It is well Kamil Thee Big Madam deactivated account pressure yacho haina kumira mushe but varimo zvavo mumastreet neghost 😂😂rumours say Gwagon yakabaya and she said I’m deactivating my account ndakusiya business account nyadzi nyadzi If you have been following her instagram this past week panga pasina kumira musheInga ari petty and predictable Sometimes we don’t realise the damage we are doing to people,,,jus imanin iri comment yako yaisa munhu mudepression ,,,sometimes we jus hav to take a minute uzvibvunze mubvunzo,,hapana fun apa 😰😰
Shem kana wakaroorwa nemukadzi unoitwa yese yese wake up usaite kunge munhu ari muhari Tytan mirira utambidzwe divorce papers umoore pakuru iwe tea hobvu sunungura mwana aende mupe divorce paper adzokere pasi pe bridge unohurirwa stereki na Dziva apa achikunyepera kuti akarambana nekamwana Kaye pauchaona kave mu UK uchafenda hako because brain dzinodhonza hauna instead u investe Mari dzese kuvana vako busy kutenga zvikomba dhemetiHaachangodi murume chete mushonga watanga kuona nhasiKana abuuda pachena its ok. Tytan akatoudzwa kare but haasi kuda kubva.Wanike azvitaure pajekerere meaning iye anotozviziva.Ndaabvume kurambwa Stunner achamugadzirara shoe size kani 😂👏🏾 zvikafamba mushe Ndaona stunner Atove UK citizen olinda arowha pap
Dziva vapinda hanzi vanhu vekwa chidemhe vaindida nanhasi vachiri kungondida🤣🤣ko vanotadza nei kukuda iwe uchivapa bag hanzi dziva havana kumbobvira vandibatira mushonga umm ndaona mundevere adzokera pasi pebridge shuwa mungaisire munhu mushonga wekuti mupiwe mari hapana rudo apa kwaive kunyangirana🤔,worinda anoda Dziva kubva zvaavkasiyana haana kumbobvira arega kumuda that's akachekwa chekwa nyama nekuda kuda kumanikidzira hako but pana stunner ucharira hako worinda wotomaker sure kuti hauiite duri futi coz stunner ndewemaslayqueenHaachangodi murume chete mushonga watanga kuona nhasiNyangwe mukaita noise sei Stunner haana chanowana nekuti OC na Tytan vakachata saka pakurambana apa vanoita half-half pa property apa
Prophet Magaya mauraya Chechi nekuda Mari .every service inoitwa 2 maofferings.kuma cell groups kunobviswa ma offering and on top of that every cell group ine target like $450 peweek.motgees day, father's day,prophet s birthday,prophet s wife birthday kunobviswa Mari and they will be competition among cell groups kuti ndeipi cell group yabvisa Mari hobho.phrophet Magaya vanongofunga mabusiness avo.befire kuchurch kwaiswa shade kuoverflow tainaiwa nemvura kutoita fluu mukati muchurch was reserved for mapartners vanobvisa a fixed amount every month then mykazisara nzvimbo monzi chipindai.the love of money yaita kuti vakatanga church vaive pedyo naprophet vaifamba navo vasiye church l remember prophet vakambotsamwa vamwe vanhu vaendesa m
Ketty already said this, she s going to frame him, she must just go back to her ex kwazvo. Lies written all over her face, this lady is crazy and noisy. Tytan move on, work hard and be successful.Kketile akazvitaura kuti Titanic chenjera kuvhurirwa hombee vanhu vakadzokerana🤣🤣🤣 But Olinda akukanganwa kuti akati Dione naStunner vakamuendera kun'anga hanzi Dione achitomuudza madirections ekunogara n'anga yacho. Vanhu vanokanganwa easily hantiI guess you are correct Dionne was a girlfriend🤦🏾♀️. You are not going to fight for your marriage after about 3 wedding celebrations you have had with him🙆🏾♀️.
Baba sean,baba jayden,baba nandi,stunner ko vamwe vatisingazivi vese ava vari wrong ndiwe chete uri right nhema chaidzo iwe ndiwe problem ketty akazvitaura kuti iwe nastunner mukurongera taitos horror dzaiva chokwadi nyaya yemushonga yauri kutaura ndeye kunyepa kusvika wauya nema v11 pafeya chaipo wafunga mvooo yadziva hombe yatakaona ichichemedza pokello ingodzokera zvakanaka kwete kunyepera mundevere uyo but uchadzoka futi pano uchichema unofunga kuti stunner anokuda kubva nhasi wakunzi mai dhliwayo Anorwara uyu gore raahurirwa asada kuzviuraya hre ndokutourawa kwacho ikok Akuda kut musvonga kudii kwachoo wakadiwa urizibroiler nekut wazoita kabody wakuzviona watype yaDziva this time ukuhurirwa zvekut hauite zvimaLive unongodonha neBp zvovharana &nbs
London Olinda Ndaida Kuurairwa Hupfumi Hwangu Na Tytan Nemushonga Oudza Tete Mildred But honestly am suprise Olinda ari kuti Stunner haana kumbobvira akaita zvekushonga akukanganwa kuti ndiye akaita live achitaura kuti Stunner naDione vakuenda kun'anga ende vakawirirana spiritually and physically, to extend yekuudzana n'anga dzinogona. Inga anokanganwa very fast nhaimiPanya iyi. Let’s call a spade a spade. Olinda and stunner vane nguva vachiita madhiri avo. Olinda pa chokwadi akungodawo zva stunner now.
#GoFundTytan is the best option now because the situation in UK has moved to another level.He was busy playing with Nandi. Ko vakadzi zviiko zvamuno dyisa varume kuti vaite moyo sewa Tytan chiseko che ZimbabweAhh imi tytan myt be younger than oc but hz a grown ass man he also knows wat hz doing hamuoni mazuvano akuitawo ma shows
Sis Melly Ssid Lovenes Samaz That explains a lot of her behaviour may God heal her With the way she abuses other people online especially vana vafelly , I don't feel sorry for herThat's why samas is bitter nhai I was not like samas but God forgive me sorry darling mwari ndimwari but chisiya kufurirwa naketty akakundikana life yake kuti chikombq chakarara namai vake akachiregerera very very sorry samas namata forgive your father vaudze kuti bqba makanditadzirw kudenga napanyika handikodsere kuti ndinzi mwana wenyu Sis Melly Diaries Live true and she is saying nanhasi zvirikumurwadza that means she is still holding on to the anger and bitterness from physical and emotional abuse. Sorry hakeWhy vanhu varikuti ndosaka une bitter guy
Mai Tanya understands the assignment panonzi pamuchato paye in health and in sickness ndomira newe. Murume chave chirema ,hapasisina mboro 🤣🤣🤣but Mai T is always respecting me despite the odds. Ndovakadzi ava🥰😍🤩Conversation with my baby mama , my wife TECLA aka Mai Tanya and her daughter Alice ❤❤❤❤❤ #NB :To those who dont understand the Shona Zimbabwean langauge , this is the symposium of the conversation. This is a conversation between my baby mama ( the mother of my son Tanyaradzwa ) and myself . I try by all means to co-parent with the mother of my son Teclar despites the odds that i changed myself to be a woman from being born biologically a man. So i had this child when i was a young teeneger before i bega