Ma producer learn kuudza vanhu chokwadi pleaseNdaona asiya kuimba zvachoseπ dai akatoramba hake achiimba naume naume kkkk uku hakusi kwake uku adarirei kkkkkkKo voice racho are we fighting π Ma socialite Aya anoda kukambira kwese Ngaamboramba aka stika hake pachidhori bhoe zvekut izvi zvekuiimba izvi amboti mireKujiti ndokwavo masisi ava izvi bodoπ€£kana kujiti kwacho kunekanharo kariko ikoko asi kuzongoti ndezvekongonya saka bhoo
Ukandiona ndine munhu wako ,ingotoranai muende ko zvekuzondirova ndezvei ? Ko mukandikuvadzaPana amai vafona paTilda Domestic Issues. Amai vakati Senzeni musiwe Friday manheru akarara kumba kwavo nemurume wavo vasipo.. Nhai Senzeni mwanangu kozvivindi unozviwanepi zvekurarwa mumba memumwe mukadzi nhaiwe..Ko ukadirwa mafuta anopisa unoita sei?
Atanga Mura kunyeba...hanzi iFeli glow πππππππππ€£Tinenge tichingo nyeperwa π€£π€£π€£π€£π€£π€£ Pic ra2016 rakutonzi before pa mafuta a2024 aaah hameno Kana achikunyeberai siyana naye zve endai kune vanhu vasinga nyebi zve nhai Mai tt ndicontent creator zveshuwa ende anotozviita achiziva kuti zvichataurwa kumafirakureva kune vanhu vakawanda basa rake rotofamba
MaZimba taakungoisa dzashe na kwashe pazita rese reseπ Sandodzashe chii chakadaro, what is that?π€£π€£Nawanadem dzasheπππ Nash Boards dzashe π Bee Wezhira Okopa Zita Remwana Wa Madamboss Dzabu Iye Oti Wake Dzati π³π€ͺVanhu Voti Mwana Haana Kupembererwa Kudiwa Sezvakaitwa Dzabu Nyaya Izere first Comment
THERE has been overwhelming online praise and support for Prophet Emmanuel Makandiwa after his decision to take the BBC head on and dismiss the damaging documentary the powerful media organisation made on the late Prophet TB Joshua. The UFI leader said it was not the BBC’s job to try and judge the late Nigerian televangelist and the basing judgment on videos, which can be edited to suit a certain agenda, meant the documentary failed to prove that TB Joshua had no power, faked miracles or was involved in rituals and sex crimes.“A lot of things can happen, events can change, I do not remember if there was any prophet who gave international prophecies like TB Joshua,” said Prophet Makandiwa.
Rest in peace daddy ba Baba Judy NaClepaton matirwadzisa pasi rino harigute sure Judy na Ano mati vodii daddy na mom mabirira ππππππππππ gone to soon I saw live iyi on Sat vakazvikanda from pa musoro pebridge vakarohwa nemota yaifamba pasiVakajamba kumba pamusoro pebridge vakazvikandira muroad pasi paifamba mota Lovemore Zivanai hanzi akazvikanda wani akatsikwa akafaLovemore Zivanai hausi kuona kuti akabuda nepawindow here apo
Tsamba Yavakasiya Vanyora Baba Judy Na Clapton Now makes sense mukuru vanga vakaremerwa only time iyoyo unotofunga kuti munhu arikuita ma funnies asi achitorevesa zvapachena kuti havana kukandwa vazvikanda vega suicide maomesera mhuri baba Judy eish pressure dzatopanana pa social media soo ππππππDriver Wemota Otaura Baba Judy Na Clapton Vaida Kuzviuraya Pakaipa R300 Inzwai Onai Zvakaitika Yaaa MHSRIP ππππ‘ππ
Introduction: Seeking asylum is a complex and often challenging process, but for individuals facing persecution or danger in their home country, it can offer a lifeline to safety and protection. This article provides a brief guide on how to apply for asylum in Ireland for those coming from Zimbabwe. https://help.unhcr.org/ireland/applying-for-asylum/ Understanding Asylum: Asylum is a form of international protection granted to individuals who have fled their home country due to well-founded fears of persecution. This persecution could be based on factors such as race, religion, nationality, political opinion, or membership in a particular social group. Contact the International Protection Office
*22 Pupils From David Livingstone Primary School Kidnapped* Approximately 22 pupils from David Livingstone Primary School were reportedly kidnapped yesterday afternoon. The perpetrator behind the abduction was identified as a kombi driver who regularly transported the children from school to their homes in Kuwadzana, The Herald reported. However, a fortunate turn of events occurred when a motorist discovered the stranded children after the kombi ran out of fuel in Macheke. The distressed state of the pupils caught the attention of the compassionate motorist, who promptly alerted the authorities. The police swiftly responded to the report, apprehending the driver and ensuring the safety
Breaking:Freeman in hotsoup as investigations prove that he lied to Police Breaking:Freeman in hotsoup as investigations prove that he lied to polic MUSIC star Freeman appears to have deliberately LIED to the police to try and cover footprints of his relationship with slain armed robber Godknows Machingura who was gunned down in Harare last year. The Zimdancehall star has been at pains to explain if he had any relationship with some armed robbers, who have been killed by police, after photos emerged showing him in their company. When he was summoned by detectives to explain h