Monday, June 02

News News

October 17, 2023

Zimbabweans Havasi Kufara Netuma Ambulance Twaka Donatwa Na Olinda Tusina Shape Senge Body Yake Duri Zvakaoma

iiii zviambulance zvacho ndezvemahara sure 不不不不不Appreciate effort yemumwe munhu veduweee musadaro.           kumwe kumwe kumaclinics n hospitals hakutorina ma ambulance Inongooneka kuti yakatengwa nevakadzi ikadyuwa imwe , hakunawo here dzimwe dzirinani paShape than dzisina shape semuviri waOlinda           idzi kunge zvimaduri  Ini hangu kunyange tukauya twakadai zvirinani muno hutorinakunodiwa licence nechii futi kuti ndiwane basa reku driver ma ambulance? hanzi anofanira kuswika this weekend ,Rich Aunt said

October 17, 2023

Baba Harare And Gemma Album Of The Year

This one will be the best album of the year kuzvida kana kusazvida ndozviripo         akurova mukomana hake pane 2 iwayo abuda so far haa akagona hake     Baba Harare Ft Gemma Trending Album 

October 17, 2023

Joanah Mamombe Orwa Nemwana WaMunangagwa Izvi Zvaita Imba Take I Attack Nema Armed Robbers Haasi Kuzivikanwa Kwaari

Joan Mamombe Attacked By Army Robbers 唐唐唐唐唐 l knew it kuti hazvipere mushe kurwa nemwana wa president hope uri safe waigona kupisirwa         mumba stay away from trouble Joana unoitwa hwa Learnmore jongwe kuti watinetsa eish           Yah pakaipa sure ngaite achidzora hasha vanhu ava Havana kumira mushe vanokuuraya

October 17, 2023

Mai Maketeni Voti Tirikugadzira Movie Based On A True Maitt In Prison Wo

The first day that mura was taken to prison and you were following the truck         It is my wish for mai tt to act a movie of her life so in my preparation I took a video of the Prison vehicle where she was in the other day.             Ashford Ashbragger Chimombe is our winner huya utore prize yako滕 but that’s not the name of the movie Movie, based on a true story of a prisoner (Mura)

October 16, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Oganza X Husband Yangu Yondipa 11 000Usd

My Ex - Hubby sent me £11 000 - “mowedzera school fees and food for our daughter.” I am grateful and thankful.         I don’t want to testify privately but to just thank and pray for him. Just to remind him my birthday is on Saturday!         Kana ndafa mugoziva haana kundirasa ini nevana nekuda kweDivorce.

October 16, 2023

Vanhu VeMasvingo Vakuda Kutogara Mukadzi Wa Garry Nhaka

Sevarume vemu Zim tikutiwo the Surviving Brother ngaagare nhaka!!         Rega ndikudzidzise munyori panyaya yenhaka,unoziva here kuti muma family pane munhu akatonzi haagare nemurume zvemakore hobho?         Ko kana mukadzi ane zvekwake zvisingade agare nemurume ukuda bamunini vagofa ini handisi kuti ndizvo zviripo asi bamunini ngavaite mhuri yavo not kuzogara namaiguru semukadzi aiwa bodo             Instead of these men saying guys nyaya yezvipatara zvakadhakwa iyi ngaichipera toita sei murikungofunga nyaya dzekugara nhaka I swear I'm not Zimbabwean mafungiro evanhu vedu so dumb Bro so chuuppiidddSiyanai nemkadzi uyu plis yu don't know what

October 16, 2023

Dorcas Moyo Muimbi Nemurume Wake Uyo Waakatorera Shamwari Yake

Saka iwe Dorcus moyo ndiye murume wawainzi wakatorera shamwari Yako here ndine shungu dzekuda kuona         shamwari Yako iyeye yawakatorera murume kuti anga ari right right hre pfungwa dzake Aida madzitete guru Ivava ,ende akafitana newe chaiko madzitete guru ava         Ndokusaka ndisinga teerere masongs a Dorcus moyo         Haaaa munhu wamwari apa vakarasika pafair mrume akashata hake Apa achirumbidza Mwari ft haya ngavachingouya havo mwari vacho tavabho pano panyika

October 15, 2023

Sikarudzi Blambi Ya Freeman Inemasadza Ataurwa Na Tatelicious Yobuda Zvionereiwo

Tatelicious oti Mbo不ro Ya Hkd Haina Kuchecheudzwa Irikuenda Nemhepo Apa Masadza Haugeze Here Unenge Down sidrom ZvakaomaInga Zvakaoma nhai homwe 仁仁仁         Masadza bota shuwa paGenturumeni. Huye bodo   RMAHUREEEEE WOYEEEEEE休休休休         Svitsai PICTURE KUNE MKADZI WA FREEMAN MAI DAMIEN   HURE RAKE MAMOYO RANGOTI NDISWERESE MAI DAMIEN.         Ne video Galis We Weti achisvarana naMAMOYO NDANARO   MBORO YA HKD NDEYE RABHA hainyatsomire   Masadza bota zvaro usvusvu hwe MBORO   AMAI DAMIEN NDATI MASWERA SEI    

October 15, 2023

Chitunha Chorara Paside Peroad MuHarare CBD Police Yoti Yakanga Isina Fuel Zanupf Yakaoma Chokwadi

Chitunha charara ipapo..zanu Yamai chemera kuno yaita mamvemve     Ndopaunoona kut Zim irikutungamirigwa neduzviUmmmm zvakaoma apa kutorwa nepolice not forensic timborinayo here muzimbabwe forensic         The way the police is standing, it means hapana Ari responsible nekutakurwa kwakeWho pronounced him dead as a nation hatina moyo pamwe azofa nechando vakatadza kumuendesa kuhospital sei achapisaVakut police       Vanenge vasina fuel ava and kutoshaya force to serve the community...thy Don have motivation vese vanoda kumhanyira kune Mari kutraffic kunyanya koz Thy get peanuts remember so ndizvozvo       Nyika ma1Update yabrother vedu vakasaidzirwa naConductor nenyaya ye$rakabvaruka

October 15, 2023

Rue Samaz Olinda Anotenga Nei Ma Ambulance Arikudzingwa Pamba Paanoroja 4 Months Asingabhadhare Rent Tytan Akatomutiza Anotsvaga Clout Nerufu

American Millionaire Rutendo Samaz Ofumura Rich Aunty Olinda Varikudzingwa Pamba Pavarikuroga Havana Kubhadhara Rent 4Months Baby Boy Tytan Akatotiza         She has to be the Topic in every trending story paSocial media! Pane here nyaya yakamboitika Jafifi akasapinda pamusoro payo achizviita mbinga. Government hauzive kumaOffices kwayo? Hauna email here yaMin of           Health since uine Charity! Mbuya yakaganhirisa kunge kamboyi kakapfeka gogo yegucci. Clout clout every day. Apa muchaona hapana chinobuda. Kuda kupiwa praise muCS. Tirikukupa till December to buy those ambulances.Shame on this mbuya.               Wanting to get attention through death

192 193 194 195 196