So team let’s talk saka tirikuti here @saintfloewmusic aifanirwa kunyepa paakabvunzwa kuti how much are you now charging per show kuti zvitifadze? Hamusikuona here kuti his shows mazhinji anopinda vanhu above 2000 iye achichaja $5 or more do the maths. Didn’t you see him breaking the record ku chitungwiza complex? Didn’t you notice kuti he was number 1 and 2 and 3 ku @powerfmzimbabwe pa end of year top chakadaro iya. Hamusirimi here makanga maakuti Tinashe siya mwana azorore aita 3 shows dzakateedzana vachimu booker left right and center vachiziva kuti ndiye ane crowd. Tisadaro guys, heya tinofarira kuti tizoti magitare haabhadhare! Saka munhu akati ndaakugara k
Maizviziva here kuti Chaplain Phiri is a CIO agent. Mungazviramba zvenyu but I know her personally. Ask munhu wese akadzidza navo paZimbabwe Christian College now know as Central African Christian College between 2009-2013 anokuudzai nezvazvo. Tinotoseka zvedu vachiti ndakazorambana nemurume vakadai vadai, hazviko zviyaaaaa, vari pabasaa avo
Kupera kuita sei? Enda unobvunza svideni akatombopisa kuto locker ma streets but zvine kakuzongopera pakapinda dzimwe nyaya makuitisa makwikwi ekudh'ala sadza it's okeyHandbag rakiki andisi kuti chii zvangu 😆 🤣 😂 😹 😆 🤣 nderake or pana gogo waakabatiraKkkkk asi hembe dzavo vanotenga kupi ndonotenga dzangu
Uyu ariku nyimirwa mota nyaya yake yekuswero pesvuka kumashure kwaPanganaiUyo ahafe akaiwana uyo murungu wake akatuka binga😅😅 Chimwe chinhu chakagonekwa Na Ed kupa sir wicknell Mota dzekupa vanhu Dai vakapa java tainyaudzwa Kozoita mubvunzo wandinetsa sakq Tshabhangu Yake Benz achapiwa pajekerere sevamwe hre or kuzongoona akufamba ne Benz?
It's one thing to identify someone as blind but categorising them is derogatory . It's wrong kudaidza munhu nehurema hwake. I know ukuda nyaya iite punch zviite weight and I understand where you are coming from but handiti taizongomuona here wamuwana kuti he is blind. Haungorambi wongomuti bofu simply because 'you don't remember their name'. Dai aiva asiri bofu usingazivi zita rake waingoti munhu akandibatsira so it's only humane to call him munhu not bofu. Ndopatozoti kachikoro kakanaka, chero usiri an academic but you need an academic background chero mbichana mulife, in everything you do kuti usazodhomoke. Thank you for reme
Smairi iyi ndeye munhu ane confafa yekuti nyangwe mukatiii murume wangu haambofe akauya kwamuri...Zvakaoma hazvo ana Mufaro ava dai vaita vachitipawo n'anga dzavo izvezvi dai TESE pano tisiri tumvana tunoswera tuchibonyora nemagaka😠Huyai mupupure imi pane asati apfidza nemagaka here pano?ðŸ˜Unoti achaendepi nekuzvara kaakaita ,chero murume akuhura unenge wakungoti ndogarira vana 4 unoita move on uchiendepi unorasika Akatozvigamuchira coz iye akabvawo kumwe murume akabvawo kumwe saka kuramba uchichinja varume hakuna arinani regai vachengetane kkkkkkkkkkkkkk
💔Single mother of 3 Kelly dumped her new 4th baby daddy & is now dating Mzansi’s most powerful sangoma.💔Single mother of 3 Kelly dumped her new 4th baby daddy & is now dating Mzansi’s most powerful sangoma.It's her life and only her knows the reason why she dumped them. If the one she's with right now makes her happy, so who am I to judge human being like meWhat is surprising she doesn't borrow any one's body to get pregnant and she doesn't come knocking on your doors to ask for help on raising her kids ungazi nihlushwa yin only God can judge her ay man some of you ki...lled innocent souls through abortions just that we don't know and &
Zvinorwadza izvi chokwadi Makanika kuuraya ma clients neruchiva,wauraya vanhu,wava kutotyaira mota yavo ,Faster Faster vasati vavigwa. There was a couple ( Mr & Mrs Chirashi) who were murdered in Redcliff yesterday morning. Mr Ken and Mrs Lorna Chirashi were found deceased in their home in Redcliff last night. Prime suspect of the murder is their trusted mechanic who has since been arrested. He was arrested in Gokwe driving Ken’s car leading to the discovery of the murders. The murder is suspected to have occurred in the morning. The Chirashis were preparing to travel to the UK to visit their Children and extended family .
Two minors, aged four and six respectively, were electrocuted whilst sleeping in a room at a house in Kuwadzana 5, Harare on Monday. In a statement, Zimbabwe Republic Police (ZRP) spokesperson Assistant Commissioner Paul Nyathi said that the minors were electrocuted after getting in contact with an upright refrigerator which had an electrical fault. He said: The Zimbabwe Republic Police confirms a sad incident in which Junior Makwindi (4) and Tinotenda Tineyi Maketo (6) were electrocuted whilst sleeping in a room at a house in Kuwadzana 5, Harare on 19th February 2024.
The National Railways of Zimbabwe (NRZ) has released the names of three crew members who were killed in a train accident on Monday night. The train, which was travelling to Beira port in Mozambique, “‘suffered a brake failure leading to a runaway which culminated in the train failing to negotiate a sharp curve, thereby falling into the gorge”, trapping the three men. Speaking to State media, NRZ spokesperson Andrew Kunambura identified the trio as Engineman Tasunungurwa Mapuranga, Pride Femerepi a security escort, and Enock Tawabarira. The accident occurred between Mutare and Machipanda at around