost huchapera zvahwo wakuti ndibatsireiwo anyway, Heyaheya🎤Ndakanzwa kuti akudhakwa achidzoka kumba husiku achiimba achiitira vanhu vemuraini make noise